Osiirwa Chitunha MuShop, Madzimai avaMukono Otaurawo Divi Ravo Nepari Kubva Ruvengo - Part 3

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 16 ต.ค. 2024
  • Tasvika pamusha pavaMukono avo vekusiirwa chitunha mushop tichikurukurawo nemadzimai avo pamwe chete nekuona mabasa avari kubata ayo vanoti akonzeresa kuti vavengwe.

ความคิดเห็น • 40

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Project yavo is commendable qnd dai vabatana semhuri vasimudzirane. For now ndavashevedze mukotsanjere vachenese musha once for all.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadi

  • @rmakarau3229
    @rmakarau3229 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Munoshanda Mwari vakuitirei nyasha baba.Amen

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏

  • @SikhulileNyoni-v1j
    @SikhulileNyoni-v1j 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา +6

    Munhu akaita mari anonzi akaromba nehama dzinehusimbe fokoro dhemeti

    • @estellesimon430
      @estellesimon430 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Vaimbotizirei kwese kwavaifamba vaizosara votsvagwa vatotiza

  • @ClaudiusKurungedje
    @ClaudiusKurungedje 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา +5

    Hakuna muroi anobvuma kt chokwadi ndinoroya kana mazogara baba ava ngavabude pachena

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🤭

    • @kimjongun1777
      @kimjongun1777 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      100% correct we faced the same problem mu family munhu achiramba kuti akanotora hurombwa hakuna Muroyi anobvuma kuti ndiri muroyi

  • @GawundenciaMuza
    @GawundenciaMuza 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Isu Takazotamira Gokwe taivevo vekuimba duku asi mayi vamwene vangu vakarohwa vatete vaka vhuniwa ruvoko saka barika ma one

  • @RosslyntatendaMarisa
    @RosslyntatendaMarisa 24 นาทีที่ผ่านมา

    Baba famba semhuri mucheneswe ehe tazvinzwa kut munorima fani bt diwisi riripo fambai pamwepo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Kana musina mhosva siyanai nazvo amai...myb igodo zviriko mumhuri

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbe well done ngavaende kwa doc mukotsa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you, tichasvitsa suggestion yenyu iyi kwavari 👏👏👏

  • @NicholasGwarada
    @NicholasGwarada 18 นาทีที่ผ่านมา

    chakanaka before judging ngavasangane vopindurana nekuti vanhu vanobats bata vane defense zvekuti munomurambira ,ngavangofamba vese varipasi pa headman.pamwe ingozi irikuvakonanisa.

  • @KeithsTechCorner2024
    @KeithsTechCorner2024 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Sekuru nyangatai Simbi yebasa vanopedza ma sports

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      ☺️

  • @RosemaryMagaisa
    @RosemaryMagaisa 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Dai mufi angozvipedza ega coz hapana anobvuma kubata bata kwake plus kutaura uchiti vamwe marombe coz ndakanzwa bba vepo pane imwe hurukoro vachiti hapana akavakirana neni

  • @KeithsTechCorner2024
    @KeithsTechCorner2024 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Tangai kunzwa part 1 and 2 munzwe zvakaitika wakanzwa from Amai ava hazvisi ku marker sense,

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏

    • @stars1531
      @stars1531 29 นาทีที่ผ่านมา

      ​@@nhimbetv Iripi part 1

  • @ktm9853
    @ktm9853 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mdhara achema achema asi kuti zvipere ngaende ano chenurwa.Kana asina chakabata hapana chinobuda.Ngavaedze ku Glendale kwa sekuru Nyangatayani hapomere munhu mosva yaasina.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏 tinovapa feedback yenyu

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Indai kwaTasvu mondobatwa imi

  • @RosemaryMagaisa
    @RosemaryMagaisa 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Baba kutukirira nehasha pakutaura chiii n'anga dzakagara dzinokupa mushonga vozouya kunotenda nekupedzesa zvakaoma uuummm hanzi shiri inozongofa vani

  • @gibsonjiyangwa6582
    @gibsonjiyangwa6582 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Munhu akaromba haashandi semashandiro ayo apa pataridzwa kuti panobatwa basa, Hakuna vakadzi vanosaupporter murume kuromba guys ini ndikuona ropafadzo uye nekushanda nemaoko, pfuma yekuromba guys haite seizvi vabhu vanoshanda Ava , hameno anoziva muridzi kuti hapana chaakabata here

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏👏

  • @gibsonjiyangwa6582
    @gibsonjiyangwa6582 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhai be tv why you did not show all the wives, we saw two only

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  ชั่วโมงที่ผ่านมา

      There is a picture inserted pavideo ravakabuda vese vari 4, vamwe vacho vakakumbira kusabuda during interview sezvo vaiyanwisa vana.

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 35 นาทีที่ผ่านมา

    Hama dziri kurwadziwa nekushanda kwenyu

  • @abigailmutenga5969
    @abigailmutenga5969 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Hasha dzababa ava nekuita off topic ummm. Vanoda kumbonzi vhenekwei.
    Nyaya yavo is not making sense. One minute ndaiswa mukombi ndakasungwa, next minute ndakajamba nepa window?
    😂😂😂😂

  • @GraigsonRoro
    @GraigsonRoro 52 นาทีที่ผ่านมา

    Wakaromba mudhara uyo ..zvese arikunyeba ko sei musingavasanganise Se family

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Wakaramba mudhara iwe

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🤭

  • @ruregereromugovera
    @ruregereromugovera 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    vanhu vatema tine dambudziko munhu akashanda nesimba zvonzi aromba ,haa maZimba tine problem

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvakaoma

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Pride too much baba . Cover-up mmm

    • @JulietMutemeri
      @JulietMutemeri ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Bt mhuri iyi inenge inoshanda

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Dai vehukama vakangoita Go back to centre zvine runyararo.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadi