Uyo arikutsvaga way yekuudza ma parents go home first find help kuma prophets and use a different number to advice those parents asi don't tell them in detail what you saw unongovati please seek spiritual help on your kids to see if the school they are attending has any effect on them
Hi vedare, iyi idzidziso, vanhu va jehova dzidzayi kugutsikana nezvamuyinazvo uye hapana mari inokwana siyanayi nokuda mari yechimbi chimbi zvakakosha kuti Amen for the day kushandisa muviri wako hahubudiriri mari yacho hayitengi chinogara
Zvaurikurota zvichiitika it's a ritual yaurikuitirwa kuti ukonzerese kufa kwevana then woendeswa kujeri coz wakaona zvawakanga usingafaniri kuona, you need to pray and fast against that ritual for it not to manifest physically zviperere mumhepo, otherwise you will end up in jail.dai ndirini ndaisiya basa coz boss might seem to be friendly to you but you are now enemies spiritually. He has powers to read your mind.
First party ummm pakaipa dai aenda kumusha wozotaurira nyaya dzako vatiza, second tora vehukam a mufambire nyaya dzacho wekupedzisira wafunga hako chihure nekuda mari ruchiva wakutoshora murume wako
Mkoma wekushandira taxi boss tsvaka Mari uinde kwaSekuru Tasvu ,Kanengo or Mukotsanjera vakubatsire nezvose zvawakaona u are the next kufa hauponi Apa tiza nguva ichipo then wobva wafumura Satan uyu tora number yomubereki one wava Zim wabatsirwa wobva wataura zvose kumubereki
Mkoma vekuona mapic evana dai magara matiza nehupenyu hwenyu nekuti boss venyu vari kuziva kuti makaona zvese muchazozviburitsa chete. Dai mabva musati maurawa. Mobva nzvimbo iyoyo muri kushandiswa futi imi mogona makarombeswa muzingazive nekuti hope dzamorota uuuuu
Zvawaona Siya zviripo run fast and faraway with your life you are next fo rituals akatokuona hake he is watching you closely
Mukoma tsvagai rimwe basa uyu murume anoda kuti mubatsirane kuuraya vana muchagezerwa ngozi imi
Mukoma endai munobatsirwa maybe makato joiniswa or arimu process kukujoinisa batsirwa ubude Mari munhu uyu unofa
Uyo arikutsvaga way yekuudza ma parents go home first find help kuma prophets and use a different number to advice those parents asi don't tell them in detail what you saw unongovati please seek spiritual help on your kids to see if the school they are attending has any effect on them
Mamukasei mhuri yezimbabwe
First confession mukoma kana mafunga kuudza vabereki vevana garai mune plan yekuti muchipedza kuvaudza Monday kure chaiko kwekuti hamufe makaonekwa nekuti mhuri yenyu inotambura maurayiwa kana kuzokuvadzisa mukadzi wenyu nevana henyu
🎉😂Kurombeswa chete saka zviri kwauri. Kurombeswa chete
Endai kumusha motenga petrol mongovati mukasatsura chokwadi murikufira imomo.Movaudza kuti ndakakuonai murikumakuva gore rakatii
Last hide chihure chabataka wakutsoropodza Mari yemurume wako nhasi yakakuroora nayo iweka
Mmmmm mukoma siyai Basa or Kan muchida BSA🤐🤐🤐
Siyai vasikana vari kurara nebinga avo vachitorw ukadzi hwuchino puwa nyoka nebinga idzo vobhadharwa mazimaro but hazvin life asikana ibva masiyan nazvo Mari yeropa iyi asikana
Hi vedare, iyi idzidziso, vanhu va jehova dzidzayi kugutsikana nezvamuyinazvo uye hapana mari inokwana siyanayi nokuda mari yechimbi chimbi zvakakosha kuti Amen for the day kushandisa muviri wako hahubudiriri mari yacho hayitengi chinogara
Vekuona zvinhu zvaboss please tizai neupenyu hwenyu mutsvage Mwari nekut next ndimi
First conf mukoma munofira mahara vharai muromo wenyu zvidhoma zvake zvinozviona kt mazvifumura
Mamukawo sei mkoma Nash
Buda m SA mukom uchauraiwa
Last confession kuchachemwa mukachiva chihure chefriend yenyu hazviperi mushe
Madii kugutsikana naizvozvo zviri mumba menyu chihure ichi chakaipa musatedzere.Ndosaka ndisingadi shamwari ini
Ichokwadi shamwari inogona futi kuzoudza murume wake musha ukaparara akuna chinonzi shamwari
My sister unozviparadzira imba nekuda kwefriend
Nhai mkunda wangu shamwari yako yakarombera chihure saka iwe woda kupinda muchihure hre chengetai murume wenyu zviuya zviri mberi quick money iyi inengozi uchapinda mudambudziko rokuti unodemba kuti usina Mari urinane chenjera iwe .
Last confession tsvaga zvekutengesa uchishanda hama kutengesa muviri chivi
Siyai basa iro munezvakanaka
The love of money is the root of all evil
Zvaurikurota zvichiitika it's a ritual yaurikuitirwa kuti ukonzerese kufa kwevana then woendeswa kujeri coz wakaona zvawakanga usingafaniri kuona, you need to pray and fast against that ritual for it not to manifest physically zviperere mumhepo, otherwise you will end up in jail.dai ndirini ndaisiya basa coz boss might seem to be friendly to you but you are now enemies spiritually. He has powers to read your mind.
