Church Business is one of the most lucrative businesses in Africa. Vanhu vese vakagara apo are hungry for prophecy and miracles. Team rema suit iri munorohwa mari vakarombera kupihwa mari nevana vesangano.
Chokwadi chakanaka chinodzikinura charwadza ka 😂😂😂 This is what empowers believers thanks for the publicity sparks Sunday munhu wese ku church na Pastor Aldridge don’t forget your offering 🤨🤨🤨
Kana mukati we need money for so and so that's fine. Chakashata kutora Mari nevhangeri kuti give so that God will give back to you. Ingozivai kuti murikupa mafundisi Mari period. Not kuhwanda neTithe kkkkkkk. He is honest and open
Don't take advantage of poor people we are suffering but and yet munenge muchida Mari dzegumi remember you are a profet not nekuda kwako but ne nyasha dzamwari Zvamwari azvibhadharwi imm motoda kubhadharwa kusvika makufamba nema guard ndezvamwari izvozvo and yet 90% vanhu varikuenda Kuma church varikurasika zvinorwadza especially vakadzi even varume vacho chihure chirikuitwa ikoko humbavha chaihwo
Building haibhadhare nema tongues inotoda mari…Stop commenting on things you don’t know.Find the whole sermon before passing your judgement.I stand with Pastor
The only problem pastors have they take a church as a source of income whilst their duty is to spread gospel and they have a certain amount of salary which is being deposited to their accounts saka kureva kuti maKereke awa haasi aMwari bt evanhu for business ummm remember the day of judgement shall come Mwari uchakubvunzi mibvunzo umwe chte wamuchatadza kupindura wokuti gara zviya iwe chinonzoi Church ichi uye Church ndeyani saka anofanira kukupa mugove ndiyani saka mari yawakadya ndeyei tingwarire kunotongerwa zvivi zvose zvemari dzevanhu Mwari ndiye ndiye muridzi weKereke zvose sirivheri nendarama ndezvake saka hazvipuwi mnhu asi zvinounzwa kuKereke yaMwari as gifts,tiths and offerings then yu as a Pastors yr pay shld be rated and gazzetted
Apostle Paul aishanda wani, even Pastor can go to work..Dj Sparks ma Pastors havasi va Levi, Levi is the 3rd born of Jacob, Levi idzinza iwe uri Gurundoro not Levi, musanyepere vanhu...!
KJV 2 Kings 5:20-27 20 But Gehazi, the servant of Elisha the man of God, said, Behold, my master hath spared Naaman this Syrian, in not receiving at his hands that which he brought: but, as the LORD liveth, I will run after him, and take somewhat of him. 21 So Gehazi followed after Naaman. And when Naaman saw him running after him, he lighted down from the chariot to meet him, and said, Is all well? 22 And he said, All is well. My master hath sent me, saying, Behold, even now there be come to me from mount Ephraim two young men of the sons of the prophets: give them, I pray thee, a talent of silver, and two changes of garments. 23 And Naaman said, Be content, take two talents. And he urged him, and bound two talents of silver in two bags, with two changes of garments, and laid them upon two of his servants; and they bare them before him. 24 And when he came to the tower, he took them from their hand, and bestowed them in the house: and he let the men go, and they departed. 25 But he went in, and stood before his master. And Elisha said unto him, Whence comest thou, Gehazi? And he said, Thy servant went no whither. 26 And he said unto him, Went not mine heart with thee, when the man turned again from his chariot to meet thee? Is it a time to receive money, and to receive garments, and oliveyards, and vineyards, and sheep, and oxen, and menservants, and maidservants? 27 The leprosy therefore of Naaman shall cleave unto thee, and unto thy seed for ever. And he went out from his presence a leper as white as snow.
It is yo approach that is wrong. Yes, Pastors must receive of people's offerings, but it has to be willingly, not by the Pastor conning them out. Yo mistake as Pastors is that you are not raising Holy Spirit filled Christians bcz you are not evangelizing them into receiving IT. A Holy Spirit filled Christian knows how to give an offering and gifts to the man of God bcz they have Divine love which grants them the capacity for empathy: consideration toward the man of God's estate. They don't need to be squeezed out of it. Period! Vana venyu ava avana Mweya Mutsvene ndosaka vachisunga home dzavo... plus they are "Black" inside - It's a Black (African) DNA to be stingy and unthoughtful.
If Jesus' ministry wasn't financed why did he need a treasurer? The need for an accountant means there was enough to account for, income ye $5 inganzi inoda accountant wei ? Ananias and Sapphira after making a pledge to the church they sold 'their' land yavakashandira, brought the money to the church but havana kuzoendesa yese vakasara neimwe ndofunga vachitiwo tizowana pekutangira & we all know how that story ended nekuda kwemari "yavo"
The unfortunate thing when it comes to such arguments is most pple vanoita nharo don't take time kuzviverengera bible kuti vazive kuti iro shoko rinombotii with regards to those issues or topics. Tofamba ne ministry yaPaul here tiratidzane paitaurwa nyaya dzemari ?
