St Clements:Vhangeri

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 10 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 29

  • @peterchawurura3178
    @peterchawurura3178 หลายเดือนก่อน

    Which one is this one now?

  • @user-oy9pf4ql4h
    @user-oy9pf4ql4h 9 วันที่ผ่านมา

    Mhumi inoda zvinhu ruchiva rwakamukuwadza Clement anofunga Kut hukuru wechurch woita seushe kana husabhuku Kut Mukuru ndiyani 😂😂😂😂😂😂 usarasa vantu

  • @BryanGwendu
    @BryanGwendu หลายเดือนก่อน

    Hapana mutumwa akaday

  • @user-jl7zj4ec2o
    @user-jl7zj4ec2o 6 หลายเดือนก่อน

    Ndewekushaya

  • @tinashemasamvu8852
    @tinashemasamvu8852 10 หลายเดือนก่อน +1

    uyu haana kutumwa uyu, mutumwa haadaro

  • @JecobMende-ug9pw
    @JecobMende-ug9pw 27 วันที่ผ่านมา

    Mupanduki

  • @davisonsibanda88
    @davisonsibanda88 11 หลายเดือนก่อน +1

    Akazodii nenyaya yekutora mukadzi wemunhu clements? 😂😂

  • @InnocentMoyo-
    @InnocentMoyo- 6 หลายเดือนก่อน

    Mwana waichema uyo waziva kut clement imandu ndokusaka achema

    • @danielmucheche2298
      @danielmucheche2298  6 หลายเดือนก่อน

      Musatuke vana va Johan munofa murimarombe

  • @innocentmunsaka9459
    @innocentmunsaka9459 11 หลายเดือนก่อน

    Is it allowed to marry More than one wife

  • @edsonmusutisi31
    @edsonmusutisi31 11 หลายเดือนก่อน +2

    Shame on you guys, you are embresing the wrong person. Imhandu yesangano ramwari iyo. Arikukuendesai kugehena uyo

    • @claudiusnhukutuku4504
      @claudiusnhukutuku4504 10 หลายเดือนก่อน

      Nimrod ndiyo mhandu

    • @nyanhuriketv
      @nyanhuriketv 8 หลายเดือนก่อน

      ​​@@claudiusnhukutuku4504 Rega ndikuonese chinhu 1. Johane achisiya nyika ino muna 1963, zvese zvekutungamira sangano akasiya pana Abero. Abero avekuenda zvakare, zvese zvesangano zvaakasiirwa naJohane akazvisiira Noah. Noah akuenda again, zvese zvaakasiirwa naAbero akazvipa Nimrod. Clements haana kana chimwe chete chekutungamira sangano chiri mumaoko make. Saka chose china Nimrod chekutungamira sangano chakabva kuna Johane
      Teverai henyu ikoko asi zivai kuti ikoko hakuna kana chemwechete chesangano rekwaMarange chiri ikoko.
      Abero akanyora tsamba 1987 ikawerengwa paMasvaure pamusangano waDecember. Izvi hazvina kana doubt nekuti yakawerengwa pachena, Abero achiri mupenyu achiti Noah muPirisiti pamwechete neni.
      Ko Abero zvaakanyora tsamba iyi December 1987 achitaura kuti Noah muPirisiti clements anga aripi.

  • @flyingobject99699
    @flyingobject99699 10 หลายเดือนก่อน

    This one is not a priest ,ahasi mutumwa ,u can see with child crying

  • @user-fb1so5ol5x
    @user-fb1so5ol5x 11 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu vanotevera clemenz they don't go anywhere because he is a fake leader akapandukira mwari that guy

    • @claudiusnhukutuku4504
      @claudiusnhukutuku4504 10 หลายเดือนก่อน

      Noah Nimrod and Clements vakafanana

    • @nyanhuriketv
      @nyanhuriketv 8 หลายเดือนก่อน

      ​@@claudiusnhukutuku4504usafananidze zvisizvo. Clements haana chimwechete chaakapihwa namukoma wake Abero chekutungamira sangano. Zvese zvesangano zvakapihwa Johane ndiMwari kuti atungamire sangano zviri pana Nimrod nhasi.

  • @EphraimKativu
    @EphraimKativu 10 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂🤔🤔🤔🤔🤔☝️

  • @janemudenda3059
    @janemudenda3059 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂fake mupanduki mhummi

  • @flyingobject99699
    @flyingobject99699 10 หลายเดือนก่อน +1

    Fake mupanduki

  • @simonmarshal
    @simonmarshal 2 หลายเดือนก่อน +1

    Rubbish

  • @nicholasphiri4066
    @nicholasphiri4066 11 หลายเดือนก่อน +1

    Fake

    • @edsonmusutisi31
      @edsonmusutisi31 11 หลายเดือนก่อน

      Arikuvaendesa kugehena uyo

  • @claudiusnhukutuku4504
    @claudiusnhukutuku4504 10 หลายเดือนก่อน +1

    That guy is more gifted than Nimrod

    • @GibsonBanda-bs8ht
      @GibsonBanda-bs8ht 10 หลายเดือนก่อน

      Don't misread your yourself . That guy he is mupanduki

  • @ElieMbayo-sk9cg
    @ElieMbayo-sk9cg 2 หลายเดือนก่อน

    Mupanduki