"Musarase Midzimu Nekuti Mave Kunamata, Huyai Kubira Musunungurwe," Apostle Monalita +263786547794

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 8 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น •

  • @LinnetyPound
    @LinnetyPound 5 หลายเดือนก่อน +1

    Amen Apostle ndinokutendayi ne dzidziso yakanaka chaizvo nemi mukoma Robert ndinokutendayi chaizvo nebasa renyu

  • @josephchivhanga2644
    @josephchivhanga2644 ปีที่แล้ว +9

    You are owesome apostle hamuvanzi munoreva Nemo nemo nemo kwete kuvanza kunoitwa nemapostori asi Ivo vachibva kumba varova mafembo

  • @njabulobhebhe7145
    @njabulobhebhe7145 ปีที่แล้ว +10

    I love this mama she telling us truth l give respect to mamawethu thank you mama you are the BEST

    • @ChatungaChisveto-vl9ed
      @ChatungaChisveto-vl9ed ปีที่แล้ว

      U just like her deception nothing more nothing less. Light and darkness is not the same.

  • @collenchoto7385
    @collenchoto7385 ปีที่แล้ว +8

    Lol mukoma Robert I like your Questions..to be honest u r helping the masses keep it up.

  • @nollychamu
    @nollychamu ปีที่แล้ว +4

    Hapana chikwadi chinodarika kutaura kwakaropafadzwa kusina kana tsvete. Chokwadi vazhinji varikuraswa munyika umu. That part yekuti honour they mother and father ndapafarira zvikuru explanation yacho. Bless u munhu wamwari.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 ปีที่แล้ว +2

    Thank you apostle. Ndazvifarira.

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว +4

    Vanodaro zvavo varungu kuti kana munhu afa aenda nhai, asi ivo vanoenda kuma spirit mediums/clavoyance vachishevedzerwa ma ancestors avo vachitaura navo. Unotonzwa achiti ndataura naSekuru /mbuya/amai/baba/ tete etc

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว +4

    Maita basa apostle,vadzidzisei nekuti vazhinji vari kuparara nekushaya zivo.Makazvionepi kuti munhu anoti ndinonamata iye achituka dzinza rakaita kuti uvepo panyika.Kuzungaira chaiko.

  • @stephenmunadzo1681
    @stephenmunadzo1681 ปีที่แล้ว +4

    Very informative and very knowledgeable.

  • @ceciliamakanda6314
    @ceciliamakanda6314 ปีที่แล้ว +1

    Thank you my Sister for sharing Godbless

  • @chomunorwakuzozviranga7353
    @chomunorwakuzozviranga7353 ปีที่แล้ว +7

    Nyika yedu irikudzoka zvishoma nezvishoma kutsika dzedu Mukoma Robert rambai muchibudisa zvirongwa izvi

  • @lindawendyribeiro9534
    @lindawendyribeiro9534 ปีที่แล้ว +4

    Robert I like your programme very informative 👍

  • @allensibanda2441
    @allensibanda2441 ปีที่แล้ว +4

    Amen apostle.....

  • @MaureenChimunya
    @MaureenChimunya ปีที่แล้ว +3

    Apostle mune dare pfurirai mberi nekuyambutsa Nyika

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 ปีที่แล้ว +3

    Apostle manyama. Ndoinonzi spot on chaiyo

  • @mavischikumbirike4347
    @mavischikumbirike4347 8 หลายเดือนก่อน

    I love you apostle. Shoko seshoko
    Mukoma Robert rovai basa tisunungurwe

  • @bettymilazi128
    @bettymilazi128 ปีที่แล้ว

    Thank you apostle

  • @samgwatuza2471
    @samgwatuza2471 ปีที่แล้ว +3

    This lady ❤❤

  • @monicamusiyiwa6155
    @monicamusiyiwa6155 ปีที่แล้ว +2

    Amen Apostle

  • @emilymugadza
    @emilymugadza ปีที่แล้ว +1

    Apostle well done nerudzidziso rwenyu chokwadi vanhu takurasika

  • @allensibanda2441
    @allensibanda2441 ปีที่แล้ว +6

    What the apostle is saying is what we exactly do in our church. Believe me that's what works.......there is absolutely nothing one can do without their ancestors or their approval. Stop wasting yo time calling yo ancestors demons. Filial piety is not limited to this world.