Mkoma vana baba vakaromba batai mkoma Robert Tapfumaneyi vakupei vanhu vanobatsira
Unotourawa mkoma...wave kutoshandiswa ,anoitira kuti usambogona kuudza anyone ummm pakaipa ,ibasa Haro dai raiwanikwa kutosiya motsvaka vanokubatsirai ummm pakawoma
Ngaapiwe marii atize bcz basa rake hariiti ko iye akamuka akachekwa
First confession plizz ibva ipapo enda kumba unobatsirwa kwa Fredd or Miracle tiza nehupenyu hwako
Vakadzi ndimi chete munoita pressure yekuda kugadzirisa nhamo dzerudzi rwese mopedza mapinda ma1 futi.Stonyeni mambo mhanya henyu pa mzansi apo ma Sistas eZim.
Vana ndiwe unofanirwa kuvasunungura but search Spiritual help then wozovaudza
First party ummm pakaipa dai aenda kumusha wozotaurira nyaya dzako vatiza, second tora vehukam a mufambire nyaya dzacho wekupedzisira wafunga hako chihure nekuda mari ruchiva wakutoshora murume wako
Last confession ko varikuuya pano vachichema nenyaya yechihure hamusi kuvanzwa here mari yemuma kitchen iyoyo ukaichengeta pagore unovaka kudzikana nezvaunazvo muhupenyu chero muimba yematanda unongora chakakosha kuva mupenyu zviri nani unamate Mwari vachinje situation yako or kukupa basa rine mari inokwana zvaunoda kuita uchinamatawo kuti murume wako akubvisire pfuma ita ma course anoita vamwe uchizamawo ku apply mabasa ndakunyarirai sisi imi
Sisiwe kn mafunga chihure gara wasiya mwana wevanhu
First confession tanga waramba basa or kutobuda Muno because ukaexposer boss uchawurawa
Famba chikomana newewo watodziya moto wembavha maporofita vakawanda uye tiza vanhu vemacombi vanouraya uye unogona kugara mujeri kwehupenyu hwako hwese kunzi wakandibira uchenjere kubatwa bcz vanoshandisa mushonga
Chihure chatanga nhasi here urukuda kuti tikuti hurawo here zvemjoro zvine madzinza hama yangu mari yauri kuwana gutsikana nayo
Mari yakaoma zvayo 😢
First confession chitiza uchaurayiwa
FIRST CONFESSION udza murume iyeye weku DRC wobva wabuda mu S Africa
Mukomana wekuona baba vake varikuguva udza veukama mufambe nehweseri motvaga munhu anobatsira fonerai bhozhongora ndoye anozokupai number dzemubatsiri anobvisa nekuvanyadzisa mungapere kufa pliz imboteererai bhozhongora vanhu varikuurairwa zvikwambo zvawo udzai vehikama aso musazviratidze kuna baba venyu
Mkoma wekushandira taxi boss tsvaka Mari uinde kwaSekuru Tasvu ,Kanengo or Mukotsanjera vakubatsire nezvose zvawakaona u are the next kufa hauponi Apa tiza nguva ichipo then wobva wafumura Satan uyu tora number yomubereki one wava Zim wabatsirwa wobva wataura zvose kumubereki
Anobatsira R2500 kuita hove here?
Unofa hanzvadzi ofira vanhu vekunyika yevamwe here . Now that you know secret yake saka unoti akuudzira mahara here
Driver mungwarire kuti makatorota firo yenyu nevana vamunofamba nawo anokuchengeterai chii makura musoro dai matomboenda kuzim hama
Mkoma honay kut boss wenyu akazviziya kut munezvamakaona mkadzimara moda kutaura kmaParents evanaz beware mkoma bcz anotizviziya kuti mKumufumura zvotodawo imi muine zvamunotemba nazvo msatambe nevanhu vakaromba moswera maiswa 6 fit pasi apo chidhori chamakaona muShrain imomo ndichochikwambo chichKuMonitay ichocho zvimwe regay zvskadaro musazviite muchishanda ipapapo ibvay thdn mozotsvaga imwe nzira yekuudza vaberek mabva ipapo
First confession seek help first
𝐹𝑖𝑟𝑠𝑡 ℎ𝑖𝑑𝑒𝑦 𝑢𝑑𝑧𝑎 𝑣𝑎𝑏𝑒𝑟𝑒𝑘𝑖 𝑣𝑒𝑣𝑎𝑛𝑎 𝑎𝑣𝑜 𝑣𝑎𝑓𝑎𝑚𝑏𝑒 𝑘𝑢𝑛𝑜𝑏𝑎𝑡𝑠𝑖𝑟𝑤𝑎 𝑝𝑙𝑖𝑧😢😢 𝑐ℎ𝑖𝑛𝑔𝑜𝑣𝑎𝑢𝑑𝑧𝑎 𝑖𝑛 𝑎 𝑤𝑎𝑦 𝑦𝑒𝑘𝑢𝑡𝑦 ℎ𝑎𝑣𝑎𝑧𝑜𝑓𝑢𝑛𝑔𝑖𝑟𝑒 𝑘𝑢𝑡𝑦 𝑢𝑛𝑒 𝑧𝑣𝑎𝑢𝑛𝑜𝑧𝑖𝑣𝑎 𝑜𝑟 𝑘𝑢𝑡𝑜𝑏𝑣𝑎𝑝𝑜 𝑝𝑎𝑏𝑎𝑠𝑎 𝑎𝑝𝑎 𝑐𝑧 𝑦𝑢 𝑛𝑒𝑣𝑒𝑟 𝑘𝑛𝑜𝑤 𝑘𝑢𝑡𝑦 𝑎𝑘𝑢𝑘𝑢𝑓𝑢𝑛𝑔𝑖𝑟𝑎 𝑐ℎ𝑖𝑖 𝑦𝑜𝑢 𝑎𝑟𝑒 𝑛𝑜𝑡 𝑠𝑎𝑓𝑒 𝑛𝑒𝑤𝑒𝑤𝑜