Baba ava vakadonha kudenga chete 1 Hapana anoziva kwaanogara 2 Hapana munhu anot ndadzidza naye 3 Hapana anoziva kuti ane mukadzi or haana 4 Hapana hama dzake dzozivikanwa 5 Ku Mbare kwaanoti akakurira hapana anoziva pamba pavo 6 Haana Facebook Acc kana twitter Acc 7 Mota yake harina number plate Winky D Chi extra zvekudaro ukafona pa cellphone yake inodairwa na Layan friend yace ndamutadza mfesi uyu.
im proudly GAFFFFFFA This song is one of the ancient artifacts sent by extraterrestrials to humanity in our time and THE GAFA is The NINJA with the torch of understanding. GAFA FOR LIFE
Baba ava vakadonha kudenga chete
1 Hapana anoziva kwaanogara
2 Hapana munhu anot ndadzidza naye
3 Hapana anoziva kuti ane mukadzi or haana
4 Hapana hama dzake dzozivikanwa
5 Ku Mbare kwaanoti akakurira hapana anoziva pamba pavo
6 Haana Facebook Acc kana twitter Acc
7 Mota yake harina number plate
Winky D Chi extra zvekudaro ukafona pa cellphone yake inodairwa na Layan friend yace ndamutadza mfesi uyu.
Layan mufana wake
chokwadi chemahara ..i love him murume uyooooo
Haa Pito magetsi chaiwo aibata ngoma mkomana Igweee
Todzoswa kwatakatangira 😂 gaffa futi
31 ngaachisvika mukuru tiite tifare isu kana kt tipei one yekufara nayo 25 Dec
Ini hangu l am a Brazilian but kuti BIGMAN ndokuti Reggae
CAN I TAKE YOU BACK....."in Winky's voice"💥💥💥💥
Vatipe vamire izvozvo🎉 Gaffa iGaffa straight outta USA takutotenga matickets 31 December tinenge tatese
My favorite artist ❤
Big Man waaal .The ball player is not controlled by the player but referre.I love his Nyaudzosingwi.😂😂
I have been telling them since I was a kid that the man is the KING FINALY THEY SEE ❤
Imi Pito iyo 😂 ndapabata big man. Fire 🔥
Valentine Riddim is the best of those times Respect to Terminator the Riddim Maker
Shuduman HUYA PANO Old scul tichikura High scul haa Ninja maichimhanya alongside Ninja King @Mambo Gurarmatunhu
Gaffer z a blessing in Zimbabwe...
Iyii song ndeya 2023 yekudhara yacho aisaimba achiimba kudaiso even pavoice kn papekuti bobo takaikunda miyedzo sajobho
Gayaaaa zvese zvikuimbwa patrack iri zvinopindure vese vavaye vakudziirwaaa
Kuti Winky ndokuti ngoma
are you thinking what I am thinking pa pito apo lol.
winky ndi prophet. song iyi akaiimba kare
You're naughty. Zec
@@tinashedhlakamah3605 thinking the same
Pito inoridzwa naref
😂😂😂 aah pito here
Iyi yakaridzwa kusati kwana Bobo naLayaan chete😂🤣😂 ko ka Jah Know hakana kuitwa wani
winky D we can't compare him nani zvake
Gaffa mutumwa
Ndanyarara koz ndakaudza mumwe munhu kuti Mirai azviite gore ripere tisina kna chekisimusi
Baba ndibaba🎉🎉
Thats why he named him GAFFER, vigilance ndaitadza❤❤❤❤❤
Golden oldies
Kkkkkkkk aaaa so winky winky kkkkkk pito inopisa
Kana uneyako Kuma gafa hatii count. Kkkk. Kuburitsa play rinodiwa nesu mu ground mairasa kkkk
Bt now matiregerera mukuru , ngona dziripi
Masterpiece ❤
chamatama hafe akaridza pitoooo
Iyi yakabiwa is ati yaitwa mastering the original sound difference
My best artist
Gafa igafa❤❤❤
im proudly GAFFFFFFA This song is one of the ancient artifacts sent by extraterrestrials to humanity in our time and THE GAFA is The NINJA with the torch of understanding. GAFA FOR LIFE
hugafa hahwo asi ruzha rwakanyanya
Jah kno🎉
Mitemo yebhora ❤
Madays aya tirivafana 😂🎉🎉🎉
Loving chiOld twist
Hoyooo never disappoint ❤
🔥🔥🔥🔥❤❤❤
Where was this song😂masterpiece
Gafa boys
Thumbs up Big mun
Uyu munhu andioni kungona zvangu arikuratidza kudzungaira
Song iyi ndeye 2008 or 2011 chete guys are agree wth mi.
Ndeya 2013
2011
Yu are totally right
Mwari obviousl
Can someone come tag Holy 01 to listen to this song
It's a relief to here new gafa
Hope i song yakare iyii coz big zvamamanje chotii jah knooo
2012 studio freestyle
Ari kuda kuti chiii apa Handisi kunzwisisa ini pito
pito inoridzwa naref chete. ko iwe unoridza Uri ani
Gaffa kuswika rafa 🙏🏽🤜🤜🤜✊
Kkkkkkkkkkkkkkk winky dee ❤
I respect vigilance music 🎉🎉
This sounds different with the one I have
Maninja hre takuseri 💥💥💥🥷🥷🥷🤺🤺🤺
Jah Know
The Real king of Zimdnchl❤❤
I hooo chi extra❤
Pulo pulo❤❤❤
Powerful
Umufesi anokudzosa sure numbering nekugona
Ndeye kare here song iyi??
Gaffa zvekare 🎉
Chakaipa ichi
🔥🔥🔥
Pane kadiscord kandiri kunzwa so. ASI Igafa zvake.
Winky anenyaya yake😂😂😂
Song iyi takamboitambisa fifa kare😅
Discord mukuru ...ummmmm
Hiiiiiii boys dzangu
Old track 🤌🏼
Remastered???
Pito inoridzwa nareferee
song ndeya kare iyi
Gafa igafa guys
Mondogonera baba
This can’t be Winky the beat naaaaaa😊
Chibabest
Vigilance 👏💪💪
Pachi old😂🔥
Chi extra 🔥
🐐🐐
Winky
Winky is something else guys ummm
Mmmmmm wangu
Zvinenge zvorems
😂 Gafa to the world
Chibaba ichi
🎉🎉
Violence 😅😅
❤❤❤❤
This song is very old. It was released maybe around 2010. If you think it's a new release gara pasi. You are not a Winky fan
Aisve
Remix
Zanu PF hayimise magafa
Kkk is this winky
Aah 😂
Winky d chimudhara
Too deep kuti dyoo
😮😮😮😮😮
Winky anogon zvake Team