Kwete kuzobhinya vanasikana vachirivadoko. Dzidzisai vaitewo maEngineer memaDoctor. Ndatemga hangu. Good songs anopinza pamweya chaipo. Keep up the good work. Mwari ngaapihwe mbiri yake. Amen
heavenly melodies, heavenly preaching, bible followers, passover feasters, i think this is the best church that makes one to retain the eternal life if successfully follow the statutes of the creater.
Vakuru vangu baba Itaizinamwe please help me nemusic iyi baba this is real heaven songs ,listen not to those doubting Thomasses,Jesus was seen by a few people in Jerusalem and vamwe vaimuramba asi vainaye pavari ,ndivo vakazobvuma afa kuti aaa chokwadi aiva mwana waMwari.Forwad ever the nayo St John,please remember l said ndiri kudawo music iyi help help help
This is one of the best churches in Zimbabwe and wherever it exists. Panyayawo dzavakadzi mapositori ava vane chikofa. However, don't be mistaken, God loves this Church and so do I.
Pane vanhu pese pane corruption ufunge.Hazvinei kuti uri mutendi.People have corruptiuos minds.kupfeka hembe chena.kana kuimba ,kana kusvuurwa musoro handizvo zvinokuendesa kudenga.ur relationship wiht God and kuteedzera mutemo wake.Kune vakanakaow wakawanda muchechi imomo just as vari munyika.mwari ndiye the alpha and the omega.achatonga mumwe nemumwe.hapana marambiro.
my brother you did get me right i love this church i love the singing but i hate the rot that is the exploitation of the loose end of the bible interpretation to suit the greedy few {avo vane ruchiva}ungati zvako ndiri kuvenga church why do you think i even get to play these songs come on me and you we can help change this behavior and make this church the ladder to heaven which it was meant for when baba Johwani came to buit it you know it and i think you agree with me
Amen Amen ummm misodzi yangu yakutodzika amana on my way to my everlasting life nguva ichakwana ndozviziwa nguva yapera I love my church tooooo ndadzamirwa haa ngoma yakapfira iyi my Jesus my heavenly father...by Conilias Lloyd Chitsike
Muranda waMwari pamwe kuona nenyama ndafara paimbonyora nezvesangano redu may its my level of education but i used to enjoy so much asi ndakanzwa kuti zvakamiswa. If possible you can contact me Mubhabhatidzi Itai Zanamwe at mmapuranga@gmail ndionidawo chose church iyi asi pane zvakandisunga
Mwari vakanaka but there is something very wrong with marange leadership. the momberume family take what they want when they want at everyone's expense and without apology. they are corupt and truly that is no way that is good christianity
you see what pissis me off with all this is that 90 percent of the singers are doing all this just to impress the girls other than to deliver their massage to god it just make me sick i love this religion its my roots its hard to wearn myself from it but i hate to see my sisters being second third wives with no hope whatsoever just bring up kids and wait to die why why why mapostori ngatichinjei maitiro vakadzi vaviri kana vatatu ruchiva no heaven for us with this behavior shame shame shame
@joycefisherm would you justfy such a claim. learn to put forward constructive critiscim ok. sentiments grounded on misconceptions are least acceptable.
kkkkk mary was 14yrs old when jesus was born bt I know u don't knw that coz u are a careless boy bt anyway 18yrs haasi mucheche kani an vakadzi vakasikirwa varume so pls don't lecture us backwards
Kana ukahona zwirikuita Bana badhiki muno muzambia you would rather they get married at that edge and care this church is directed by the holy spirit and I can assure if that is the those young girls will inherit the kingdom of God is that best way coz God wants everyone saved. Married or not married these days on a child who is less than 10 years can be a virgin so God sees and control the situation remember the bible says your way is not my way
Haaa dako iwe ukuda kurora kaa 30 yrs yako inenge yararwa ka40 iwee wotora woisa apa nematsotsi anenge atorohwa kare wakutogara nema cartoons ema ARV huhuhu dzikama Satan enda unofa by Conilias Lloyd Chitsike
kkkkkkk mkoma gidza kudenga kunodiwa vanhu not zvinhu so at the rate at which u guys are applying to birth controls kungatosvika a million yrs vanhu vanodiwa vasati vakwana saka church yamwari inoti roorai tiite zvinodiwa kudenga . so u must learn to draw the line- zvamwari kunamwari zvepasi pano zvebudget panowo. do u get it. otherwise enjoy the music
mwari vakati berekenai rudzi rwavo but ukabereka vana 20 vese vakapera kun'ora waberekera pasina....ndiyo inonzi curse...chinodiwa nashe mweya not nyama...Chro nyika dzakaita sechina can bereka but that will not please God coz harusi rudzi rwamwari mbengo dzinonamata bhuda.Deutoronomy 30:32 "inoti uchabereka vanasikana nevanakomana asi vachatapwa nerumwe rudzi uchizviona nemeso ako" Ndiko kutukwa kubereka vana vazhinji vausinga goni kuchengeta vzoguma vave vatapwa kuhedheni uye havazodi chinamato at the end you as good as the one ane mumwe chete or zero.Berekai rudzi rwamwari ndivo vana vanorambira muchurch nokuti vakaona kuropafadzwa kwamwari wababa vavo...ndokubereka kunoturwa namwari not zvanhema kuita stret kids and ophrns [parents are alive kutukwa hapana denga rakadaro.
