Let it be known, today 11th October 2024 that I was here and I declared @Odyssey Entertainment the best entertainer in Zim hapana anoitisa nharo ipapo😊
Kuimbira vangu uku kwete kudzoka kuitwa nerimwe soo apa ririkuti rakabirwa song zvisina kana proof ngaasiye mwana keep it up saintfloew daì ndrimu Zimbabwe ndaitobva chinhoyi kuuya ku album launch hakoiwe
Santa ndomuda zvekuti kana matwins ndiri ready kumuitira hangu ❤❤❤....but anywhere's zvemusic hake anopisa hake especially first tune eyyyy 🔥🔥🔥🔥 Mamonya etea to the world ❤🔥❤🔥
The fact that his voice is the same in studio and on live shows how he is a true super star
Unlike vekudonha pa stage 😂😂😂 musa taure ma zita
Saint flow 😭💗
I love this guy I really wish I was at the concert ❤
How do you like twice guys 😅..this is lit 🔥 anogona mukomana uyu
Saintfloew's level on live perfomance is unmatched,
Let it be known, today 11th October 2024 that I was here and I declared @Odyssey Entertainment the best entertainer in Zim hapana anoitisa nharo ipapo😊
Thanks Odyssey for putting this together...big shout out to Naledi Productions and Divine Concert Sound🔥🔥🔥🔥🔥
Saint Floew , representing the Youths
Live performance unmatched🔥🔥🔥
Kuimbira vangu uku kwete kudzoka kuitwa nerimwe soo apa ririkuti rakabirwa song zvisina kana proof ngaasiye mwana keep it up saintfloew daì ndrimu Zimbabwe ndaitobva chinhoyi kuuya ku album launch hakoiwe
1st, big up to Odyssey Entertainment.
Big up 👊
Shout to you for putting the live performances here 🔥🔥🔥
Youngman is solid performer.
I love it wen u say samanyanga sounds like🔥
Bigshoutout to the hypeman, he had the right energy!
Uyu anoshanda pa stage
I have been smiling from start to end this amazing you blooming wild ❤🔥
Great performance and he has improved alot.
Maaaad dancehall entrance 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Saint floew pama live shows muhombe kukuunda uyoooo
97th to comment n lyk n share of coz 👊👊👊
Hypeman was also 🔥
First to comment, saint respecting boss gaffa
Im from Brazil, SANTA MUHOMBE NDABVUMA 🙌
Saintfloew to the world. Thumbs up to the team & management behind Saint❤❤❤
My favourite hip hop Artist keep up.the good performances Santa wangu mhaii🔥🔥🔥🔥
He is one of the best in zim hip hop lets go santa
Saint nailed it 👌 🙌 🎉
Badness loaded 💯💯💯
Santa ndomuda zvekuti kana matwins ndiri ready kumuitira hangu ❤❤❤....but anywhere's zvemusic hake anopisa hake especially first tune eyyyy 🔥🔥🔥🔥
Mamonya etea to the world ❤🔥❤🔥
Let’s go santa musi wa12 pachapisa
This is purely mature music for muture people
tinashe mutarisi bvisai mask mdara ndimi kkkkkkkkkkkkkk
My thoughts
he still gives credit to samanyanga sounds
respect saintflow
Santa the magician....number live perfomer in Zim....Number 1 Hip hop in Zim ndapedza hangu and handisikuda anopikisa💥💥💥
Santa ❤❤❤❤❤❤big up vaMtarisi Jamal all Saint fans let’s drop a heart
saint chibaba love how he performs
the backing vocalist ane energy zvekudaro
Stage presense on point!
Dope performance
Santahhhhhhhhhhh
Drummer ma one uyu 🎯
To us 🍻 vadzokorora ka10 🔥🔥🔥
❤❤❤ SANTA
Hype man doing a good job 14:31
Mashasha ayo Santa🔥🔥🔥🔥🔥
Vamutarisi Thank YOU FOR SUPPORTING Saint is pure keep on sponsoring him.. SAINT MFES WEDU VAMUTARISI MUSAMUSIYE
1st song yaaimba inonzi chiyi iyo yakaipa
Since Winky D was present it would have been super good if he had featured on stage for that song they did together just to support this guy.
I thought as much.
Magetsi ayaaa🎉
Dope
Uyo anonzi diamond dai asina kuuya hake coz vaimbi vedu vanobata mic😂❤❤
Wekwamgu ndomutemba🎉🎉🎉
Santa💯🔥💯
Santaaaa une future kupfuura wezi bhesi uyaa
Badness Loaded
Nyc. One
No auto tune just pure beauty
We love a Santa performance ❤❤
No shade but I think this kind of stage yaidawo live backing vocals. Performance was fire though 🔥🔥
This was the best performance of the night respect @saintfloewmusic
🔥🔥anopisa
🔥🔥🔥 Santa 🧑🎄
Santa💪🔥
Mask yaVaMutarisi zvakangooma hazvo ndoshaya vanenge vazvigaya nguvai
😂😂😂😂 pano chohwa chohwa munhu
kondivo kkkkk
Saint 🥰🥰
mutarisi akati rega ndipfeke mask
Clean performance.
akagona mpfana🔥🔥
Live band ropedza
The guy chanting shouldn't be wearing an outfit brighter than Saintfloew's.
Tea tea tea
Yaaaah pakabatwa basa apa
that into
good performance but it would have been an epic performance if he had dancers etc
if all event organizers could do wat Oddesy did our music will go far
SAnTa❤
Shabac the band kuseri
Tinashe on stage nemask hake
MABouncer manyama 😂
Santa muhombe
Santa ma1
Anopisa uyu!!!
Haaa Santa muhombe hake
Boss Mutarisi vanga vakavanda zvavo mumask...haaah MaZimba so
uyu muhombe uyu😂🔥🔥
Jamal doin his job😂😂😂😂
7:39 pane moms yajaivha apo...😊😊
tinashe was in a mask
panzi tinashe ndo Mutarisi he salutes 😂😂😂
vangani vazviona
This guy z kul
Ende performance yaJp maramba nayo wena😢
Taura hako
Don't worry it's coming soon, best shows comes last
Dzinenge dzichigadzirwa nekubviswa noise apa ya jp na gema ndodzsara
Taura hako ndaswera ndakaimirira zuva rese
Mith the dreamer ma1
🔥🐐
☕☕☕☕☕☕
Santa
❤🎉
❤
Sound check
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Great perfomances manje kwete zvima jokes zverimwe rozvi bigger perfomance pasina
Anogona uyu
Uyu muhombe uyu
Chibaba ichi
Mukuru vakaita havo kunge bouncer