Kuwadzana Phase 3: Hapana mazuva paita moto muraini rimwe chete zvichikonzerwa nemagetsi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 8 ต.ค. 2024
  • "Zesa iri kuda kuti kuitikei nekuti umwe akatofa kare" imwezve imba yobvira Kukuwadzana Phase 3

ความคิดเห็น • 13

  • @rufarosharonborerwe3689
    @rufarosharonborerwe3689 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Zesa plz this is too much chasara dzese dzichabvira

  • @phineasvambe8387
    @phineasvambe8387 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma vakuru vezesa varikuba Mari vozotadza kugadzirisa zvorwadza

  • @jessicanyaman8295
    @jessicanyaman8295 3 นาทีที่ผ่านมา

    Zesa ichidai CHIVHAYO achitengera vanhu mota kuroya masikati

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zesa ngaitipewo ma serious

  • @juliamatangira5652
    @juliamatangira5652 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ngavasa employe hama dzisina ruzivo rwemagetsi please

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Hello ST ❤❤❤❤

  • @PerseveranceMatsvororo19088
    @PerseveranceMatsvororo19088 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma chokwadi

  • @neverkabuku3015
    @neverkabuku3015 42 นาทีที่ผ่านมา

    They don't call ZESA MOTO MUZHINJI for nothing

  • @NigelTakawira
    @NigelTakawira 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakangooma

  • @xnxo7237
    @xnxo7237 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Short cuts are always expensive.Mumba musangozara junk.

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Inga zvakaoma chokwadi zvinhu zvacho ma1 chaiwo

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma hazvo

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shame