Peggy my best actor, tapuwa she tries kuti aitewo munhu arinani veduwe, nhac mai tapiwa vavachipindura murume not zvekungobvuma chete, Remmy iii a spoiled brat toitei naye nhai
Great work Mr Ben Mahaka. Chipinge is my second home and its great to see a lot of familiar faces in the cast. Started watching first episode today and managed to catch up to this episode within a single day. Hope the production is going to be there for a long time. Watching from Nairobi
Aiwa imwi mungogona. Drama ririkuitwa nemadhorokwati. The story developing pazvokwadi isuwo vawoni chokwadi kupedza episode tichifadzwa nedrama uye kutarisira next episode. MaActors enyu unongowona kuti varikusimudziri mutambo kusvika kumakore. Chokwadi here kunge zvinhu zviri kuitika naturally. Hama you are talented. Tisvitsireyiwo maepisode ku one hour kana zvichibvira. Vamwe tinetenge takafirira kutarisa mutambo through the episode with undivided attention. Thank you so much for a wonderful story.
Thank you for this episode ,Patrick don't be too cheek to Tapiwa please.?Peggy what you done is exactly what is happening in society of school children .
A snapshop review of the previous episode would be nice at the beginning of the episode to help us recollect where we left off. All the same, this doesn't take away from the wonderful production.
He is having his way too much. She needs to be assertive. Also she should be very romantic abve oda mukadzi. Ngavaite kumuda, kumubata bata uye kushereketa naye pabonde. Hana inodzikama aziva kuti anyanya kudiwa.
The mother in law from hell detracts the drama from being great; its a case of Fast Forward (FFWD) whenever she appears and starts wha-wha-whining! Interesting though if still practice the muzukuru takes the dead uncle's wife. Does that still occur or is it dramatisation?
Luba Nyoni I agree but something this good requires time. I am sure with his creative genius he will come up with something. Vane Chipo chavo even kuna Gringo unongowona kuti amwe munepfungwa dzinopinza pakupotrayer human behavior. Zvinofadza zvichiitwa natalent yokwedu
@@BenMahaka but u left us hanging pana wadiwa wepamoyo paye.You should continue sir,at least your drammas are more organised than others we watch everyday,akasiyana neatiooona ari repetitive and predicatable.
Kunetsa kwemuzukuru hakuenderane ne position yake cos mwana wemukwasha. Ipapo pakaresvwa, Tete ndovane power rekushusha. It’s bout time he leaves anyway akubhowesa production
Mr Mhaka how do we support u tiri diaspora,we can’t buy maCD.toda kubhadharawo something.ur drama is too good
True
Mazimbo gatidzidzeyi kubaya mabhatani ayo rakanzi like nerakanzi subscribe please ndiko kusuppoter kwacho tisagumire kuona bedzi.
Muzukuru uyu avakutondibhowa hangu aah ngachibva uyu arikunetsa mai Rose uyu
Peggy my best actor, tapuwa she tries kuti aitewo munhu arinani veduwe, nhac mai tapiwa vavachipindura murume not zvekungobvuma chete, Remmy iii a spoiled brat toitei naye nhai
Peggy is good. I saw on the credits that she co-wrote the series with Ben. Brilliant!
Pana peggy ndotenderana newe she knows.how how to act .n mdo fav actress. Yangu
Peggy ngaasa shoresa zita redu mani. Rinorema peyani zita iri kkkk
😁😁😁☝️
LOL
week rakawandisa aMuhluli dai matipawo kairi pasvondo. Keep up the good work.
TBM 😂
@@BenMahaka are you related with Collins
Ichokwadi ichocho kaviri pasvondo bhooo
Shuwa please Mr Mdhuli
@@BenMahaka every now and then I'll be thinking about your masterpiece
Great work Mr Ben Mahaka. Chipinge is my second home and its great to see a lot of familiar faces in the cast. Started watching first episode today and managed to catch up to this episode within a single day. Hope the production is going to be there for a long time. Watching from Nairobi
Aiwa imwi mungogona. Drama ririkuitwa nemadhorokwati. The story developing pazvokwadi isuwo vawoni chokwadi kupedza episode tichifadzwa nedrama uye kutarisira next episode. MaActors enyu unongowona kuti varikusimudziri mutambo kusvika kumakore. Chokwadi here kunge zvinhu zviri kuitika naturally. Hama you are talented. Tisvitsireyiwo maepisode ku one hour kana zvichibvira. Vamwe tinetenge takafirira kutarisa mutambo through the episode with undivided attention. Thank you so much for a wonderful story.
