ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Haa kunevanhu vakapusa ndabvuma,shumba saka achishingirira noise anoziva kuti mari ikuuya yemahara
Vaitenga hembezve nemawig. Hamuvaone vakapfeka hembe dzakanaka
No guys tarwuona rudo munarwo but mmmmmh munemari mufunge kusvika paku Mira kuvaka here muchati joina zvenyu kubittanss
Tora Mari United 😂Ari kutochengedza Gidza / Shumba Ngaadzoserwe kujeri haadzidze
😂😂😂tora Mari chikiti usamboirege,wakazviwanira zvidzoi zvako iwe kkk
Kutoita meeting. Ah ndapererwa kuti kuchiine mafuza akadaro here pano panyika.
imagine pple kupa munhu
Idyai mai tt, vakapusa vanhu ava. Chop the money my dear
KuUK kune mafuza. Ndapererwa
Vanhu makadzingaira 😂😂😂😂dyiwai sterek
Vanhu vanomujaidza pafeya imi vanhu imi amuna hama dzenyu here dzinoda rubatsiro plz batsirai zvenyu ini 😂😂
Mangoi has 9 lives. Ngaadye zvemarema . Vanhu charity dzavo idzi. Ipai nherera vakai childrens home. Vemuhari havabudi Saka chihoro hari yake inoshanda 😂😂😂😂😂
Cat family should stop paying money mura haadzidze
Kushaya kwekurasira nyaya; plus kuzvitsvagira jambwa nerushava shava
Vanhu hama dzenyu dziri safe ere, mukudzichengeteta ere, nherera dzekumba kwenyu zvakarongeka ere?
Ndianiko anotaura chirungu uyo 😂😂😂 kupoza kwacho ne chirungu chirikubuda umm
Imi vanhu makaroiwa here? Are you seriously okay. Hama dzenyu dzese madzibatsira
Until vabudiswa muhari havamboregi kupa cat mom mari
Cat family ingochengetai Mai venyu makanyarara 😂😂😂😂😂😂😂😂😂why complaining IMI muchivada zvakadaro
Apa vabe vacho variku contributer mari dzeku chengeta Chachazi, vabereki vavo varikujoborwa nehuku kumusha nekushaya mabhurugwa emukati. Apa munhu uri bhizi kuchengeta Feridhongo! Sorry x3!!!
But shes married why cant her husband help.
She is the one looking after him 😂
KO shumba varikuitei hazvishamise varivo varikutodya Mari remember feli anofarira kutenda mbo#o
😂😂😂😂
Kkkkkk ukuvaziya wani😂😂😂
@@GladysMakirimira mujolo ahuna formula zvikanetsa u buy it as ine cash zvekuti u can't buy luv chinyakare
Mmm madhube mukasamutaura hamuwane mari siyanai na ma titi kkkk mudie hard ❤❤
Katsotsi aka kajaira kutodyira vanhu mari dzavo Haiwa kana zvikudza too much dyiwai muchangwara
KO Mari yacho hanti akutipa pressure nekutenga hembe nema photo shoot
Munopenga imi dyiwayi makapusa arikutotenga hembe nekuti anoda fake life, competition ichamukuvadza
Felie akati siyanai nezvikwereti zvangu ndakaparamura nyaya dzngu ndega.hameno kuti vanhu muri kunetswa nei nhaimi
Dhliwai murimapenzi
Ndezvegore ripiko izvi ?vanhu vanetswa neikoSiyaika vavharirwe pane kuzoti nyaudza netumariTwenyu twamusi kudoneta mamanikidzwa naniko nhai veduwe
Give lawyer zve
Vakapusa
Endayi kunopa wanhu waridzi wemari
As long vachiri muhari mavakaiswa cat mom is going to be given more money nema fans avo
This lady alwatz talking abt Maitt hauna dzimwe nyaya here? Unenge uneBitterness chaiyo
Rinonyepa iri
Muchamuka kare zvikiti nyana
Social media inonyepawa
Nonsense
Kune vanhu vanemushonga chokwadi kachimuka kachingogeza vamwe vachichengeta chembere kuti vachengete mumwe munhu 😂
Hold on … Ms Makuhwa, mati you are going to put a what? Stependi? Ndochii ichocho? Musatidaro please , it’s ok kushandisa rwaamai otherwise tinopinda mu stependi 😂
Only fools are donating towards rubbish
Basa reku mubhadharira mb**r*ya shumba kucha uya umwe zve
Manje mama mikoto yavharwa
Haa kunevanhu vakapusa ndabvuma,shumba saka achishingirira noise anoziva kuti mari ikuuya yemahara
Vaitenga hembezve nemawig. Hamuvaone vakapfeka hembe dzakanaka
No guys tarwuona rudo munarwo but mmmmmh munemari mufunge kusvika paku Mira kuvaka here muchati joina zvenyu kubittanss
Tora Mari United 😂
Ari kutochengedza Gidza / Shumba
Ngaadzoserwe kujeri haadzidze
😂😂😂tora Mari chikiti usamboirege,wakazviwanira zvidzoi zvako iwe kkk
Kutoita meeting. Ah ndapererwa kuti kuchiine mafuza akadaro here pano panyika.
