❤❤❤❤ mataura mashoko makukutu. Zvikuru ma parents ku diaspora they dont have time ne vana wavo. Ma parents amazuwaano hawachina nguwa ne vana wavo. Very informative topic ❤ Vakuru wakati nherera terera pano rairwa wamwe ne vabereki wavo.🎉🎉🎉 Dai matoita ma series on this topic mama .❤ Dai taziwa mashoko ekuudza vana wedu wee 🎉
Amen mama matibatsira
Thank you mom ,ndadzidza
❤❤❤❤ mataura mashoko makukutu. Zvikuru ma parents ku diaspora they dont have time ne vana wavo. Ma parents amazuwaano hawachina nguwa ne vana wavo. Very informative topic ❤ Vakuru wakati nherera terera pano rairwa wamwe ne vabereki wavo.🎉🎉🎉 Dai matoita ma series on this topic mama .❤ Dai taziwa mashoko ekuudza vana wedu wee 🎉
yoweeee matidzidzisa how do i download this i want to share it mu family group haaaaa