ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Huyai tisiyei malike vanoti uyu muhombe
Kana mazogara Macheso anezera ega hatina zera naye 😂😂😂 chimudhara icho
Ummmmmmm madhau ari kubuda boyz dzangu ndiri waChimbetu but apa parikutsemurwa magitare mungu uti saidhiye merci aksanta sana mimbo iko utamu kithoko makasi
NaMacheso muchaona kaSong ikaka kachapedzisira kakunakidza vanhu...
That's true
I have never attended Macheso show that was boring since always good , the group is well balanced.
Vese vanoti macheso haagone mukai mubike doro 😅😅😅😅 akuna munwe anogona sacheso❤❤❤
Always energetic....the GOAT once again proving that he is on top of the rest
Orchestra mberi kwazvo zvava zvinhu ❤❤❤❤❤❤❤❤
Ukaita godo naye unomwa poison muchamwa zvinouraya kana kukwira bp mega Macheso anorova
Song ikaridzwa live inonakidza
Kozvaatotora number 1 before 1 January
😂😂
Baba Vedu tese. Simply the Best 👌
Havapere zvekumhanya baba Shero.
This week he is going to top the chart pa radio zim
Last week akatoita number 1 wangu kkk in 6 days ulbum rabuda 😂😂
LIVE ndopawazongosya musina nyota zvawo.... KING
Sei ma vocal arikubuda nice pa live show
Kuma live show ndokubasa
Makuchinja ma statements ka 😂
@@alinosruzvidzo3562 kkkk havashaye zvekutaura
Kkkkkkkkk varegevachachinja vachinja fit vaimboshooraka@@alinosruzvidzo3562
Barna akaipa zvake pamaVocals
Legendary of all times❤
The dancers are talented
Zviripo zvichada hama kana mukavenga henyu
Vaudze Baba shero
Mudhara uyu anopedza bhora kusvika afa
Chesology simbi inodya dzimwe simbi🎉
My favourite
Haa chimdara hachipere ichi Chesology to the world
Uyu munhu i Atomic bomber 🎉🎉🎉❤❤❤
Chesoo idharaa zvegaaa❤❤❤❤❤❤❤ continue to entertain us
Excellent
The guys are full of energy
❤❤❤ Ayaaaaaa yaaaaa
Macheso ibhinya chairoo ummmmmm wire idzooo❤❤🎉
Baba ndibaba
Chibaba icho ❤❤❤
Aaah ko Aya mashura here kuti Live Show yobuda kupfuura Og. What went wrong muStudio chaizvo😢
Banabas 's fans like pliz
Matangire avakaita madhau haana kumira mushe
This goat can perform ❤
Haaa bana haana kumira mushe
Macheso muhombe
But ndini nani varikunzwa kuti this song inonakidza palive pfura studio
Where was Elton Muropa?
He is sick bro that's why asr kubatikira sometimes 😢
5:40 the cameraman is trying to get his best shot of Macheso, and as usual, Majuice ensures the cameraman has a torrid time!
Iwe woshora iweeeeeee?
Kufadza munhu wawakambopa 1million ne dombi zvinonetsawo hama
Welldone baba Sheroh
Macheso anezera rake ega
Who's between Alberto and Majuzi
Chali chembe the long serving dancer he mid 40s
Mdara kudhara.....and still energetic
Band revanhu
Ko sei apa mavoice achibuda nice
Zvagara anopedza ka uyu
Paye vange vachirikutya😂😂,
Wire Wire Wire guys 🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Barna to the fullest
madhau ndizvo zvimwe zvese haiwa zvekuturika izvoooo bodo
Ndovanomiririra zimbabwe pamagitare
Number rakabatwa iri kungoti chete Macheso anofanira kusiyana netsika yekushandis ama studio epasi pemuti
Apa zvinotonzwika mushe
Ndibaba ava
fire
Vakomana ava kana varipa live show moto shuwa kkkkkkk song iyi irikuita kunaka chaiko
My Legend
Cheso power🎉❤
Ava ndibaba
😅cheso power baba rakaipa haaa ndanakirwa
muropa aripi apa handisikumuona
He is not feeling well
Uyu muhombe cheso
Asi this time Mark vakamupedzera rangove zita
Uyu aripakati imbomubvisa pamaVocals timbonzwa asipo.......he sounds to loud zvinovhiringa song
How is that possible after the show is over?😂😂
But arikurova bhooo wani
He did well
Ziso rangu pana majusi kkk
Top of the rest🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ko kumuverengei nhaymi hahahaha
Macheso chibaba ichi haapere munhu uyu
Cheso power
Macheso the big boss
Mberikwazvo huchi
Mike Mikoro ,
Zvotanga zvichitange zvobhowa but mirai muone kacharira 😂😂
Goat
Chimdhara chacho
Voice yamacheso ma 1
1 munhu anounganidza chaunga, vanhu vachenda vese nemufaro
Camera 📸 man ummm kuseri kkk uku Tora cy camera yko
Yes ohhhh
Mudhar forever you are goat 🐐
Zvichada hama yako zviripo
Zviri muhuri vadiki kumbobatisa nowero kkk
Masongs aMacheso anoMature sewine😂😂😂
Ma1 tinenge takutogaya vanaJava nanaChivhayo
Uyu muhombe
Uyu haavengeke
Noel ka😮🎉
Mudhara handidi naye uyu dai aizviziva anofara
Mkuru mkuru
Apa vaitoimba zvirinani kwete pa original song aaa madhaga ayo
Unongoshora basa rakatorerwa nguva nevamwe
This is the definition of Liveshow baba kana mazogara
Zvimba
Macheso ndanzwa
Motooo Chesoogy
Sabotage from studio ngadzinge icho chinonz Aron tomu chirikuiswa Mari muhonwe nevavengi kut asvibise music yedu
Pazera apo kutamba kunosvika pakuti ndabhoo
The real deal
Barna ❤❤❤
This is chesology
Uyo kajuice ane bhero redzungu 😂😂😂
Uuummm musangorwadziwawo imi nemunhu aripabsa Pake Ko aitah Cy ipopa, uuummmm musada kutadza kupinda denga nezvinhu zvisina bsa imi