ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kundzwa kusimudzirwa Alleluya Amen
Heeeeeriroooooooooya,Amen
Uchaona kuti vanhu vavakutora worksuit kunge yatova church uniform yet kutorasika pakufunga dzokai hama pakasiiwa chikoro chiri navaMadakadze hama
Imbonzwawo nyasha dzirimuvanhu kwete zvipfeko, ini ndangonzwa moyo wangu uchizarawo munaMwari
Hossana inesimba iyo hama
Arimazviri ndiye anonzwa kunakidza kwazvoo hautarise zvakawanda unenge uchangoti denga ngaringotimedza tiripaHosana
Wanzwa shuwa sekunzwa kwandaitaiwo Mwari anenge awakubata mumoyo nesimba nemurazvo wemoto chaiwo
Kuimba kwakanaka kunodzikisa ngirozi