imagine pple kupa munhu
Idyai mai tt, vakapusa vanhu ava. Chop the money my dear
KuUK kune mafuza. Ndapererwa
Vanhu makadzingaira 😂😂😂😂dyiwai sterek
Vanhu vanomujaidza pafeya imi vanhu imi amuna hama dzenyu here dzinoda rubatsiro plz batsirai zvenyu ini 😂😂
Mangoi has 9 lives. Ngaadye zvemarema . Vanhu charity dzavo idzi. Ipai nherera vakai childrens home. Vemuhari havabudi Saka chihoro hari yake inoshanda 😂😂😂😂😂
Cat family should stop paying money mura haadzidze
Kushaya kwekurasira nyaya; plus kuzvitsvagira jambwa nerushava shava
Vanhu hama dzenyu dziri safe ere, mukudzichengeteta ere, nherera dzekumba kwenyu zvakarongeka ere?
Ndianiko anotaura chirungu uyo 😂😂😂 kupoza kwacho ne chirungu chirikubuda umm
Imi vanhu makaroiwa here? Are you seriously okay. Hama dzenyu dzese madzibatsira
Until vabudiswa muhari havamboregi kupa cat mom mari
Cat family ingochengetai Mai venyu makanyarara 😂😂😂😂😂😂😂😂😂why complaining IMI muchivada zvakadaro
Apa vabe vacho variku contributer mari dzeku chengeta Chachazi, vabereki vavo varikujoborwa nehuku kumusha nekushaya mabhurugwa emukati. Apa munhu uri bhizi kuchengeta Feridhongo! Sorry x3!!!
But shes married why cant her husband help.
She is the one looking after him 😂
KO shumba varikuitei hazvishamise varivo varikutodya Mari remember feli anofarira kutenda mbo#o
😂😂😂😂
Kkkkkk ukuvaziya wani😂😂😂
@@GladysMakirimira mujolo ahuna formula zvikanetsa u buy it as ine cash zvekuti u can't buy luv chinyakare
Mmm madhube mukasamutaura hamuwane mari siyanai na ma titi kkkk mudie hard ❤❤
Katsotsi aka kajaira kutodyira vanhu mari dzavo Haiwa kana zvikudza too much dyiwai muchangwara
KO Mari yacho hanti akutipa pressure nekutenga hembe nema photo shoot
Munopenga imi dyiwayi makapusa arikutotenga hembe nekuti anoda fake life, competition ichamukuvadza
Felie akati siyanai nezvikwereti zvangu ndakaparamura nyaya dzngu ndega.hameno kuti vanhu muri kunetswa nei nhaimi
Dhliwai murimapenzi
Ndezvegore ripiko izvi ?vanhu vanetswa neiko
Siyaika vavharirwe pane kuzoti nyaudza netumari
Twenyu twamusi kudoneta mamanikidzwa naniko nhai veduwe