Ndanga nditori nestress kuti maybe hamubuditse chinhu kana tiri paholiday asi aaaa matifadza zvikuru ndoyatinoti pachirungu killing two birds with one stone kaa iyi mabva matipa dziri two. As always i look forward to see Ozemwa. Chinenge chakanyanya ichi regai tichimirire❤❤❤❤❤❤❤
Ndanga nditori nestress kuti maybe hamubuditse chinhu kana tiri paholiday asi aaaa matifadza zvikuru ndoyatinoti pachirungu killing two birds with one stone kaa iyi mabva matipa dziri two. As always i look forward to see Ozemwa. Chinenge chakanyanya ichi regai tichimirire❤❤❤❤❤❤❤
Keep it op
Keep it up team ngazviende mberi
Nhaimi. Vanhi ava varipi mazuvano
@@fabiolamoyo4081 zviri kutondinetsawo kuti KO dambudziko nderei vese vakanyarara zvavo
Saru anoekita veduwee ndomuzivira pana love from the evil girl nanetsai vanorova basa vana ava❤❤
Ozemwa kkkkkkkk
Mitchy kuzoseka Ozemwa
Vovo is nailing all the roles aarikupihwa these days 🔥🔥🔥🔥
Four Seassons yauya nechimwe chinyowani moto uyoooooo keep it up guys makanyanya imi
Nhaimi uyu ndiye kaa Saru wakambo actor naiza boom namatsanga
😂😂😂😂 ehe ndiye
Ndiyeye
Ozemwa anotaura shona yakadzama kani well done guys muntigonera ❤❤❤
Vovo anogona weduwe
Kkkkk ndakangoona ozemwa ndobvandatofunga mukwashamboko
Ndandanzwa kuda yoghurt 😂😂
Four seasons inopedza we love u guys ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Chikupisa ichi keep it up guys
Tea tsvuuku mahwani jartwell chero ine sugar wangu ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Guy's lets turn these views into subscribers
True❤
Nice 1 team
Ko tinashe aripi
Muķooma jartwell bhozvekuti tafara kukuona chokwadi jart watching from UK uri nyama iwe ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Matemai hauite wangu excellent
❤
Weldone guys keep it up 🎉🎉🎉🎉🎉
Well done guys keep it up murikupisa❤❤ mu ma street🎉🎉 asi one thing chamuri. behind air sounds 😮😮
Aaaa ozemwa ari murudo ne mwana sikana chookwadii ❤❤😂😂😂🎉🎉🎉
Well done guys ❤❤
Your director is amazing this is so natural
Haa munogona guys keep it up ❤❤❤❤❤
79k subscribers welldone keep pushing guys
Goood couple jartwell na vovo kahwani mwan sikana nungo❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
They are not acting as a couple but as mother and son
Gud one for holiday.
Ozemwa hayaaa ,dondova radada kkkk maiwee nhasi ndaseka
Beautiful work guys ❤️❤️❤️
Gang up guys well done❤ you❤
Munogona guys well done ❤❤❤❤❤
Mukoma jati vano diwana ku pfeka goro cana heti because mwana ano mhandza wacurissa.
Well done guys
Saru can act ndandamusuwa
Bom trabalho pessoal🇲🇿
❤ keep it up guys
😂😂😂 ozemwa wapurwa kkkk
❤❤❤❤ Ozemwa naSaru pachaita nyaya apo 😂😂😂
Ndafara team rangu maiuya zvakanaka continue
Saru kusada kudiwa here😂😂😂😂
🤣 🤣 Ko mishi ko hanzi heti inenge dunduwa waiwanepi😂😂😂😂
Well done team team
Please waiting for next episode please faster faster 😂😂😂😂😂
😂😂 dondova radada ndochii ichocho ozemwa kwaaa
Well done guys
Nhaimi JAMBWA makazodii nayo .....anyways keep up the good work 😊❤
Well done guys keep going much love❤❤❤❤
Nice 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤😢😂
Ozemwa udza Sis vako chokwadi munhu aharohwe asina zvaaita
Well done guys ❤❤❤
This is interesting...kip it up guys 🎉
Thanks guys nice one,Vhovho no words keep the fire burning
can't wait
Wonderful
Keep up the good work guys
Iiii Saruka😂😂😂😂
Four seasons ma horror
Ma hat manyama kkk Jat❤
We are here
Yatopera here
Munotigonera guys 💯💯💯💖🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂Well done guys
Wooh
Well done 💯✅
Kkkk saru wakanyanya warova munhu umm
Vovo you are nailing your roles keep going, thank you for entertaining us 🎉🎉🎉❤❤❤
Nice one team 😊😊
Saru
Sarue😂😂😂😂
❤❤❤❤❤❤❤
Mama vhovho❤❤❤
Guys Tinashe vaNetsai aripi
Kkk Jati hakuna kuvaka kwakadero 🙌
😂👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾❤️❤️❤️
Good job
Ozemwa ne nyaya yekuzivisisa shona 😂😂😂
Kudzinga masawara kkkkk
Kkkkkkkkk Ozie ka
❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Bhora mberi team rangu🎉🎉🎉🎉
Mishy unogonesa❤
Kuvaka chirugu here uku😂😂
Haaayaa murikugona guys
Ozizi vasvitsa shoko kkkk
30mins paepisode pliz
4 season number 1
Kuno kwatozara kudhra
Hoyoooo 🎉🎉🎉
Ko zihat reiko kkkkk mabeef ehat chaiwo
Sesikhona
Kkkkkkkkk ozemwa unondispark nesasi 😂😂
Ramba muchivaraidza
Hooooooyooooo ❤❤❤
fambai vakomana🔥
Ko nhai Vhovho ko washaya girazi hre
Dondowaradada kkkķk ozemwa ka
OZEMWA KUNYEPA😅😅😅UNGAROVERWA KUCHEUKA HERE WEDUWEE😅😅😅
😂😂chzumbu chacho chinova kwa chisina dhaka ere
jati jati
Fambai team four seasons ❤
Shona yaozemwa bhoo
Jatiwero zimhazha😂
KOKUNGOUDZA SISI KUTI NDANYENGA MWANA 😅😅😅😅😅😅
🤘