ความคิดเห็น •

  • @lizbertify
    @lizbertify 9 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma. Mwari vakurangarireiwo amainini 🙏🏿🙏🏿

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa 9 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma veduwe dai mwari vakuonai womuwanawo mabasa mubatsirikane

  • @annahnyenyedzi
    @annahnyenyedzi 9 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvi iwe tsvaga munhu wamwari snokubatsirai mose nehanzvadzi dzako heyi panoda mwari apa akubarsirei

  • @Phabbz
    @Phabbz 9 หลายเดือนก่อน +2

    Mwari ngavakuchengetei, vakurwirei, vakutungamirei mazuva enyu ose ehupenyu.... Zvamapindana nazvo zvinorwadza

  • @mtemavester
    @mtemavester 9 หลายเดือนก่อน

    aaah hupenyu whakaoma vakomana,Endai kmasowe uye namataiwo pliz

  • @DorcusTinarwo
    @DorcusTinarwo 9 หลายเดือนก่อน

    Nhayi mwari pindirai

  • @lisamupfugami5022
    @lisamupfugami5022 9 หลายเดือนก่อน

    Eish its painful hupenyu hauna kureruka

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 9 หลายเดือนก่อน

    Hey some people will never see heaven!! May God protect you

  • @lizbertify
    @lizbertify 9 หลายเดือนก่อน +1

    Nhai kuvarungu zviriko wo here zvekuromba izvi

    • @samanthamkono5076
      @samanthamkono5076 9 หลายเดือนก่อน

      Zviriko asi hazvizonyanye sesu ..ndakamboona imwe mhuri yevarungu yaiva nevana zvirema vese vamwe vacho vaiita sevasina kukwana

    • @lizbertify
      @lizbertify 9 หลายเดือนก่อน

      @@samanthamkono5076 Were the parents super rich? Or maybe vana vanga vakaremara zviri hereditary?

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 9 หลายเดือนก่อน +1

    Nhai mwari wangu muripi zvakadai zvi chiitika😭

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 9 หลายเดือนก่อน

    Haa ndabatikana asi chandinokuudza ndechekuti usasiye vana vamai vako, makararama life inorwadza zve stand yevabereki siyanai nayo mungazoifira nekuti bamukuru venyu vakaromba

  • @emmasithole4674
    @emmasithole4674 8 หลายเดือนก่อน

    😢😢😢

  • @matovuallan54
    @matovuallan54 9 หลายเดือนก่อน

    😭😭😭😭😭😭

  • @samanthamkono5076
    @samanthamkono5076 9 หลายเดือนก่อน

    But dont know why vanhu vachishungurudza nherera kudai kana ysingadi kuvachengeta bttr kungovasiya pane kuvatambudza

  • @MONICA-x7z
    @MONICA-x7z 9 หลายเดือนก่อน

    This is a sad story

  • @matovuallan54
    @matovuallan54 9 หลายเดือนก่อน

    Imbopotai muchienda kuchechi

  • @melsniks
    @melsniks 9 หลายเดือนก่อน

    May the Good Lord wipe away all your tears ❤