The gospel indeed is free my dear but the means used for the gospel to be preached needs money, you want to come to church and sit on a nice chair, clean place with aircons blowing your nice makeup, on top of that you don't tithe n you give $1 offering yet you want blessings from the man of God. Give to receive dear otherwise you will sit at your house
live and direct without any showers,but he is being honest and i love it
Honest truth…. Inodyiwa munyika ndoisingaonekwi asi church ikati yakuda finance zvonzi takubirwa…we need deliverance and grace
Church Business is one of the most lucrative businesses in Africa. Vanhu vese vakagara apo are hungry for prophecy and miracles. Team rema suit iri munorohwa mari vakarombera kupihwa mari nevana vesangano.
Haa kumwe kubviswa kwadzo mari dzacho kunozonyanya unotozoona wega kut wakushandira chech kwako kumba no development saka zvinodawo balance
Mamwe maproffession vanhu hamubvunze kuti why tikubvisa consultation fee but kuchurch ndokwatinoda kuita kunge takangwara
You saying the truth man of God.
Haa vataura chokwadi pastor ava the truth shall set us free
Yes mari ngatibvise muchurch but pakuzopedza service yese pachingotaurwa zvemari pasina verse haa it's a nooo
I like this pastor 😂😂😂 factsssss
Ko baba Harare vapinda papi apa mxiiiii
Zim reality unenge waperawo iwe ko Baba Harare vapindira papi ipapa nxaaa
I like the boldness of the pastor
Live and direct Pastor ataura chokwadi uyu
Chokwadi chakanaka chinodzikinura charwadza ka 😂😂😂
This is what empowers believers thanks for the publicity sparks
Sunday munhu wese ku church na Pastor Aldridge don’t forget your offering 🤨🤨🤨
Good teaching
😂 dzirikurohwa here dzanabaharare 😂😂 chimwe chokwadi chacho ummmma1
Kana mukati we need money for so and so that's fine. Chakashata kutora Mari nevhangeri kuti give so that God will give back to you. Ingozivai kuti murikupa mafundisi Mari period. Not kuhwanda neTithe kkkkkkk. He is honest and open
Honestly everyone must pray for himself God can heal any deases
Vazhinji muchechi marombe ukazvitarisa munokuvara necafundusi ava
Andisi kubvisa Mari muchurch kubirwa uku kunyanya chirikadzi zvinonfirwadza zvakanyanyisa. Kubirwa uku mbavua chaidzo
Ini handibvisi Mari muchurch munhu waMwari ngaaende andotsvaka basa achengete mhuri yako please vanayo mari bhadharai vana papa venyu
ndoshaya vanhu vanorasika papi ndozvazviri idyai mari munhu washe
Don't take advantage of poor people we are suffering but and yet munenge muchida Mari dzegumi remember you are a profet not nekuda kwako but ne nyasha dzamwari Zvamwari azvibhadharwi imm motoda kubhadharwa kusvika makufamba nema guard ndezvamwari izvozvo and yet 90% vanhu varikuenda Kuma church varikurasika zvinorwadza especially vakadzi even varume vacho chihure chirikuitwa ikoko humbavha chaihwo
Wedzera volume
It's only different denominations kumwe kunobviswa Mari yakawanda kumwe mari shoma like kuchi yePositori....!
Haa ini zvekubirwa rakacheka nyika MAYA😂
Iwe Shaa your captions always have errors.Reread before you post .
Baba harare vaita sei...asi iwewe hausati wambopinda church here...hauna. News mupfanha wami better kuita interview mahure kumabhawa pane kuda kutsvagira Baba Harare nyaya
Dj sparks iweso lv youuuuu
Vanhu vezvemweya avaa vazhinji vavo denga vachaita rekugugula
There is no church that operates without money guys , even kumasowe unotonzwa zvichinz tukuda Mari yechoto😅
Dats true these people they need money from us moda kut vararame nei they are doing all these for us saka regai vadye vanotinamatira vanhu ava
kkk taura hako
Ngavaende vandoshandira mhuri dzavo kuita pastor calling kana usina calling gara pasi
Rava business hapana zvaMwari kana pakutaurwa mari.mari inodiwa zvayo but vanhasi ava varikubira vanhu
😂😂😂😂😂😂 chimwe chokwadi chacho zvachinemarwdzo mukati nhaimi
He is right. Read Acts 4 verses 33-37
Chokwadi chatisingade kunzwa😂😂😂😂
Isu kuchurch kwedu Alll the leaders including Pastors vanemabasa avo vanotozvishandira
Baba Harare vapinda papi nxaaa!!
