@SekuruChapolaTv bhora mberi sekuru tisada kuhwira tsitsi muroi iye achipedza dzinza every human being has a right to life so why feel pity nambuya avo vari kupedza vana vadiki uye nedzinza,,, ngavafevo bhaibheri rinotaura wani kut musahwira muroi tsitsi
muroyi ngaafe, thanx sekuru, asi murikuwana hama dzambuya dzakakumirirai
Allahandulila muloyi ngafe
Alhamdulillah "Praise be to God"
OUR VERY BEST SEKURU
Sekuru ndibatsireiwo ini ndabirwa kushop kwangu nhasi 😢😢 husiku ndachema zvangu
Vanasekuru vakakumirira wangu
Batayi basa sekuru
Muvhunzi nomuvhunzwi same same kungoudzirana zvekutaura.
Ayahabelela. Back to sender
ALhamdulilah sekuru Achapola makadii henyu sekuru ari seyi mabasa nayo nayo Xmas rambayi muchienderera muroyi fiti ngaife.Fiti dzinoda kujairira ane sekuru,just last week takawona Ngwemba akakanda challenge kuna sekuru Tasvu ndobva azodzoka akatakurwa aka sticker, saka muroyi wese anoda kusaiza ana sekuru ngaafe.😊
Haa vanga vatinetsa vatete ava vatori vatete vangu vairamba zvinhu zvavo
@@EnitaDzingatira zvino kuno hatiitwe iyoyo. Vakadheerera vana Pastor Jose vakatitorawo mishonga.
Mutotibatsirawo pamwe ndivo vaitoti simudzira mhepo kuti tishaye mabasa nekutipa mazimunyama tinotokumbirawo rubatsiro
@SekuruChapolaTv zvakaoma mufunge henyu tichatozouya nevamwe varikunetsa futi ikoko
Batai basa sekuru...varoyi ngavafe
Mwaita basa,muroyi ngafe
Isai video yese tivaone
Maponda amai, mava nengozi. ??? Mweya waMai venyu waenda kupi? Watorwa Nani?
Sekuru chapola ndoda kukuonai ndaneta nevaroi kumwenezi ikoko futi
Batsirai mukoma wekubigwa grocery wekumasvingo uya kule
Ndizvozvo muroyiwa afa asi hamadzaamai uchadziudza kuti kudii.waparirira mhuri wangu
@@tinotendaroyiyoutube hakuna aivada ava
Mhofela
@@EphraimZinhumwe tiripano
Zvinotyisa izvi zvinovhundutsa
Heyiii....manje haisi ngozi here iyi?
Muroi ngafe tigarike
Chivi ndachidye muridzi wacho anihambulile zvorevei nhai sekuru???
Vanenge vachiti Alhamundlilah. Sekuru mu muslim. Alhamundlilah zvinoreva kuti praise be to God
Kti ndinofara hangu pachi muslem
Hapana ngozi apo ,isoja rafira muhondo
Taurai na Sithole
Vadinikoo kungoitawoo zvirinane sekuru chqpolaa
@@EmilyMunyetu vaiuraya manje, vakangoti munhu nezvinhu zvake
Zvakaomaa wenna hupenyu
Saka iwe unotonoviga mai vakoo nhaiwe usadaroo
Vamwe vana amai varoi. Ngazvife hazvina basa
Wofa nekuda kwe munhu asiri kuda kuchinja...MWARI kudenga vachatongwa munhu one by one kwet zvehukama
Why not?????one down
Matthew 26:52 he who draws a sword 🗡️ will die by it
@NotJuliaHerbert exactly
Sekuru batai basa kkkkkk
Haaa ndoda kutombosvikavo kwasekuru Chapola ndokumbiravo number dzasekuru
@@EvidencePraise 0786560230
Moda kundourayawoo hrre
@EmilyMunyetu kwete isu hatiuraye vanhu. Abika mbodza anoidya iye
@EmilyMunyetu kuuraya ani?
@SekuruChapolaTv bhora mberi sekuru tisada kuhwira tsitsi muroi iye achipedza dzinza every human being has a right to life so why feel pity nambuya avo vari kupedza vana vadiki uye nedzinza,,, ngavafevo bhaibheri rinotaura wani kut musahwira muroi tsitsi
Vanokwdra
Maita basa sekuru. Kwedu zvirikovo apa zvivanhu zvacho zvinohwanda nema church.
@@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 Aiwa tinosairira kwavari zvorovana
@SekuruChapolaTv ndizvo zvavanotoda.tazama mapositori zvaramba kupera
Next tyme sekuru chapola pakauya vanenharo daidzai vemidia tinenge tichida kuona zhibhakela zhacho 2 kiloko alahandulila chabwino
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Chivi chinodya mwene wacho
Ndizvo chaizvo
Sekuru batai varoyi chose nguva 🔐 locked 😢😢😢😢😢
@@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb nharo vaidziwanza
@@SekuruChapolaTv kkkkkkk unofananadzo nharo