Mauto to the fullest !!!!!!!!!!!! Thats my man, I love your songs. Next time pama big tunes akadaisoo tetakuda ma videos ane quality moto. I like you my man. Mautoooooo to the fullest. This tune is a big tune. Ndakakuona pa Tafa chitown ukandi ignore haaaa shaaa usadaro, I am your big fan #Cde
First time kunakirwa neDancehall izvi zvikudyika zvabikwa izvi
Uyu ndiye akuimba dancehall yana Calaz na Chibaba akaipa
Great show piece. Keep it up
Mauto anouraya zvamachaizvo❤🔥🔥🔥💯🇿🇼✔️
chibaba chopedza ichi love from kwekwe
The guy he's talented 👏 👌
Level rako kwakuseri
Chabva chapindirwa nemaganaz
Ichoo musachi sizer ❤❤❤ mawuto ayo
For Bulawayo 🔥🔥🔥🔥🔥
iwewe ndokufariraa zvngu ukupisa iwe
Mauto muhombe uyo 👏👏✌️
Vafambi vemadekwani ❤❤❤❤❤
Zimdancehall back on the radar again.... Thank you khonangale
Keep on pushing guys and try to invest mari yamukuwana iyoyo
Ichokwadi ichocho
Konaaaaangale wanguuu Saka Mbidaa toisaa kuzero nokuti Konangale ritori Heroo🎉
Unondigonera xem 😮😢😢😢😢mauto to da fullest
Big chuni bro
Ndakatenga macoco ndatiiiii ndatiiiii
Khona kaani 🔥🔥🔥🔥🔥
Ipfuti iyooo🔥🔥🔥🔥
Mauto ummm inyere iyo #bullet remangoma
Mauto muri muhombe mudhara tothemba imi🎉🎉🎉🎉 pamangoma vese vapera
Apa wakarowa apa jealous down
Haaa ichii chibaba ichoo chopedza😄🔥🔥🔥
Vafambi vemadeko 🔥🔥🔥🔥🔥
I just hope you will forever do your music with the same rhythm and flow
And you won't change like other artists
Keep pushing 🔥🔥🔥💯
Mauto❤🔥🔥🔥
Ichooo ❤❤❤
Kumberi nebasa 🔥
Mawuuuuuto
Khonangale kunyika ❤❤❤❤❤
Mauto to the fullest !!!!!!!!!!!!
Thats my man, I love your songs. Next time pama big tunes akadaisoo tetakuda ma videos ane quality moto. I like you my man. Mautoooooo to the fullest. This tune is a big tune.
Ndakakuona pa Tafa chitown ukandi ignore haaaa shaaa usadaro, I am your big fan #Cde
Sometimes unogona kuona kunge munhu akuona iye asina
Chabvaaa chaaaa
Bayakhohlwa yaz
Mautoooo🔥🔥
Ndiri liader kunge army commanto
khonangale i living legend
Khonangale,,, 🎉🎉🎉🎉❤
Unofanirwa kunyora Tittle seizvi : Khonangale - Hamundizive Kana (Official Video)
Inoita kuridza mu polo😅😅😅😅
🎉🎉🎉🎉🎉keep moving mauuto
🎉🎉🎉😂❤❤❤❤Chava chapindirwa be maaaaauto
Chabva chapindirwa neMauto🔥🔥🔥
Mauto moto 🔥🔥💫💫
Mahorror na Khonangale ❤❤❤❤❤🎉
chune🔥🔥🔥🔥✌️🐐
Big tune khonangale
Mautoo❤❤❤❤❤
Khonangale ❤
Famba wangu
Hombe iro 💥💥💥🔥🔥
Uyu ndikasana naye hazvipere mushe togadzira hombe
Mauto ndipoo colubo
Mauto🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏
Rova
Mauto on top
Easy Easy mauto
Kkkkk kubva vekamutoko munofamira kumbotsvikavo kwamutoko kni
Uyu anondigonera mhani
🎉🎉🎉asi hamumuzive kanii
Mauto to the world ❤❤🎉🎉
The fact that tirimaGunners eArsenal zvakumaker sense now❤
🔥🔥🔥🔥
Clack rrkuchurwa apo mahorror❤
Kuvenga this guy unenge urimuroyi chaiye,
Mbida anotedzera Jah jove hapana haari
0:34 maone
Uyu na mbida ndeve mafreestyle zvema songs ngavasiyanane nazvo
Mauto hoyo ❤❤❤😂😂😂
🔥🔥🔥🔥🔥👌
This is a hit
Heavy tune
Mauto anopedza musamusaiza
uyuu mufana uyuu muhombe sabotage ndiyo yamunomurovera mudhanzi mbida waita mwanamudiku panamautoo
🎉🎉🎉
🔥🔥🔥
Anogona uyu
Urishasha
Hoyoooo
hoyooo
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mauto hoyooooo
Khonangaleeeeeee😂😂😂😂😂
Easy man
Mautoo to the world
Mauto 😊
Pullooo😅
Uri muhombe kwete zvekunyepa
Mauto 🔥
Khona
❤
Mauto ❤❤❤
Haagone uyu
Iri Bhandit rekwamurehwa roda sting ne ngwere yekwa Mutoko
Mauto haasi njani
yesay mauto
Chabva chapindirwa nemauto ....vafambi vemadeko
Mbida pa1 iwewe pa2 wataura wanii😂😂😂
Khonangale vafambi vemadeko
Mauto bhooo
Mauto muriko hr 🏋️
Muribaba
Horror