kkkkkkk Zvakangooma so, munhu waunoda anenge anenge aine wakewo waanoda asiri iwewe and then iye wakewo aine waanoda asiri iye takanoenda takadaro. But I think zvava kuda kuti muite muchifamba ambulance plus medical aid kit nekuti ummmm rimwe ramazuva ndazoona mumwe munhu akufirai live on camera🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂Ryan Ryan Ryan how many times I call yr name kkkk the ndimi kill mi uri prophet her iwe vandinakidza nhas ,,,sorry Mr James tsvagai in hangu mundiroore😂😂😂😂😂😂⚡⚡⚡⚡
I was waiting for this 'its too complicated '😅😅😅😅
Face expression yemurungu manje.......
Ndamunzwira tsitsi
Veduweeka.....munhu unodonha ukafa neshock.
Never trust anybody 100%..leave 20% Fr disappointment
kkkkkkk Zvakangooma so, munhu waunoda anenge anenge aine wakewo waanoda asiri iwewe and then iye wakewo aine waanoda asiri iye takanoenda takadaro. But I think zvava kuda kuti muite muchifamba ambulance plus medical aid kit nekuti ummmm rimwe ramazuva ndazoona mumwe munhu akufirai live on camera🤣🤣🤣
This guy must consider having bodyguards cz wangu uchakuwadzwa nechigame ichi unoda protection
Excellent work mann i love it keep on doing what u are doing OP'S
Now daez it's better to Love your self
Wow exallent King makapenga keep up the good work!
Naprophet R ndabhoe in😂😂😂😂😂😂wqkanyanya shr pakuferefeta😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂 hanzi tavapa mbasera ye heart break kkkk go deeper prophet kkk ha mujolo
Ndimi dzenyu prophet but makapenga bra love u so much bra ❤❤❤
Loyalty Test International Ministries 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
"I trust this Girlfriend" Saka kuTest ukutsvagei.
Kkkkkkk prophet here kkkkkk king musadaro plizz
Asiii kaaaaaa kkkkk mfana iwewe ucharohwaa nevanhu honaa murungu akunorara shwadaaa 😄😄😄😄😄
Shame zvakaoma confidence yapera yese mmmm
Yar life its very hard yoo chipfambi chanyanya munyika medu kusavimbika shuwa ini hangu kana ndotoyenda uku King RyanSkits ndoto pfeka pambas chaiko
Relationship yava kutongoda ma condructs kana condruct yapera mo sigher imwe
😂😂😂 maihweee kan yohweee
🤣🤣🤣Mjolo ma1 shame kkk apa the confidence yanga ina Mr Jimmy amnaka
Kkkkkkkkkk Prophet Ryan iwe James wakadanana naVannessa mapedza madrama here Mjolo Pandemic gore rino murungu achemedzwa PFEEE nebhutsu
It's complicated 😃😃😃😃sorry Mr James
Ryan ...still these people needs counselling after your prophetic
ah ndasimudza maoko ndakusurender bro kkkkk
Haiwe Ryan mwari avenewe zvesure kkkkkkkkkk hnzi ndi prophet ha you killed me my burial is tomorrow shem
Haaaa murungu aita hasha zvekuda kukata fone kkkkk haaa mjolo mjoli uyuu kkkk Shem Shem imi kah kurambwa hakudi kudai
Well done Ryan munobatsira vazhinji varikuitiwa nekuda mari
Kkkkkk haya hanzi yes Prophet
That coloured guy is into acting right, I've seen him on tv b4
Yes he is
He really deserves better
Mmmm Prophet musadaro
Kkkkkkkk ndimi dzandikuvadza wena hey
😆😆😆 mumbasera we heartbreak here nhyi
zvaendwa ..... rireshenishipi yemurungu yadhakwa
Prophet Ryan go deeper😂😂😂😂😂
😂😂😂 pakaipa
Gegegege break it or mould it prophet prophet sando dzenyu
🤣🤣🤣murungu ambotanga ane confidence...shame
Haaaa zvakaoma get well soonest murungu
Ummm mumwe achafa ne heart break shame
achafirwa nemunh 1 day muface uyu um 💔💔💔💔
Sheberekedheya
Go deeper prophet kkkk😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂Ryan Ryan Ryan how many times I call yr name kkkk the ndimi kill mi uri prophet her iwe vandinakidza nhas ,,,sorry Mr James tsvagai in hangu mundiroore😂😂😂😂😂😂⚡⚡⚡⚡
This episode kills me Ryan ukuda kurohwa chete
Kkkkk kuzonzi prophet apo kkkk realm of the spirit
Prophet Ryan makapenga imi 🤣🤣🤣🤣🤣👏👏👏👏
Nekuvarungu zvirikowo futi😲😲😲
Do something prophet kkkkk nhasi wandipedza nhasi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ryan ka 😂😂😂
Hanzi Prophet from loyalty international....