    • @rozt5526
      @rozt5526 ปีที่แล้ว

      Which church do u go to?

  • @mjenami
    @mjenami ปีที่แล้ว

    This prophet is powerful. As Zimbabwe please listen to her carefully. I support you prophet to the fullest.

  • @tauya80
    @tauya80 ปีที่แล้ว +2

    She's very wise

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 ปีที่แล้ว +4

    How do i convince a very close and young family relative, who claims to be God loving, not to look down upon his ancestors?

    • @beverley-annmatsikidze434
      @beverley-annmatsikidze434 ปีที่แล้ว +1

      Vanhu ndevekusiya Mwari ndiye achapinda muhana mavo kana nguva uakwana ovaonesa chokwadi,ukada kuita zve convincing panokakwa nharo otozonz u r advocate wezvakaipa kurikusanzwisisa

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว

      Show them this video 📷

  • @JoshuaMoyo-g8o
    @JoshuaMoyo-g8o ปีที่แล้ว +2

    Amen and Amen

  • @GwararaMugwisi-fx2uy
    @GwararaMugwisi-fx2uy ปีที่แล้ว +7

    Thumbs up apostle for showing nd telling us the truth not many people believe mumidzimu yedu I salute you apostle

    • @greentayengwa4120
      @greentayengwa4120 ปีที่แล้ว

      🙄

    • @janetmadanhi
      @janetmadanhi ปีที่แล้ว

      ​@@greentayengwa4120🎉😂

    • @greentayengwa4120
      @greentayengwa4120 ปีที่แล้ว

      @@janetmadanhi imagine. An Apostle calling people to talk to the dead, the dead who can neither breathe nor hear? Hayas

  • @farriefara6700
    @farriefara6700 ปีที่แล้ว +1

    Will it be screened live pa youtube

  • @hlanjiwesibanda7017
    @hlanjiwesibanda7017 ปีที่แล้ว +1

    I was looking some one preaching like you ever since.

  • @hlanjiwesibanda7017
    @hlanjiwesibanda7017 ปีที่แล้ว +3

    I can join your church mama 💯%

  • @ruthmateta5803
    @ruthmateta5803 ปีที่แล้ว

    Love u apostle tiri kure toitasei kuti tivewo part of that bira

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa ปีที่แล้ว +2

    Ndimi mangamakamirirwa kuti muzodzikinura vanhu kubva muhutapwa. Chengetedzwai namwari murarame nguva refu mudzidzise vazhinji.

  • @lovenessmasona2220
    @lovenessmasona2220 ปีที่แล้ว +4

    Only the truth shall set us free!!! Titende

  • @MaureenChimunya
    @MaureenChimunya ปีที่แล้ว +2

    Unovanzwa vachiti vanaMayerera maMarine Spirits vodevedzera kuti Out pauri then ivo votora havo ushavi hwako voenda ivo neNyika

  • @nesterchishanu7642
    @nesterchishanu7642 ปีที่แล้ว +3

    Tinotenda chokwadi ❤

  • @sekemutemabeads7033
    @sekemutemabeads7033 ปีที่แล้ว

    Amen &amen apostle

  • @dzimwashaalice27
    @dzimwashaalice27 ปีที่แล้ว

    Apostle u are a hero.

  • @irvinemurombedzi9628
    @irvinemurombedzi9628 ปีที่แล้ว +2

    In the Bible, I wondered why mapfupa a Joseph akatakurwa kubva mu Egypt kuendwa nawo ku Canaan. Akanga atofa ka uyu . Rwake rwendo rwakanga rwapera. Pakanga paine chivanhu ipapo. Taurayi zvenyu Apostle.

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 ปีที่แล้ว +1

    Baba na mai Mufundisi ndivo vaamai vako. How can i send this info to my aunt's children. Vanoenda ku Z*O*A. They don't even look after their mom but vafundisi anovatengera grocery 😢

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 10 หลายเดือนก่อน

    Haaaa. Robert ka wakadzidza chokwadi basa rako❤❤❤❤❤❤💪💪💪💪💪

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 ปีที่แล้ว +1

    Number hatina kudziona mukoma Robert.

