ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
🎉🎉seh calaz ❤❤ ma bhandit let's gather here
Hapana vanhu vamedzwa apa. Give people the old calaz airova ngoma kwete izvi zvime reggae zvino rarisa
Bhangwela🎉
The outfit is giving Zimbabwe
Seh calaz muri chibaba makaipa munobata ngoma keep it up bro and big up kune vamuno bata navo respect.
calaz muhombe ndatii
Still vibing.....chibaba ichi
Ndookunonzi kupera uku Ngwere yabbvuta chimuti😂😂😂
Uyu siyanai naye zvenyu
Tanga tasuwa maShows enyu Mubhanditi💥💥
One bhangwela 🔥🔥🔥
uyu muhombe uyu
Inga akagona wani , ko sei vanhu maiti akatadza
Muhombeeeeeee uyuuuu❤
Akachena muface wangu uyu
Bhangwelaaaaa❤❤❤❤
Dancehall daddy
usatipengera iwe vnh vachema ndevapi
Uyu zve band deyi asiya hake
Kumhata
Uyu muhombe uyo
Zvestage ndesekuru ava
Ko vanhu vakachemedzwa ndovandainga
Boss yala
Tawanda tiuraye
bhachi iro baba kani😍
Sekutamba sekuseka akatopera mface uyu
😂😂😂😂😂
Taura hako Dzangova ngano
No hype hake but ndiye akapedza
Papa ❤🎉
Hapana kana chakabuda apa
One bhangwela
Mukomana akavhara dance
Iyii ixaxa iyii
🔥🔥🔥
Haaa live inovanetsa
Then Ngoma hamusati makudziziva King CALAZ is recognised as one of the best stage performers ....
Macaption enyu vamuisi haasi bhoo
Ko marasta ayo
Muhombe uyu
Hapana achema wani
Vanoda kutinyepera, hapana zvakaitwa naCalaz zvisvinu apa
Bhanditi
Unonyepa pamathumbnails ako
Asi uri band member newe😂😅😅
❤❤❤❤
Engineer
Achema ndeup?
Uyu pa stage mu zim hakuna anomukunda musapikise
Kuna baba remmie wangue usadhibhe
Winky naMaster H ukuvaisepi
Kkkk ayas
Kwana iwewe
King of stage
Aaah
Gaya kkk ah zvakaoma @@godfreybomba4257
Rudo soooo
U nid to work hard wen it comes to band
Uyu mface anosvota uyu
Sound quality 👎
Boring music

Taura hako
Dzangova ngano