Domestic Issues: Ndakatadzira mukadzi wangu nekuita mwana kunze.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 พ.ย. 2024

ความคิดเห็น • 165

  • @misikeisechaps4732
    @misikeisechaps4732 2 ปีที่แล้ว +5

    Zi voice remunhu ane 19 years here iro tichanyeberwa pano apa ane mwana we chikoro futi imiiikaa musatione sematsaga imi. 😃.plus huchapa huchapa imi aaaah .I can imagine kuti kana wasinga Chinje mwana nepi what more iwo amai wacho kana wari ku period 😬😬

    • @julietmagocha5129
      @julietmagocha5129 2 ปีที่แล้ว +1

      Mwana hanzi ndewe murume , akauya nemwana wake from previous relationship

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว +2

    Pa 50... Mwanasikana jira rakurisa iro siyana naye makuruwani unofira mafufu segozvo. Tete wants this girl to run with her life shame. I could feel teteTilda's pain and empathy....

  • @chrisbeknown7189
    @chrisbeknown7189 2 ปีที่แล้ว +7

    19 year old girl anemwana ane 5 months zvinhu zvakamuwandira weduwee, oti mwana wemurume ane 5years apa murume haatenge pamper mukore uno,. Murume ngaachinje mwana pamper husiku. Joni taita Mari ne kuchengeta vana vevarungu kuno tiriku vaka ne kutumira Zim. Vana ibasa hombe weduwee..

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว

      Apa mvura ndeye kuzvibhorani magetsi anoyenda

    • @pamellaperpetuanduna360
      @pamellaperpetuanduna360 2 ปีที่แล้ว +1

      murume aneproblem anocomplainer iye anoitawo rei basa... anoudza munhu kuti chinja mwana iye anodiii kumuchinja manappy acho

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว

      @@pamellaperpetuanduna360 kikkkkk apa hapana ma pampers acho mitambo 9. Inyope

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +8

    Second caller: This is a very young woman with less life experience, and being a first time mother. There is also factors such as support with childcare, ha she got enough support considering her circumstances of lack of experience. There are also problems related to post natal experiences, please don’t jump to conclusions.

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 2 ปีที่แล้ว +1

      Haaa huchapa here chero pad anosiya rakadaro vangani vari kuroorwa ne ma 15 asi turi smart kuzviitisa uko

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@theophilus6147 Ndekupi kwawakaona mwana ane 15 achiroorwa? Ibhinya repi rinorara nemwana ane 15? Tsano musadaro so, manje mazvipinza busy, vanamambo vari kuuya kuzokutorai monovaratidza kwamakaona mwana ane 15 achiroorwa.

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 2 ปีที่แล้ว

      @@ChuckTheMack zvitsva here enda unovaudza ndokudai na mambo vako ivavo

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@theophilus6147 Saka uri manyengavana, you have admitted yourself

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 2 ปีที่แล้ว

      @@ChuckTheMack Mai vakono mukokonyini

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +4

    Chinonetsa ndechekuti kana wambotora masamples akawanda, iwe wotizirwa ne the least from your sample, kugutsikana chaiko kunonetsa. Ndiko saka vakuru vaitaura kuti munhu mumwe akakosha, kuvarume kana kuvakadzi it applies to both sexes.

  • @patiencenhidza5049
    @patiencenhidza5049 2 ปีที่แล้ว +2

    Volume yenyu this time yakadhakwa kubva ku secrets

  • @dephine8815
    @dephine8815 2 ปีที่แล้ว +1

    Amai vekuroorwa 12 yrs vemurume wekudanana nasoko changamukai.murume wenyu ihure, anozvitutumadza uye haachinje.siyanai naye munofa mosiyay vana

  • @chrisbeknown7189
    @chrisbeknown7189 2 ปีที่แล้ว +3

    Varume Vazhinji complain about issues which they can't solve, chii chinoita kuti mwana arare pakati pamai nanababa,, u want to have time yese nemukadzi ko mwana, musaita vana mudzimba umu kana Muchida nguva nevakadzi 24/7,. Enjoy honey moon period pliz.