Matthew 10:8 Poresai vanorwara, mutsai vakafa, natsai vanaperembudzi, budisai mweya yakaipa,makangopihwawo henyu, chingopaiwo henyu. 9 Musatore ndarama kana sirveri, kana ndarira muzvikwama zvenyu. Ndimambo Jesu vataura apo vachiti kuvadzidzi poresai vanorwara pachena nekuti makangopihwawo henyu mweya mutsvene mahara, saka poresaiwo mahara. Chinobhadharwa isimba rawakanorombera kuGhana, simba raMwari wedu aribhadhariswe, vadzidzi vaigara vasina mari muhomwe chavaingokupa ishoko raMwari. Tsvagai basa mufundisi mudye zveziya renyu sekureva kweshoko, kuti murume achadya cheziya rake, nekuti panopona munhu kana mamunamatira anenge aponeswa naMwari, Mwari ndewemunhu wese habhadhariswe
Vagonzwa here vanhu
@@patiencechimwanda1204 Chirikukuvadzisa vanhu hama kuti vabirwe mari kusaverenga shoko, varikudyiwa vakasvinura sematemba
This is powerful
Uribenzi newe urikurohwa mari NaKudakwashe Jose wakuona zvababa Harare kuvenga munhu kwakowo iwee
Baba Harare 😅😅😅 vapinda busy
Sad indeed.
Usabira vanhu mari
Mbavha dzevanhu dzinobira muchurch
kkkkk asi urikuti mufundisi anodyeyiko kkkkk uyu ataura chokwadi
Church business zvakaoma
Ska munhu wamwari varikuyedza kutiudza kuti varikurova hustle here
Imagine
Apa chinozikanwa hapana
haaa nni ndaakutodaaa kudzokera ku Jiti hanguu nni izvizvi zvemaei izvizvi ndezvipii izvizvi kkkk
Uuu DJ ngatisa daro muimbi uyu atoriwo munhu sevamwe kanakumasowe chaiko tinotobvisawo mari hatingati baba harare vakudyirwa marikwe kupakwavo nemoyo wavo kanavasa bvisa haisimhosva chavakaita ndochikuru chekunamata mwari tisutatosara wena
aldridge hake ndewe business cha Mwari chaicho hapana
Muchechi munoda mari yes
So sad indeed.
Ndibaba Harare vaiiudzwa here?
akuda kutsvaga malikes and views nekuisa topic isingaenderane nezviri mukati nxaaaa
I like his honest ndochokwadi😅
Baba Harare vapinda papizve panyaya yechurch iyi
Building haibhadhare nema tongues inotoda mari…Stop commenting on things you don’t know.Find the whole sermon before passing your judgement.I stand with Pastor
The only problem pastors have they take a church as a source of income whilst their duty is to spread gospel and they have a certain amount of salary which is being deposited to their accounts saka kureva kuti maKereke awa haasi aMwari bt evanhu for business ummm remember the day of judgement shall come Mwari uchakubvunzi mibvunzo umwe chte wamuchatadza kupindura wokuti gara zviya iwe chinonzoi Church ichi uye Church ndeyani saka anofanira kukupa mugove ndiyani saka mari yawakadya ndeyei tingwarire kunotongerwa zvivi zvose zvemari dzevanhu Mwari ndiye ndiye muridzi weKereke zvose sirivheri nendarama ndezvake saka hazvipuwi mnhu asi zvinounzwa kuKereke yaMwari as gifts,tiths and offerings then yu as a Pastors yr pay shld be rated and gazzetted
Chokwadi chacho ndechekuti pastor vanoda mari kubva kuvana vesangano but mwana wesangano kana avekuda mari anonzi namata ipapo manje
Pastor vari right vanoudzwa vanhu chokwadi unlike maTH-camrs vanonyora zvisingaenderana nenyaya dzavo .kutsvaga mafollowers nechitsotsi
They scare converts away these people.
Are modern pastors Levites?
LEGALIZING THEFTS
If you are clever stop to go to these types of churches.
This not church , this is a business. You should have another source of income. Stop stealing from people.
Wotoona vachiramba vachienda kuchurch ikoko
Apostle Paul aishanda wani, even Pastor can go to work..Dj Sparks ma Pastors havasi va Levi, Levi is the 3rd born of Jacob, Levi idzinza iwe uri Gurundoro not Levi, musanyepere vanhu...!
Ko ndiani anenge Fadzi arikuseri kwababa Harare?
😂😂😂ndamuonawo but haasi hake
Hakuchisina vhangeri ramahara mazuvano.
