Journalist ma questions ako akadhakwa you are asking same question kubva uchitanga .ataura wanii kutii pakagovewa zvinhu ndanga ndiripo asi handina kupuwa rozobva nekumarainii
Baba ava vane dambudziko repfungwa. Panenge pane one isiri kusvitsa moto. Vemudzinza vanozviziva zviri kuitika pana baba ava, Haisi mhosva yavo but vari kushandiswa. Dai ndiri Mambo ndairipisa vemhuri not nyakuzviita.
@@SimbaChikambure I second u vanhu havasi kutarisa both sides bba ava havarwari pfungwa why vakamupa gembeze richibva nekumaraini kuzungaira kwaari kuita ndivo varikumushandisa ndabatikana nezvaanga achitaura kushaya I mhosva here tisadarano guys
Ichi chiblaz ichi chinorwara, ngachirowe nechimina. Dai zvaita chisina kutongwa na Masembura coz haagoni. Aitoda Nyamaropa kana George Bush paseri Apa kana Madziva uye wekare wetsvimbo refu apeteswa muramba wake 🐟
I love this man, Mr so called journalist, leave this Uncle alone please don't ask unnecessary questions.
Even inini am loving this man anogona basa zvake Clayton
Journalist ma questions ako akadhakwa you are asking same question kubva uchitanga .ataura wanii kutii pakagovewa zvinhu ndanga ndiripo asi handina kupuwa rozobva nekumarainii
So much innocents 😂😂semurj ava mu huwo zvake ndafarira ma straight answers
Ivo chii chakaita kuti vasamupe gumbeze racho pane vamwe .makamboona nhaka inogovewa soo.ini sekuona kwangu gumbeze iro vakatanga vaita ushereketwa kwakuzonomupe
Asi vanotaura sense hapana kurwara njere apo❤
Breaking a record 😂😂😂😂
Chokwadi wakagona kunorisiya kumuridzi raive rasherekeyerwa ndiwe wainge wavakutevera aaah wakagona kuda kukupedzisa Ivo vakakuroya kare
Haa mubvunzo wenyu hausi mambo iwe makatomurwadzisa kare over 60yrs munhu asina mukadzi nevana varikumushandisa
Baba vanenge vanorwara njere
Repoter uasamhanya kana uchitaura ,,zvimwe zvinenge zvisingacha nzwike ..😊
Hey guys 👋
Ndi home boy wangu uyo my neighbor chaiye bachura rine65
ko ndirongere ka pihwa # 😂
Mudhara uyu aka rwadziwa akanyimwa pakapihwa vamwe Dai akariramba asina kutambira chete
Hongu baba vakazoresva pakunotsveta kumbezi paguva asi ivo vakatadzirwawo vaizopiwa gumbezi richibva nekumaraini sei ipo pakagovewa zvinhu vanga varipo.ndivo vakatodhereketa pagumbezi vakaona pekurasira nkt pfubgwa dzavo dzakaneta vanhu vanosvunuka
baba ava I believe kuti pane 1 isiri kusvitsa moto chete
Kkkkk vari very slow
😂😂😂😂iyi?
imogo idzo
Vakamupira gumbedze kumaraini why vanezvavakariita gumbeze irori kurwara kurikuita bba ava ndivo vanhu vasiyei vakadaro haa murikutomushungurudza
Kunyatsiritsigira kuti risaende nemhepo
Kanaidzo hasha dzacho vanhuweee😂😂😂
Ummm kutsamwira zvinhu zvemufi kusvika pakunomufugidza gumbezi rake sure .dai makangoriramba pane kuita zvakadaro
Baba ava vane dambudziko repfungwa. Panenge pane one isiri kusvitsa moto. Vemudzinza vanozviziva zviri kuitika pana baba ava, Haisi mhosva yavo but vari kushandiswa. Dai ndiri Mambo ndairipisa vemhuri not nyakuzviita.
Wy kusqmupa pajekerere,otherwise varikumuzunguzisa nyangwe ndrini handqiridq sarinhi nhumbidzemufi kuuya thru maraini
Iwo waimunyenyeredzerei
Nhai nhai zvenyu
journalism zvaritori basa😢
😂😂😂😂😂mudhara vakanyanya siyanai naye uyoo
Zvinowanukwa veduwee vasiyei
Zim q number 1
Good uriwrite iwe
Aaaa pane dzinogwadza pfungwa zvese nokushinya apa
journalist mune masilly questions munedzungu
Hadzisi shungu unoshota shamhu mdhara iwewe.
Zim kwikiri
Wasimba iwe 2 unogona kutaura kunatso tsanangura
Tengai enyu machira kwete kuita hasha nezvevafi
Ava vanopenga chete ava baba hadzimo
Kkkkkkkkkkk Die man anekakurwara njere
Batai nyaya bothsides cameraman mdhara uyo haana yaaanyanya kupara bvunzai vanhu avo kut nhaka inogovewa sei
@@SimbaChikambure I second u vanhu havasi kutarisa both sides bba ava havarwari pfungwa why vakamupa gembeze richibva nekumaraini kuzungaira kwaari kuita ndivo varikumushandisa ndabatikana nezvaanga achitaura kushaya I mhosva here tisadarano guys
@patiencechasinda5396 vakatowedzera kudetembera gumbezi iroro so zvakanaka izvozvo asarifuka coz rakatogadzirwa kudhara
Nxaaa journalist basa hausati wogona nxaaa asking same question in different ways chii chakadero apa usataurise fast
Uyu akubvinza ngambodzokera kuchikoro useless
Mkoma beaven
Journalist chimbomirai ku interviewer vanhu mumbotanga madzidzira basa iri cz hamusati maziva zvachose zvenyu
Vamwe munenge matumwa siyai Journalist
taura hako zvehujournalist dai asiira vanozvigona
Ende sooo kuda zvinhu here
Hasha dzechinu chemahara here??
Vanenge vanogwara njere hamuzviwoni kkkkkk
Saka chii chiri kushamisa apa imika itai mushe
iyo mogo inoda retirement nguva ichiripo
Zvishandire bonga iwe. Ungaite chinya kudaro nekuda zvinhu zvemufi
Veduwe regai mudhara uyo imi amuone here kuti murwere wenjere
Nhai kuita zve “tsotso” ndokudii 🤷♀️
Kubata mushonga mumhuri
Kkkkkkkk
The journalist is so annoying he repeats questions over and over again
Ichi chiblaz ichi chinorwara, ngachirowe nechimina. Dai zvaita chisina kutongwa na Masembura coz haagoni. Aitoda Nyamaropa kana George Bush paseri Apa kana Madziva uye wekare wetsvimbo refu apeteswa muramba wake 🐟
He is mentally challenged this man, wasted data.
Mentally ill
Regererai mudhara uyo igwai ramwari anoda kubatsirwa
Uyu akubvinza ngambodzokera kuchikoro useless