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 2 ปีที่แล้ว

    Dr Choga hadzitane kudambuka keep it up doc

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +24

    I like how you guys are pilling pressure on this child(19 years) when it’s actually surfacing now that the partner has got another child whom she is looking after. Why are you not encouraging the husband to wake up at night and change the diapers? Wash the nappies, etc

    • @judx34
      @judx34 2 ปีที่แล้ว +9

      I think they did talk to hubby about it too.. Huchapa Huchapa let's not sugar coat things, whether you have 1or more than that

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +5

      @@judx34 I think this issue is embedded in our culture and to be specific, traditional gender roles which dictates that certain jobs cannot be performed by men. So while Tilder and Choga are providing advice, they lack emphasis on partner co-production, as equal partners in a relationship.
      They both have responsibilities to their children, and kana murume akawana ma nappies asati awachwa, he needs to get down on his knees owacha manappies kwete kumirira mukadzi arikuchengeta vana vadiki two kuti aite zvese pamba.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 ปีที่แล้ว +1

      @@ChuckTheMack nhai..anoona huchapa adii iye kugeza..lazy git kumirira kutimukadzi achabika..achatsvaira

    • @justkeepdriving6927
      @justkeepdriving6927 2 ปีที่แล้ว +3

      Ummm despite her age humwe huchapa hwacho is too much. She should have been taught these things achiri kumba kwavo before going kumurume. Even paunozvara first child womans family should teach you kuti mwana anochengetwa sei. No excuse here. We were all 19 once.

    • @ruthchirisa5074
      @ruthchirisa5074 2 ปีที่แล้ว

      @@ChuckTheMack l

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 2 ปีที่แล้ว +2

    Mr Choga Iyo mhombwe Iyo inotoda kubatwa bhachi zvese netrouser. Tinoda kuziva kuti soko uyu ndi Soko mukanya here kana kuti Soko afwanaka? Uye umbori memboro ngani

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 2 ปีที่แล้ว

    Haa doctor Ini ndakati munhu achipedza ndichitotadza kukwira pabed back ndatove mu labour

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว

    1.19hrs kikkkkk baba votonongwavha-ngwavha kuti vafambire nhau yemaDNA... Choga pakuzoti mayifara, mafaro akupusisayi 🤣

  • @fbiyozi4773
    @fbiyozi4773 2 ปีที่แล้ว +1

    Mdhara choga ka siyai nyaya dzekutuka vanhu plz ,ini handiterere kusvika Pastor motowashe vauya ,munhu wese anokanganisa bt mukadzidzisa vanhu nekuvatuka ummm hazvibude

    • @MemoryKubarwa
      @MemoryKubarwa ปีที่แล้ว

      Ndakafona pana doctor choga ndichida help iiii vane rough

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 2 ปีที่แล้ว +1

    Sec caller .... backet remwana rine handle ye wire mainini kwete aya akapera pendi

  • @diasporanbuildingahomeinzi9622
    @diasporanbuildingahomeinzi9622 2 ปีที่แล้ว +6

    The video has no sound from start to finish

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +3

    58:42 I really think Tilder is on some kind of undiagnosed spectrum because kurasika kwaunoita kunovhundutsa dzimwe nguva

    • @dephine8815
      @dephine8815 2 ปีที่แล้ว +3

      Iwe une pesinari natete Tilda nadr choga.uchafa nebitterness kana wasvotwa nechirongwa wadiii kuenda kuneamwe machannels

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +1

      @@dephine8815 No I don’t actually, she is abrupt, listen carefully

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 2 ปีที่แล้ว

      Forever negative asi chii nhai?

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@tmaktmak1464 Never negative, but realistic.

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 2 ปีที่แล้ว +1

      You are very negative? What undiagnosed spectrum you on about
      Iwe ndiwe ynovhundhuka manje 😅😢😢

  • @dokido258
    @dokido258 2 ปีที่แล้ว

    The way men cheat & normalise it ka😮, are they any faithful men left out there, haiii

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 2 ปีที่แล้ว +2

    Doc Choga now just toks unprofessional does he forgot he is on radio,😡
    """Unogona kurwara newe"""❌

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +1

      He has lost it, varukubhadharwa nemaviews and likes epa TH-cam because economy yaipa, so he has to say the most outrageous things you wouldn’t expect from a therapist so people can like the content