Zvakaipei kuudza vanhu chokwadi. Moda kungoshandirwa imi mugere. Hakuna chemahara
😂pakaipa apo
Is this gospel
Sparks vataura chokwadii chri pachena apo
KJV 2 Kings 5:20-27
20 But Gehazi, the servant of Elisha the man of God, said, Behold, my master hath spared Naaman this Syrian, in not receiving at his hands that which he brought: but, as the LORD liveth, I will run after him, and take somewhat of him.
21 So Gehazi followed after Naaman. And when Naaman saw him running after him, he lighted down from the chariot to meet him, and said, Is all well?
22 And he said, All is well. My master hath sent me, saying, Behold, even now there be come to me from mount Ephraim two young men of the sons of the prophets: give them, I pray thee, a talent of silver, and two changes of garments.
23 And Naaman said, Be content, take two talents. And he urged him, and bound two talents of silver in two bags, with two changes of garments, and laid them upon two of his servants; and they bare them before him.
24 And when he came to the tower, he took them from their hand, and bestowed them in the house: and he let the men go, and they departed.
25 But he went in, and stood before his master. And Elisha said unto him, Whence comest thou, Gehazi? And he said, Thy servant went no whither.
26 And he said unto him, Went not mine heart with thee, when the man turned again from his chariot to meet thee? Is it a time to receive money, and to receive garments, and oliveyards, and vineyards, and sheep, and oxen, and menservants, and maidservants?
27 The leprosy therefore of Naaman shall cleave unto thee, and unto thy seed for ever. And he went out from his presence a leper as white as snow.
Live n direct #KonapoKonapo
Correction moto
Chibaba ichoo
You must have a job boss, Paul was in tent business making don't read bible upside down
Paul said udzanai mese hakuna wandakaremedza mutoro hama dzangu ndakadzidzidzisa mabasa emaoko
Chokwadi chine rough mukati
Chokwadi chisinga putse hukama
Chokwadi chemahara chisingazivikanwi nevazhinji
Kkkkwa chokwadi ichoo
Ndombobvunzawo.ndopanozoperamatambudziko.angu ose here?ndichibvisa mari ipapo nhamo dzangu dzinobva dzapera nekugara mushe
Imhata yechifundisi murombi muroyi
😂😂😂😂😂 wavapedzera
muchavaona nemabasa......
This pastor is a nuisance.
That's not nice talking like that
Unozonyanya kutaurisa takatarisira kunza
Another thief confesses
Saka Baba Harare haana kutendeuka kana akaenda kuShrine iyo unoda kubhadharwa nevanhu kuti basa racho ndere vanhu here😂
It is yo approach that is wrong. Yes, Pastors must receive of people's offerings, but it has to be willingly, not by the Pastor conning them out. Yo mistake as Pastors is that you are not raising Holy Spirit filled Christians bcz you are not evangelizing them into receiving IT. A Holy Spirit filled Christian knows how to give an offering and gifts to the man of God bcz they have Divine love which grants them the capacity for empathy: consideration toward the man of God's estate. They don't need to be squeezed out of it. Period! Vana venyu ava avana Mweya Mutsvene ndosaka vachisunga home dzavo... plus they are "Black" inside - It's a Black (African) DNA to be stingy and unthoughtful.
I don't subscribe because of your comments.
Hauna nyaya, church kuti ifambe imari
Kuna jesu weNazareta hakuna zvakadaro uku kutodhimanda mari pasi raipa Gomba remote rakamirira munhu vakomana nevasikana vakuru nevadiki ityai Mwari
This is financially abusing the congregation. Church is a free service. Jesus never asked for money when he was preaching to the people
If Jesus' ministry wasn't financed why did he need a treasurer? The need for an accountant means there was enough to account for, income ye $5 inganzi inoda accountant wei ? Ananias and Sapphira after making a pledge to the church they sold 'their' land yavakashandira, brought the money to the church but havana kuzoendesa yese vakasara neimwe ndofunga vachitiwo tizowana pekutangira & we all know how that story ended nekuda kwemari "yavo"
The unfortunate thing when it comes to such arguments is most pple vanoita nharo don't take time kuzviverengera bible kuti vazive kuti iro shoko rinombotii with regards to those issues or topics. Tofamba ne ministry yaPaul here tiratidzane paitaurwa nyaya dzemari ?
The gospel indeed is free my dear but the means used for the gospel to be preached needs money, you want to come to church and sit on a nice chair, clean place with aircons blowing your nice makeup, on top of that you don't tithe n you give $1 offering yet you want blessings from the man of God. Give to receive dear otherwise you will sit at your house
The gospel is for free but ministry is expensive, a ministry needs financing we don't use prayers to pay bills, tikazia izvozvo tinobatsirika
Which free service imika venue inobhadarwa ne free service ?
Muchechi munoda mari yes
Muchechi munoda mari yes