  • @khethiwephiri6247
    @khethiwephiri6247 ปีที่แล้ว +3

    Amai vataura chokwadi !!!tinotenda amai!!! Wake up Afrikans!!! Know thyself

  • @wellingtonmhamba6848
    @wellingtonmhamba6848 ปีที่แล้ว +1

    2 Petro 2 vs 1,2 VADZIDZISI VENHEMA, VACHAPINZA PAKAVANDA DZIDZISO DZAKATSAUKA DZINOPARADZA, VACHIRAMBA
    2 Vazhinji vachatevera vutere bwavo; nokuda kwavo nzira yezvokwadi ichazvidzwa.

  • @khethiwephiri6247
    @khethiwephiri6247 ปีที่แล้ว +2

    Mukomana Robert,Tinotenda nebasa ramirikubata….

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 ปีที่แล้ว +1

    Well said apostle

    • @HovaCarryen
      @HovaCarryen ปีที่แล้ว

      Ndokumbirawo number dzaprophetess monallisa

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 ปีที่แล้ว

      @@HovaCarryen tsvaga painterview yavo naSly dzinobuda

  • @HovaCarryen
    @HovaCarryen ปีที่แล้ว

    Number dziri pascreen ipi handidzioni ini veduwe ndodzidawo mkoma Robert

  • @mjenami
    @mjenami ปีที่แล้ว

    Where can we see you apostle

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 ปีที่แล้ว

    Amen

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 ปีที่แล้ว +2

    Mazvita nedzidziso nekuti taakurasa tsika dzedu Nevadzimu

  • @ChatungaChisveto-vl9ed
    @ChatungaChisveto-vl9ed ปีที่แล้ว +2

    U can not mix midzimu and Jeso at the same time. Light and darkness are not the same. Usanyepere vanhu rasika wega

  • @MaureenChimunya
    @MaureenChimunya ปีที่แล้ว +2

    Mamwe maKristu enhema anotsoropodza asi muñanga havabvi.kurasisa vakapusa

  • @LovenessTaringana
    @LovenessTaringana ปีที่แล้ว +1

    Thank you ❤

  • @mjenami
    @mjenami ปีที่แล้ว

    How can we make people in Zimbabwe listen to this apostle.

  • @BrendaMavhenyengwa
    @BrendaMavhenyengwa ปีที่แล้ว +3

    Chokwadi ichocho

  • @RumbidzaiMupasi
    @RumbidzaiMupasi ปีที่แล้ว

    Chivhurai church iyoyo apostle titende isu marasta❤😂

  • @BrightMubaira-d5r
    @BrightMubaira-d5r ปีที่แล้ว +2

    Pamberi nesly media

  • @roselinekariwo9765
    @roselinekariwo9765 ปีที่แล้ว

    amai munotaura chokwadi ndinokumbirawo kupinda mugroup menyu

  • @MaureenChimunya
    @MaureenChimunya ปีที่แล้ว +1

    Furatira mubereki.mufundisi ozviswendenza pauri kuda kukama iwe

  • @HovaCarryen
    @HovaCarryen ปีที่แล้ว

    Ndodawo kupinda mugrp raprophetess ndikundewo

  • @paulinenzvidzai3630
    @paulinenzvidzai3630 ปีที่แล้ว

    Ndijoiniseyiwo mugroup menyu tatambura nekurasiwa nemafirefire

  • @wellingtonmhamba6848
    @wellingtonmhamba6848 ปีที่แล้ว +1

    2 Corinthians 5 vs17 Therefore if any MAN be in CHRIST, he is a NEW CREATURE: OLD THINGS are passed away; behold, all things are become new.
    KANA WANGA URI SANGOMA KUNYIKA MUNA JESUS CHRIST HAMUMWE MUNHU, PAUL ARI SAUL AKANGA ACHITENDA KUURAYA BUT ASANGANA NA JESUS CHRIST AMUMWE MUNHU.
    WAKE UP BELIEVE