    • @ginmaposa4068
      @ginmaposa4068 2 ปีที่แล้ว

      'kurarwa "I mean

  • @pumpkins5390
    @pumpkins5390 2 ปีที่แล้ว

    Babs avo vane girlfriend soko haasi serious ma response ake😅😂😂😂😂😂 ndamboda kumanga but ndazondgoona ndakuseka vachinyepera kusandzwa zvikutaurwa🤣😆😆 ndeimweo ECD ava

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 2 ปีที่แล้ว +3

    Kutaura chokwadi kuhurirwa mahwan
    It NEVER goes away and even if you stay together love NEVER be the same. Kana nyaya chaidzo dzinooma kuti gwaaa. Haa adultery destroys the wife. Ini handikanganwe and i cang forget or forgive adultery. Even if you are a millionare, respect goes outta window..bye cheater

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +3

    57:45, I think this is the longest Choga has gone without calling anyone benzi?

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 2 ปีที่แล้ว

      Benzi ibenzi
      Nzenza inzenza
      Call a spade a spade
      How many girlfriends should a man have before those who see beyond advice
      He is a very abusive assaltative man
      Hapana marriage yakadai yo kugara nezibenzi rerume risingadarikwe nemadress
      Next time she will be dead and gone.
      She definitely does not deserve to be with a stupid shameful man 👨

    • @hellenbungu2277
      @hellenbungu2277 2 ปีที่แล้ว +2

      Tete vanoda kudzidziswa vana ava hutsvina hwakashata wedu we

    • @ropafadzayistrevens5882
      @ropafadzayistrevens5882 2 ปีที่แล้ว

      China chemadzimai chakutodiwa pano paradio.

    • @facebooktawgun4956
      @facebooktawgun4956 2 ปีที่แล้ว +2

      I felt that there night be an element of post natal depression. Im shocked doctor sekuru avo didnt explore that. Guys ka, ive nursed pple with post natal depression, its no joke.Tilda needs to have an understanding of these things

  • @tanyamilewski5700
    @tanyamilewski5700 2 ปีที่แล้ว +2

    I disagree with the 19yr old advise. She is still young herself and you are asking too much of her. That husband needs to adjust his attitude from expecting perfection to grace or helping. Your advise is she shd change the baby and wash nappies thru the night? When will she sleep? Being an infant’s mother is a lot on its own, then you say she has a 5yr old to take care of. Then you expect the house to be maintained? Isn’t that too much for one person to take on those many roles plus a nagging husband? Why isn’t he buying disposable diapers and looking for a maid for the 5yr old or taking over some tasks instead of complaining? This is why children are abused by step moms because she will take out her frustrations on the 5yr old Eg provide substandard care or expecting a lot out of the 5yr old just like the husband is treating her. And neighbors look and say howcome that child is beating beaten for silly things or not getting food or something else like behave perfectly at 5. Where is the mother of that 5yr old?
    I don’t think the problem with the 19yr old is hygiene I think her problem is exhaustion or balancing too many tasks and a husband without empathy or appreciation of his wife’s typical day. How can he say the TV is dusty? If you have time to notice it you have time to wipe it 🙄 else buy her disposable diapers, or wake up and get ready with your 5yr old so she can get some sleep. Else she is going to burn out very soon Eg take BP medication or lose interest in activities like sex cz she’s too tired and too resentful with the lack of understanding.
    The woman with the husband who cheats on her while he is sitting in the home should get the memo. He doesn’t love or respect her. He won’t change. She shd leave him not ask what did I do wrong.

  • @prospernyoni3466
    @prospernyoni3466 2 ปีที่แล้ว

    Tete ini ndrmunyowani pakuteerera madomastic issues ndokumbirawo kubvunza kuti zvinoita hr kufona ndrkuSA

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +3

    Choga can you say with confidence that you don’t have children outside your relationship with your partner?

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 2 ปีที่แล้ว +3

      Kasi iwewe unavo here?

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@tmaktmak1464 I’m not judging anyone so whether I have them or do not it’s irrelevant because I’m not providing any advice.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 ปีที่แล้ว +1

      It seems munohura bhudhiii. Its disgutring actually

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@maiyeukai9346 I just haven’t provided you my private life in the same way you expected and you have already come to the conclusion that ndinohura. What does that say about you?

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 2 ปีที่แล้ว

      @@ChuckTheMack usangofunga kuti murume wese ane vana kusango. You seem to be obsessed nenyaya yacho. Wambobvunza futi about Tilders husband having vana musango. Chii newe?

