ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Zviriko izvi kana mawirirana hapana dambudziko
Handina zvakawanda zvekuCommenta ndangofara pakuona nekunzwa nyaya dzirikutongwa nemi Mambo vangu Chiduku pamwe nuGurukota renyu
Nonsense zvimwe zvidare .Mhosva yeyi ipapaapa .He did that young woman a favour mhani .
Dai wakatanga kuvhunza hama dzako zvimwe munenge muchiti tiri murudo asi honai manje
Zvichakonzera kt vanhu vachiitwa maDNA kt mutori mabirth vakutya kt vanhu vakutoresa vana vasivavo
Kwa Chiduku futi👏🏽 Nhimbe murikukohwa pakuru. Ndingade hangu kukuendesayi kuseri kwechuru coz mafambiro enyu aya aipa
🤣😂😂😂 hahahaha handei kuseri kwechuru zvedi
Chiduku tinofara kuve pano
Mambo vari kukonewa kutonga. Tezvara vari kuda pfuma yavo from mukuwasha wavo; akaberekesa mwana wavo akatotoresa maBirth Certificates kubvuma kuti ndiye murume waamai avo. Hapana mutemo uri kutaugwa apo; hudzvanyiriri huri kuitwa apo.
Vana muronda tsimba.
Underage apa baba varikuda pfuma aaaah
Iwe ungapuse kusvika pakadaro
But zviriko here kuti unotoresa mwana asiri wako birth certificate? Kusvibisa dzinza ka uku.
Apa manje under age pashata apo
Wats the crime here ? Zve birth vakawirirana na Mai vacho
Underage that’s a lame question
Haaaa huye bodo