Ko ndimi hayaaaaa
😂😂😂😂😂😂
Haaaaa king kkkkkkkkk memazvifunga nguvai zvese izvi haaaa u made my day
iwekaa iweka wazondisetsa shem
Murungu akaremerwa nemjolo🤣🤣🤣🤣🤣
Bhunu rashatirwa😂😂😂😂
Ndanakidzwa zvangu nhasi
Problem uripakuti munhu jana asisakude haqataure anongo tsvaga munhu wake chinyararire
haa u talented my guy the way u talk kkkkkk kutozobilivisa vanhu kkkkkkk
Ryan please ngaauye kwandiri hangu. Ndamuda James. Serious no jokes. Let me nurse his broken heart please.
Aaaa Mr James endai munobvisa zvamakarukwa izvo😂😂
ma foreigners kuno kunonzi ku zimbabwe kkkkkkkkkk siyanai nema roadrunners edu aya
Sorry James....the dude is serious bt abondereswa
King Rhyn kura ndaakuda kurara mavhazvee kkkkkkk
Ndipe zvako James uyooo
Ndimi dzekuseke hr amana 😂😂😂😂
😂 😂 😂 ah prophet ka
Kkkkkkkkk nhasi ndanakirwa nechannel iyi ende ndayifarira
Wenaa mulungu 😂😂😂Sorry kwachoo
Go deeper pastor
Ryan kaa indimi here idzi
Sorry Mr James musikana arwadzisa uyu apa akutaura zvaanonzwa kuda eish
Kkkkkkk Ryan wakanyanya
I take it some people are not people simple kkkk!!
But 3 years munenge muchitaura dzei ko nhai imi Aaaah kkkkkkk Kkkkkkk Kkkkkkk
Kungotsotsana chiwet
Umlungu shame apa vanga vakatemba babe zvorwadza but
Haaa Ryan haaaa prophet kkkkk
Guys mjolo🙆🙆🙆🙆
Kkkkk Ryan mukuvapedzera masports Prophet kkkk
T Freddy akaona izvi anofa nekuseka hake
Keda😂😂😂😂shame sorry bro
Kkkk go deeper prophet Ryan 😂😂
Ukugona Ryn kucona munhu kuti ataure
Uchafirwa nemunhu one day sure
🤣🤣🤣GO DEEPER PROFET
😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣Prophet u are the best
Are you also doing online DNA Testing 😅😅😅
Go deeper profet 😂😂😂😂
Ryan ua good but try not to use the word "handiti "
Haaa vazamurungu varwadziswa ava very sorry hako
Kkk mweya waprophet T Freddy wabata king Ryan pano
Amana ngaasadaro yellow yellow iro
Kuvheneka relationship yemu vet 🤣🤣
King sando dzenyu munogona 🤣🤣🤣🤣🤣🤣go deeper
Hongu prophet
Prophet huyai kwangu
Online DNA please
Kkkkkkk Ryan Ryan Ryan how many times did I call you unechipo ndimi dzabvepi idzo
Dako rako kumhata kwako uchamamiswa ngevanhu iwe muface
Ummm Vanessa wakaoma sorry is better
😭😭😭😭
Hey man Kuda
Ahhh😪😪😪sorry murungu
Ryan uchativhurira sangano takavarairwa😂😂😂
Ngauye andiroore zvangu inini
Ryan kaaa vanhu vachaurayana neshow yako iyi
😂😂😂😂😂😂 ava raster vandinakidza 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂ndimi for me
Mulungu wedu
Prophet veku SA vanosota shona lol
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 murungu