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 2 ปีที่แล้ว +3

    Mayispakwa muchinzvenga mukadzi muchiti makangwara izvezi mapusa kkkkkkk😂😂😂😂😂varume rubbish

  • @princesstee6483
    @princesstee6483 2 ปีที่แล้ว

    Caller wasoko uyo, why iwe mukadzi iwe uchi ita kunge hauna choice, you have many choices, think about that

  • @priscillandoro468
    @priscillandoro468 2 ปีที่แล้ว

    Unopera power kana worohwa iwe wava mai wena. Aiwa murudo ngatiwananei tichinyatsodanana wena. Kwete zvekugara 3 yrs Aiwa move on seambulance zve nhaimi muri munotongwa kudenga nhai mai Kunashe kkkkk

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 ปีที่แล้ว

    Mai Kunashe munodaro ngei hakupiwe sadza ba iya

  • @priscillandoro468
    @priscillandoro468 2 ปีที่แล้ว

    Aya unopera power 25 yrs watova ne2 vakadzi Aiwa bbmunini wekutanga akaenda cey

    • @priscillandoro468
      @priscillandoro468 2 ปีที่แล้ว

      Mainini avo vekuroorwa 2010 nemurume ane attitude kutaura chokwadi akapfveka bhutsu ndiye anohwa kurwadza kwadzo neky unoshingirira uchitambudzwa uchitotadza kuita humwe hupenyu hutsva hune peace ✌

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 ปีที่แล้ว +1

    Iiiiii mainini at 5months atokuchest ko kuzoti maku8months kkkkkk

  • @jesslinekashambe4026
    @jesslinekashambe4026 2 ปีที่แล้ว +1

    No sound tete

  • @marthak9555
    @marthak9555 2 ปีที่แล้ว

    Endai munoita maricho muite maDNA - Dr Choga🤣🤣🤣

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 2 ปีที่แล้ว

    haa kuzvara mwana kunze haisi mhosva

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 2 ปีที่แล้ว

    Dr Choga makudzura wig ...hairwadze chinorwadza kudhonzwa weave 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 2 ปีที่แล้ว +2

    Bamunini vemukadzi anoisa ma nap mu washen basket uyo pliz batsirai mukadzi wenyu nerimwe basa pamba secondly tengai maturusi akakwana pamba not kungoti mkadzi wangu ane huchapa.

  • @priscillandoro468
    @priscillandoro468 2 ปีที่แล้ว

    Bbmunini mungarambirwa mukadzi nevabereki mune sure imi.

  • @dudzaihore7244
    @dudzaihore7244 2 ปีที่แล้ว

    Umm bamunini venemukadzi ane 19 uyo vane error

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

    Iwe Tilder how confident are you kuti murume wako haana vana outside of your relationship. Vamwe vakazoshamiswa musi werufu baba vashaika, rudhende rwevana rwakuuya kuzochema yet baba vaizikanwa se upstanding citizen.

    • @judx34
      @judx34 2 ปีที่แล้ว

      Iwe ita mushe

    • @collinsngoni6729
      @collinsngoni6729 2 ปีที่แล้ว +2

      you are bitter chiiko nhai

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 ปีที่แล้ว

      Anenge akasiiwa nemukadzi after ataura natilder na choga. Varume chihyre regai please bdaa vakadzi vanoenda

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@collinsngoni6729 I present my views, this show is in the public arena, if it were in a closed group you wouldn’t see my comments there, so while it remains in the public arena, I’ll air my views accordingly, kwete kuswera muchiseka maproblems evanhu, you want to be entertained, go to Naiza Boom

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@maiyeukai9346 You keep fishing 🎣 for my private life, you will keep guessing, I’m happy with that.

  • @tendydesign
    @tendydesign 2 ปีที่แล้ว

    Chunk une personal natete kani

  • @briantech4046
    @briantech4046 2 ปีที่แล้ว

    tete tilda takabva neyo.kumhunga hakuna ipwa ngawarowe pasi main awa iini.ndaiwe nezvakadayi.ndakageza maoko.sapirato.