well,i don't think we are on the same wavelength coz whereas u acknowledge kuti kunodiwa mweya ko mweya yacho haisi yevanhu here. u are so negative I don't think u understand these things. myself I have 27 boys and 19 girls both in the church. unenge mwana pachurch iwe.
What difference does it make baba nekwamuri kunyika? children as young as 10 vakutoziva varume and they have no restrictions ne mahuman rights ka awa. Believe me ndoo age yava ne the highest rate ye HIV/ AIDS. Saka choose your path but you'r going downhill into Gehena. In my own view akatoroorwa ari better.
Spiritual songs is our spiritual food and energy
Kwete kuzobhinya vanasikana vachirivadoko. Dzidzisai vaitewo maEngineer memaDoctor. Ndatemga hangu. Good songs anopinza pamweya chaipo. Keep up the good work. Mwari ngaapihwe mbiri yake. Amen
heavenly melodies, heavenly preaching, bible followers, passover feasters, i think this is the best church that makes one to retain the eternal life if successfully follow the statutes of the creater.
May God be with you and your family. Stay blessed
Shalom 🙏🏾🙏🏾🙏🏾 it's Shabbat
Correct bro, this is the church that portrays the very image of what is happening in heaven.
From Kinshansa - USA
I am blessed by this song. Mwari itai kuti weekend ndisave on duty but kukereke. Amen
All St john said is he saw a handful of the human population enter heaven l am a messenger just like him......amen
this song gives me a picture of heaven life
ngatinamatei hma vadikani tozofara pamwe,its a gud song zvandifungisa parefu ndafunga kudzoka kuchchi ndokwandakaberekerwa uku
Dzoka umwe wangu , ini ndakadzokera 20 days ago next week tetiri paMAGUNJE
Hamen. Ngatsungirirei nguva yapera . Jesus ari kuuya. Siyai zvenyika mutevere Mwanakomana waMwari. Amen
Ndirangarireiwo Mwari wangu
Vakuru vangu baba Itaizinamwe please help me nemusic iyi baba this is real heaven songs ,listen not to those doubting Thomasses,Jesus was seen by a few people in Jerusalem and vamwe vaimuramba asi vainaye pavari ,ndivo vakazobvuma afa kuti aaa chokwadi aiva mwana waMwari.Forwad ever the nayo St John,please remember l said ndiri kudawo music iyi help help help
Raphael Gombakomba Amen
St Noah muridzi wemazuva
Chakanaka chakanaka. these are true gospel vibes
I love this church
Zvakaoma ndofunga pakuru ne song iyi mwari anotida ahuweeee
Dziyo dzinozunza denga idzo, tenzi johhani
Amen l love this church
Wonderfully done
rugare vapositore...ngatishingirirei mukunamata nguva yapera. amen
Amen mambo Jeso!
Makaita henyu Mwari makaita kuti ndinamate church iyi yamutumwa Nowa
Amen Amen Amen
tosangana ku Jerusalema ukooo dddddddddd Amen
Kutangwa kwechurch hakuziri kutanga Company as easy ndekwemutsimba naIshe iwe unge usingadi asai vanokutuma sazvakaitwa Jonah kuenda Ninivha rwendo kwete church dzedu dzatiri kurota mugumbeze
Unoita zvekutumwa na Mwari kuti utange church inounganidza nyika kwete kunganidza tuvanhu twako [[[[[[[[[[[[[[[[[[[[[Mutumwa John Marange]]]]]]]]]
Good one like it
Dats my church ,l love my God
Izwi rakadaidzirwa pasirino rese rikanzwa nemarudzi akasiyanasiyana akarinzwa richiti 'tendeukai nguva yakwana'.nevachena vakauya vakanamata chechi iyoyi,nanhasi mhuka dzegungwa dziri kuparidza ivhangeri kunze kwenyanza Encyclopedia britanica!ine humbowo.vanonamata vakadanwa vanoishora vacharaswa.rugare ngaruve kunesu!
