Mwari ndiyambutsei rwizi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 พ.ย. 2017
  • Varumbidzi

ความคิดเห็น • 27

  • @joanamatanda7444
    @joanamatanda7444 2 ปีที่แล้ว +2

    I remember the time...August 2017. May God bless His church. I am proud to be Methodist.

  • @merrytatenda8438
    @merrytatenda8438 5 ปีที่แล้ว +1

    I'm not a Methodist bt I'm just smiling feel like dancing ,,I love it when we praise Jehovah in African

  • @barbaratanyanyiwa4652
    @barbaratanyanyiwa4652 2 ปีที่แล้ว +1

    I was there on this very occasion in August 2017, National Sport's Stadium

  • @yaobleestelle2513
    @yaobleestelle2513 5 ปีที่แล้ว +5

    Uye kana Mwari vachiponesa muKaturike, muPurotesitandi, muevhangerika, mubranhamisti kana nhengo imwe yezvitendero izvi nehushumiri uhu, Mwari vanofanira kubvisa gehena uye munhu wose achaenda kuParadhiso, kunyange Satani. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"]. Munhu angaramba kugamuchira muporofita mupenyu wepanguva yake ndokuenda kuParadhiso sei? Munhu angaponeswa sei kubva kuMafashamo apo akaramba Nowa? Apo Ishe Jesu Kirisitu vakanga ari pasi pano, zvaigoitika here kuti mumwe munhu amurambe achizoponeswa? Nyika yose iri mugomba risina chigadziko nekuda kwekereke idzi.

  • @nancymuchucha3315
    @nancymuchucha3315 6 ปีที่แล้ว +2

    Amen vanhuvamwari narwo

  • @tanakasharara4273
    @tanakasharara4273 5 ปีที่แล้ว

    Haaaa mwari munoshamisa👏👏👏👏

  • @graciouschinyama5110
    @graciouschinyama5110 6 ปีที่แล้ว +5

    methodist for life

  • @desiremuchenugwa4933
    @desiremuchenugwa4933 5 ปีที่แล้ว

    Hwisiri ndizvooooo

  • @mispermatarutse1729
    @mispermatarutse1729 4 ปีที่แล้ว +1

    Ameniii👏

  • @transkingholdings2554
    @transkingholdings2554 6 ปีที่แล้ว +2

    Amen & Amen

  • @archienyazamba9875
    @archienyazamba9875 5 ปีที่แล้ว +1

    Hwisiri 4 lyf

  • @juliegwatidzo2359
    @juliegwatidzo2359 5 ปีที่แล้ว +1

    Amen

  • @christinamwaba2344
    @christinamwaba2344 3 ปีที่แล้ว

    too shot

  • @linahkubvorunohundah186
    @linahkubvorunohundah186 5 ปีที่แล้ว

    GOD HELP TO CROSSED RIVER JORDAN ON THE BANK OF DEATH ALL LOVELY FAMILY IN CHRIST GONE SAFELY TO LORD JESUS CHRIST PROMISED ETERNAL HOMESTEAD RIP TILL WE MET AGAIN THROUGHOUT UNCOUNTABLE GRACES CREATION AMEN😢😢😢😢☺☺☺☺👑👑👑

  • @yaodjakacou4456
    @yaodjakacou4456 5 ปีที่แล้ว

    Kc.47:22 Uye pakupera kwenguva, mutumwa mumwe chete, Mharidzo imwechete yeGwayana, Kacou Philippe mumwe chete. Mharidzo yechiporofita yakabva kuDenga yakavheneka nyika. Uye dai muYunaki wekuEthiopia aimuka, aishevedzera, “…izwi rimwe chete rakataura neni ipo paya mugwenga romuParesitina. Mutumwa haana kutaura naye here? Haana kutakurwa here mugwenga?" Uye kana dai muyunaki uyu aitaurirwa kuti Zita rangu ndiPhilippe ihu ndihwo huchava hurefu. [Mup:Ungano inoti,"Ameni!"].

  • @macdonaldtsamwa7261
    @macdonaldtsamwa7261 5 ปีที่แล้ว

    Mwari I c him in Umc hyms

  • @frankmugwindiri5969
    @frankmugwindiri5969 5 ปีที่แล้ว

    MCZ is my method

  • @jemimaahemin8359
    @jemimaahemin8359 5 ปีที่แล้ว

    Mwari haatumi makereke. Mwari haatumi maapositora, mabhishopu; marevhurendi... Asi Mwari anotuma muporofita nhume anorarama panyika. Uye ndiye muporofita nhume anogadza vaapositora, vaporofita vemukereke, maevhangeri nevamwe vadzidzisi maringe navaEfeso 4:11, 2 Vakoronike 20:20 inoti titende vaporofita na Amosi 3:7 inoti iyo kumuporofita uko Mwari anozarurira zvakavanzika Zvavo. Mwari vanosimudza muporofita aneVhangeri muchizvarwa.

    • @cmakope
      @cmakope 5 ปีที่แล้ว

      Amen. Baba ndiyambutseyi rwizi uri rwizi Jordan

  • @cdesponono8471
    @cdesponono8471 6 ปีที่แล้ว +1

    Munondigonera guys kubva kare

    • @yaobleestelle2513
      @yaobleestelle2513 5 ปีที่แล้ว +1

      Uye kana Mwari vachiponesa muKaturike, muPurotesitandi, muevhangerika, mubranhamisti kana nhengo imwe yezvitendero izvi nehushumiri uhu, Mwari vanofanira kubvisa gehena uye munhu wose achaenda kuParadhiso, kunyange Satani. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"]. Munhu angaramba kugamuchira muporofita mupenyu wepanguva yake ndokuenda kuParadhiso sei? Munhu angaponeswa sei kubva kuMafashamo apo akaramba Nowa? Apo Ishe Jesu Kirisitu vakanga ari pasi pano, zvaigoitika here kuti mumwe munhu amurambe achizoponeswa? Nyika yose iri mugomba risina chigadziko nekuda kwekereke idzi.

  • @mufaronekati6923
    @mufaronekati6923 5 ปีที่แล้ว

    video not properly done its a no fo mie