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +6

    1:20:12. Tilder seriously, are you sure you want to go down that road? How long have you been presenting this show? Uchienda kubasa manheru uchirarako wodzoka pamba makuseni wakarohwa nehope, are you always able to meet your husband’s needs?
    The worst part is that anyone anoenda out nemurume wako knows you are high profile so they will go to unbelievable lengths to conceal any evidence of any relationship ever having happened with him because zvinoswera zvazara paradio.
    Or, you will actually conceal it for him knowing too well that if it ever gets out you won’t be able to present the show ever because you’ll look like a hypocrite.
    So the question still remains, are you confident your husband has been faithful over the years?

    • @samanthakane9986
      @samanthakane9986 2 ปีที่แล้ว +2

      Warwadziwa neiko nhasi mu comment section

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +3

      @@samanthakane9986 I think these two are very judgemental before they actually get to the bottom of the story

    • @collinsngoni6729
      @collinsngoni6729 2 ปีที่แล้ว +2

      @@samanthakane9986 ndikutozvishayawo he is everywhere this Chuck anenge arikutomhanya mushini uyu

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +1

      @@collinsngoni6729 You just consume so carry on consuming, I come here for different reasons.

    • @ladyafrican4054
      @ladyafrican4054 2 ปีที่แล้ว +3

      Unei nazvo zvehu faithful zvemurune vavo iwewe chidhakwa chikakuudza kuti doro harina kunaka siya ukasiya unotobudirira hure chairo rodzidzisa vana varo kuti chihure hachina kunaka asi arikutoraramisa mhuri nechihure

  • @Ru5672
    @Ru5672 2 ปีที่แล้ว

    Language😱

  • @talentjoseph9267
    @talentjoseph9267 2 ปีที่แล้ว +3

    Volume it's very low

  • @xeddiem9096
    @xeddiem9096 2 ปีที่แล้ว +1

    Padzurwa munhu wig na Doc nhasi🤣

    • @pumpkins5390
      @pumpkins5390 2 ปีที่แล้ว

      😅😂😂😂 aps pasi paine ma cornrows and ma patch 😆😆🤣🤣

  • @veronicamupambi3909
    @veronicamupambi3909 2 ปีที่แล้ว +1

    Hi Tete na sekuru we can't hear you guys

  • @ogamajakaire93
    @ogamajakaire93 2 ปีที่แล้ว

    Volume bho

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +1

    1:16:32, This woman is diplomatic, but Tilder does not understand diplomacy, makes one wonder if is she the right presenter of a sensitive show like this.

    • @collinsngoni6729
      @collinsngoni6729 2 ปีที่แล้ว +2

      madiii kuvhura yenyu show timbokunzwaiwo

    • @ncubelufuno9443
      @ncubelufuno9443 2 ปีที่แล้ว +1

      At first you said you don't judge what are you doing now. If she can assign you on this work she is doing just for a week you will not even manage, because its not in you.

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      @@collinsngoni6729 Like I always tell people who come up with that statement, you lack the art of presenting an argument, I don’t need to start a show for likes and views, these shows provide me with a plethora of information to analyse which is sufficient for me. 😊

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +1

      @@ncubelufuno9443 Where is your evidence?

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +3

    Tilder you are very condescending, what’s the purpose of asking a person kuti anomboitei, how does that help with the show?

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 2 ปีที่แล้ว +1

      It puts his situation in context. Kana uri nurse for example unowandirwa nevakadzi colleagues that would have explained ma phone numbers evakadzi arikuwandisa muphone as stated

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +2

      @@tmaktmak1464 I disagree with that, it wasn’t in that context, it was basically because the guy was arrogant which hit both Choga and Tilder by surprise. That’s the reason why she wanted to know what he does coz they kept asking kuti wakanyatsotsika pai?

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว +1

    Tilder you need to go away with your Gaga business.

    • @magmat3363
      @magmat3363 2 ปีที่แล้ว

      You seem like you are working Tilder today, if you think you are better at it, why not have your own program. Gaga it's because the program has a given time and they many more people who need to be helped in that slot, shaz siyayana nevanhu varikubatsira ruzhinji rwe Zimbabwe, kana zvisingakufadze listen to other programs. Thank you so much for your contributions.

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 2 ปีที่แล้ว

    Soko kkkkk haaaa ndaseka

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 2 ปีที่แล้ว

    DNA PLEASE DON'T LOOK AFTER THIS CHILD