amen amen amen
Norman Masawi Hapana hapo chinoshamisa kuti vachena vanamate nekuti vakasikwa namwari uye chechi hainamatwe mwari ndiye bedzi anonamatwa
Norman Masawi ndinonzwa kukomborerwa zvangu chero ndakambomira.....
urikupi wakamirirei dzoka kuchurch. izvozvi wakaroorwa nehedhen. ndopamunonetsa vana vakaberekwa neutsvene makuzopa mahedhen utsvene hwese haaaa
Good song
this is good music
.
This is one of the best churches in Zimbabwe and wherever it exists. Panyayawo dzavakadzi mapositori ava vane chikofa. However, don't be mistaken, God loves this Church and so do I.
and this one is my favorite!
Rufaro ngaruve nemwi
Can anyone tell me the story behind the symbol worn by the Prophets of Johanne Marange.
Amen
Parabéns
Haaa postori kumberi kwekuseri
kuroora akurambidzi mafungiro enyu Mwari ndiye anoziwa mutadzi kwete iwewe
Rugare kwamuri, rugare kwamuri., Rugare.Izvi zvekuita judge, ngatisiyane nazvo, ibasa ramwari. Vakaba mari yandaisa kuti ishande basa ramwari, ah hameno ikoko, coz vabira mwari. Vanoiwona hondo yacho. Havana kubira ini. Handigarege kubatsira ku church nekuti mumwe munhu achaba. Madzibaba imi play your part, if mukuru akatadza kuita yake achiba mari, achatongwa.
Pane vanhu pese pane corruption ufunge.Hazvinei kuti uri mutendi.People have corruptiuos minds.kupfeka hembe chena.kana kuimba ,kana kusvuurwa musoro handizvo zvinokuendesa kudenga.ur relationship wiht God and kuteedzera mutemo wake.Kune vakanakaow wakawanda muchechi imomo just as vari munyika.mwari ndiye the alpha and the omega.achatonga mumwe nemumwe.hapana marambiro.
my brother you did get me right i love this church i love the singing but i hate the rot that is the exploitation of the loose end of the bible interpretation to suit the greedy few {avo vane ruchiva}ungati zvako ndiri kuvenga church why do you think i even get to play these songs come on me and you we can help change this behavior and make this church the ladder to heaven which it was meant for when baba Johwani came to buit it you know it and i think you agree with me
hakirosi ndizvo kutadzira Mwari hunhu hako
NYC song
mahakirosi aya ukatora nguva yako anoendesa mweya kure kure kwakutanga kuona denga richidzika jus take your time guys jus to listen Kudenga kunaMwari, bt ukazovaona vane vakadzi vakawanda vabva pamahakirosi ummmmm unogona kubva pana Mwari zvana mabori madzihwa kusaenda kuchikoro zvisikana zvidiki zvimwe zvinenge zvatokurirwa nenhumbu Haaa apo tapesana.
Mwana pachurch uyu.
Emeldah wakaona here kana kuti wakanzwa taurai kwamaswera sisi
John tikomborere
Kuimba zvine unyanzvi aaa zvinokomborera rugare mapostori
Amen Amen ummm misodzi yangu yakutodzika amana on my way to my everlasting life nguva ichakwana ndozviziwa nguva yapera I love my church tooooo ndadzamirwa haa ngoma yakapfira iyi my Jesus my heavenly father...by Conilias Lloyd Chitsike
TENZI NOAH IS 'JESUS'....END OF..
Hameni hareruya giroriya
Muranda waMwari pamwe kuona nenyama ndafara paimbonyora nezvesangano redu may its my level of education but i used to enjoy so much asi ndakanzwa kuti zvakamiswa. If possible you can contact me Mubhabhatidzi Itai Zanamwe at mmapuranga@gmail ndionidawo chose church iyi asi pane zvakandisunga
Zvakanaka chose l will be intouch muranda
tamba ipapo,
yes we know this is the church of God but what is happening in it sometimes makes him angry. they are like israelites who turned down the lord's offer
jacob nyamuda I love this church
I am true Jew of Israel we as black people are the lost tribe of Israel tendeukai munamate is the only message l was to tell the world 🌎
Yaaa
nguva yapera,ngatinamatei
zvinondibata chaizvo nziyo idzi varume nguva yapera,ungadei chii panyika kunze kwekunamata.mutumwa wechokwadi ane gwara rokudenga,tinotenda Mutumwa Noah.