  • @paulinenzvidzai3630
    @paulinenzvidzai3630 ปีที่แล้ว

    Taurai henyu

  • @normalisadube9742
    @normalisadube9742 ปีที่แล้ว

    Tinopinda sey mu grup😢

  • @theresaaugustine689
    @theresaaugustine689 ปีที่แล้ว +2

    Maita basa apostle hakuna imwe dzidziso inokosha seiyi dai waro vanhu tateedzera nyika inoenderera mberi vadzimu vaye vosimuka zvino kkkk ndi apostle ava varikubatsira hwai dzanga dzakarasika kwete taramba kufonyorwa pfungwa apostle munogonera nyika nekudaro nyika ngaisununguke munhu wese kubira tisarasiswe chivanhu chedu ne fake pastors ivo vakaromba thank you apostle

  • @memorymvundura7166
    @memorymvundura7166 ปีที่แล้ว +3

    Mather ava vanechokwadi chakanaka shuwa

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 ปีที่แล้ว

      But she's very corny too why use zvehuapostle and chechi Ivo vari vematare ngavangopfeka ngundu vanyatsopembedza chivanhu she talks chivanhu but clothing ndeyekuchechi why?

  • @SalemWere
    @SalemWere หลายเดือนก่อน

    ndinokutendai mapostle tanzwa nemaapostle arikuti musaite zvechivanhu hanzi mademon munhu afa hanzi hachina simba

  • @khethiwephiri6247
    @khethiwephiri6247 ปีที่แล้ว +1

    Chokwadi,the bible was manipulated,a lot was added and a lot was removed

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว

      Ukaverenga NIV Bible rine a lot of verses akabviswa.

  • @wellingtonmhamba6848
    @wellingtonmhamba6848 ปีที่แล้ว

    Colossians 2 vs 8 Chenjerai, kuti murege kutapwa nomunhu novuchenjeri, nokunyengera kusinamaturo, achitevera TSIKA DZAVANHU nezvokuvamba zvenyika, asingateveri KRISTU. wake up believe muna christ Jesu hamuna zvakadaro zvirikutaurwa namai ava uyu Mukadzi uyu in'anga. Ndiyani anosungura vanhu midzimu here or it's JESUS CHRIST wake up believe

    • @bethechange2335
      @bethechange2335 ปีที่แล้ว +1

      100% true. This person is into some satanic cult. The fact that most Zimbabweans Christians suffer is because they follow demonic culture and traditional rites that make the word of God of no effect (Mark 7:13). This woman anoita zvemanjuzu uyu. Those things are not African culture even. She is confused and possessed. The son is possessed by some spirits. Ndotype dzinoita zvehungochani vagwarwa nemachembere. I feel for that son. Very sad.

    • @wellingtonmhamba6848
      @wellingtonmhamba6848 ปีที่แล้ว +1

      That's correct hama, Manjuzu aya vachinyepera vanhu. Rice, bute, mascud, hupfu kkkkkk imi moti munhu waMwari uyu. Hakuna mu Apostle wa Jesus Christ akadai.

  • @moeenchindara7440
    @moeenchindara7440 ปีที่แล้ว +1

    Motaura chokwadi mafundisi ari kurasisa vanhu

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 ปีที่แล้ว

      Including her why is she apostle why not just be proud of chivanhu chedu

    • @moleenmagaso
      @moleenmagaso ปีที่แล้ว

      Tinotenda Apostle mafundisi akunyepera vanhu,pamberi nechivanhu ndochida zvangu❤

  • @TendyFrosty
    @TendyFrosty ปีที่แล้ว

    Ava Apostole ndovada ava vanotaura chokwadi

  • @greentayengwa4120
    @greentayengwa4120 ปีที่แล้ว

    At least do not call yourself an Apostle. You are talking things from the abyss of darkness.... At least you are not an Apostle of Jesus Christ

    • @debertamutema2262
      @debertamutema2262 ปีที่แล้ว +1

      Apostle is an ancient greek word meaning “one who is sent out” . The word was there before Jesus.

    • @greentayengwa4120
      @greentayengwa4120 ปีที่แล้ว

      @@debertamutema2262 still, they have no right to call themselves an Apostle of Jesus Christ.

    • @MelodySamunda
      @MelodySamunda ปีที่แล้ว

      Taura hako Jeso 😂😂😂

  • @tapiwamungate7448
    @tapiwamungate7448 11 หลายเดือนก่อน

    Ini ndokumbirawo link yeapp group renyu