Haisi stand yavo vese futi yohweee vanopabva apo panenge pasati papindirwa Hapo six 3 ndevemkadzi 3 ndovavo avo ende mat wins futi Aaah dzidzai kutaura chokwadii sei makayenda mega kudare kwacho muchizisiyawo hama dzemrume haiwa manje tazviona regai tisvitse nyaya kuhamawo dzemrume kani
I like smile ya hambuya pava kumbirwa ruregerero 22:24.... Ndopanoti mubereki ..... I love Yu gogo
Ndiwo anonzi marombe iwaya. Apa ndoovanovhotera Zanu PF ichibva yahwinha
Kkk haa wadzamisa
Wataura chokwadi zvako
@@nicholasfungurani9677 Kuvhotera Zanu ikodzero yemunhu. Heya unotoziva hako kuti inovhoterwa ichihwinha, yahwinha woti yaba? Ndiwe unenge rombe iwe
@@Bvanyangu352 ungandifanananidza newe here ukupfugamiswa kudaro mudare uchiita chirombe rombe kudaro. Uri saskam zve.
@@nicholasfungurani9677 ndirimudare ripi?
Zvinonyadzisa kuti at your age uchiri kurova mukadzi. Kura blaz, mukadzi ukamurova anobva aita ngongoni. Rova bhinzi unyerere chete
Kkkkkkk
Jikki Jikki he is a motivation speaker yekutsvaga Mari yeroora muzvidhina
Yekuroorwa ihombe askana
Chokwadi kurima fodya kuwana 5000us kutadza kti bamwana 1000 ngaimboenda kmba kwedu vakadzi tinazvo ndipo paunozvarira rombe rakadai vana 6 ini handiite zvakadhakwa kudaro
Iye haagone kufunga ega here kuti ane chikwereti kwatezvara ini handimboita handimbokufungisa kusvika ndafa
Mambo sorry haibatsire sometimes put yourself in the shoes yevanhu vamunotonga, nyaya haisi yekuripisa chete but kupinza vemitemo. Abuse is wrong
Saka chobatsira chii
Sorry inobatsira somewhere somehow
Mambo ndivo vemutemo wacho, unoda vamwe wapi futi.
@@shephardkaiboni5123 Mambo isn't bigger than our judiciary system.
read the constitution, mambo is part of the judicial system in Zimbabwe.@@markgamanya3084
Kkkkkk mukwasha andipedza ndewe language
Twuvarume twusina kuroora twunoshusha nxaaa, haiwao
Baba ava ndibaba pasina rombe rekupedzisira mother siyai chinhu ichi.
Vana 6 pasina kana cent nesu vakadzi kupererwa here
Zvinekachiremerera ka kkkk
Chinyundoshyleen 206
Hwahwa hukandisvitsa pa level iro ndinorega 😂😂😂😂😂😂 zvakaoma
Dzinorova Gusvu wena kkkk
Zibenzi remurume
Haisi stand yavo vese futi yohweee vanopabva apo panenge pasati papindirwa Hapo six 3 ndevemkadzi 3 ndovavo avo ende mat wins futi Aaah dzidzai kutaura chokwadii sei makayenda mega kudare kwacho muchizisiyawo hama dzemrume haiwa manje tazviona regai tisvitse nyaya kuhamawo dzemrume kani
Vana vanokukudzasei kana uchirova amai vavo pamberi pavo?
Vana vatanhatu hauna kana tsono yawaendesa kwa atezvara ingozi ichasarira vana iyi
Kkkmuchatukirwa huku idzodzo dzamapihwa😅😅😅
As a women l can survive kurohwa vakadzi makashinga kunze uko
Kana tsono tezvara ava vandinzwisa tsitsi
Unenge uchiti waona murume but doommm ozoona kuti une ngozi yaurikugara nayo muchingorohwa henyu but kana mazorohwa hamurambe muchiripi hamusati marohwa imi mukarihwa munoenda 5 vana kudaro kuita kunge nguruve kkk imimikaa kwanayi
Dzimba dzakangoshingirirwa nevakarwa Hondo chete muchafiramo nekurobwa
Benzi remurume tuvarume tusingabvisiri vakadzi pfuma kushusha hanzvadzi Siya musombodhiya uyu inofa urirombe apa anoda kukanyisa Dhaka rekt mkadzi azviroore marwadzo
❤❤❤😂
Hamuna kudyisa murume here mhai?
Aaa iye achieohwa
@@MoreMdeke Zvakamboitika kumukoma wangu exactly sekutsanangura kwavari kuita. Zvinenge zvapanduka nekuti idzi ishanje idzi
Ndozvavanoita muchaunga kunge vanhu kwavo
@@jaspernambala taura hako
Kumudyisa chaiko ndiko kwavakaita apa vakarererwa vana vavo vatatu vese nhasi ndipo pavakuti vakurohwa nekutukwa ivo vanotuka zvidiki sei vasina wo kudeedzwa hama dze mrume kudare haaa
Apo mkadzi ndiye achashanda futy kuty aroorwe apo hpna zvabba apo
Murume imbavha iyo nyepera kunzwisa tsitsi
Mai ava vane mahobi
Really , of all the things mangoona mahobi zvekuti she needs help hamuna 😢
Mdhara uyo wakamutarisa unotoona kut ibasa chairo
😂😂😂
Ko kungosiya zve marriage zvacho
Nevana six here nhai
Rombe remunhu, mambo musungisei woman abuse is wrong and stop justify it.
Dzidzai kutaura chokwadi nemi amai imi kana arohwa chaizvo madii kudzokera nekuti haisi imba yekutangakaa akauya nevana venyu vatatu iye nhasi Ave nemkwasha akarerwa nababa ivava wani nhasi ndipo pavazoipa shuwa zveusvika pakutorana nababa venyu kuyenda kwamambo manje pamba paye ndipo pamusingagare muridzi wapo aripo haasi penyu mese zvenyu aaaah mandibhowa zvekuti Mai joy kangani muxbivasungisa kurova kwacho munorohwa here kana kuti munovakutsira nemwana wenyu mukomana akatorera ipapo nababa ivavo futi magona kuti kumapurisa hakushandeka makuita zvekwamambo nxaaaaa
Kushusha nehurombe ndizvo zvaaendeserwa kudare ane shavi rehurombe