Amen
Mwari vakanaka but there is something very wrong with marange leadership. the momberume family take what they want when they want at everyone's expense and without apology. they are corupt and truly that is no way that is good christianity
you see what pissis me off with all this is that 90 percent of the singers are doing all this just to impress the girls other than to deliver their massage to god it just make me sick i love this religion its my roots its hard to wearn myself from it but i hate to see my sisters being second third wives with no hope whatsoever just bring up kids and wait to die why why why mapostori ngatichinjei maitiro vakadzi vaviri kana vatatu ruchiva no heaven for us with this behavior shame shame shame
@joycefisherm would you justfy such a claim. learn to put forward constructive critiscim ok. sentiments grounded on misconceptions are least acceptable.
ndeipiiyi
dai mangorega kutora vana vacheche muchiita vakadzi uyezve regai kudzvinyirira vanhukadzi mwari vangafare chaizo ndatenda hanhu
kkkkk mary was 14yrs old when jesus was born bt I know u don't knw that coz u are a careless boy bt anyway 18yrs haasi mucheche kani an vakadzi vakasikirwa varume so pls don't lecture us backwards
Kana ukahona zwirikuita Bana badhiki muno muzambia you would rather they get married at that edge and care this church is directed by the holy spirit and I can assure if that is the those young girls will inherit the kingdom of God is that best way coz God wants everyone saved. Married or not married these days on a child who is less than 10 years can be a virgin so God sees and control the situation remember the bible says your way is not my way
Haaa dako iwe ukuda kurora kaa 30 yrs yako inenge yararwa ka40 iwee wotora woisa apa nematsotsi anenge atorohwa kare wakutogara nema cartoons ema ARV huhuhu dzikama Satan enda unofa by Conilias Lloyd Chitsike
kkkkkkk mkoma gidza kudenga kunodiwa vanhu not zvinhu so at the rate at which u guys are applying to birth controls kungatosvika a million yrs vanhu vanodiwa vasati vakwana saka church yamwari inoti roorai tiite zvinodiwa kudenga . so u must learn to draw the line- zvamwari kunamwari zvepasi pano zvebudget panowo. do u get it. otherwise enjoy the music
mwari vakati berekenai rudzi rwavo but ukabereka vana 20 vese vakapera kun'ora waberekera pasina....ndiyo inonzi curse...chinodiwa nashe mweya not nyama...Chro nyika dzakaita sechina can bereka but that will not please God coz harusi rudzi rwamwari mbengo dzinonamata bhuda.Deutoronomy 30:32 "inoti uchabereka vanasikana nevanakomana asi vachatapwa nerumwe rudzi uchizviona nemeso ako" Ndiko kutukwa kubereka vana vazhinji vausinga goni kuchengeta vzoguma vave vatapwa kuhedheni uye havazodi chinamato at the end you as good as the one ane mumwe chete or zero.Berekai rudzi rwamwari ndivo vana vanorambira muchurch nokuti vakaona kuropafadzwa kwamwari wababa vavo...ndokubereka kunoturwa namwari not zvanhema kuita stret kids and ophrns [parents are alive kutukwa hapana denga rakadaro.
well,i don't think we are on the same wavelength coz whereas u acknowledge kuti kunodiwa mweya ko mweya yacho haisi yevanhu here. u are so negative I don't think u understand these things. myself I have 27 boys and 19 girls both in the church. unenge mwana pachurch iwe.
Raphael muranda
mahakirosi aya ukatora nguva yako anoendesa mweya kure kure kwakutanga kuona denga richidzika jus take your time guys jus to listen Kudenga kunaMwari, bt ukazovaona vane vakadzi vakawanda vabva pamahakirosi ummmmm unogona kubva pana Mwari zvana mabori madzihwa kusaenda kuchikoro zvisikana zvidiki zvimwe zvinenge zvatokurirwa nenhumbu Haaa apo tapesana.
god will judge u with ur comment xaa
What difference does it make baba nekwamuri kunyika? children as young as 10 vakutoziva varume and they have no restrictions ne mahuman rights ka awa. Believe me ndoo age yava ne the highest rate ye HIV/ AIDS. Saka choose your path but you'r going downhill into Gehena. In my own view akatoroorwa ari better.
@@lincolnmundembe7349are you muhakirosi?
@@ranganainyakura1648please l am only putting mutumwa pamberi bcz l don't know what denga has decided for your life. Shalom