Thank you for this episode ,Patrick don't be too cheek to Tapiwa please.?Peggy what you done is exactly what is happening in society of school children .
Yoooooo muzukuru aneutsinye ndatenda hangu vachazvidemba chavakagarirwa nhaka
It seems like mai Peggy nemuzukuru vaiva vagara vaine nyaya matarisiro avakamuita musi waasvika parufu ndakasara ndiine question mark...azvina kumbondishamisa vachimupa dish
Kklkk Peggy Peggy Peggy how many times did l call u gegege
Every time you drop a like I will watch the whole episode again
Kuzvara vana vasinganzwi vanasikana ngatiedzei kuzvibata kushaya mumwe pavatatu hereeee ndarwadziwa
remmy akanyanya he is a good actor he is my favorite ....keep it up Remy
Sure Remy is good
A snapshop review of the previous episode would be nice at the beginning of the episode to help us recollect where we left off. All the same, this doesn't take away from the wonderful production.
Peggy's confidence and lies was on fire 🔥
Patrick ngadzingwe basa. Ndiye arikunetsa Secretary
Life is complicated, some mothers are suffering due to issues of children which they don't know.
Some mothers spoils their kids
Let's grew this channel by sharing to others
I really love Mrs Muyambo and her calmness.........keep it up
Yeeeeee I'm the first person to comment. Thank you Ben for giving us episode10
Surrender hangu na Peggy 🤣🤣🤣
Ko sarapavana atova muridzi wemukadzi kanhi ,muzukuru akawoma uyu 😂😂😂
kkk hanzi ndoda attention
ko Mai Tapuwa vanotoreketawo zvinyadzi?
Kkkkkk mai Tapuwa
Muzukuru uyu ndomuvenga.anotonga kudarika mushakabvu
@@blessing8244 pamwe hazvitonyadzisi kwavo kkkk
He is having his way too much. She needs to be assertive. Also she should be very romantic abve oda mukadzi. Ngavaite kumuda, kumubata bata uye kushereketa naye pabonde. Hana inodzikama aziva kuti anyanya kudiwa.
This drama is amazing l just started to watch it after l saw a review of this series
You doing very good guys ummm this is absolutely good..keep it up
Nice work Mahaka. You are raising the flag of both Chipinge and the Ndau language high
Momz yakazongodeedzera kuti mamisai munhu 🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
kkkkkk Haaaa hanzi lucky tinogara mu1 room
Ndasekawo
Imajeni
The mother in law from hell detracts the drama from being great; its a case of Fast Forward (FFWD) whenever she appears and starts wha-wha-whining! Interesting though if still practice the muzukuru takes the dead uncle's wife. Does that still occur or is it dramatisation?
I'm obsessed nge drama rineri kubaite chiboko boko
Patrick uyu Hayi !
Explanation yaPhotographer 😂😂😂😂 Remi to the world😂😂😂😂😂
Ukaona moma yati "mamisai munhu!" kana nyora will because unorohwa pakashaya anoti "zvakwana." Pangoshaya one anoti "tsika muhuro!"
This is great 👌👌❤️💖❤️kip it up guys
This dramma is good keep it up guys. Vana vamai Tapuwa kushaya wo 1 munhu kwaye here amana 😭😭 Ko baba vaTapuwa vakafirei?
How can we help grow this bigger Mr Mahaka? We share and share and like but how can we help further?
Thank you for spreading the word. You are already helping a lot.
Lawrence X he is so talented
Exllent Gaza inonakidza
Chishwengure chechisikana🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Remington haanzwe, hanzi kuseri kwe counter haubvumidzwe, iwe nharo😂😂😂😂
Peggy 😂😂😂 ndanyara achitaura zvwkutrip
Baba Remy vane miskanzwa futi kkkk kunge Remy . Vapinda busy naRemy hanz ndoda kuita photographer.
hiii ndanzwa zvakanaka hre amai tapuwa ndovarikuti mamisai munhu kkkkkkkkk
Kkkkkk yaaah muchayeyi mamisai munhu mamisai munhu kkkk
Saka ari kumamisa mai ka uyu!
@@jeoffrey40jm ndanga ndisina kumbozvigaya unoziva
Mr Mahaka i commend the good work you are doing but i beseech you and i beg you at least provide 2 episodes a week for us i thank you
Luba Nyoni I agree but something this good requires time. I am sure with his creative genius he will come up with something. Vane Chipo chavo even kuna Gringo unongowona kuti amwe munepfungwa dzinopinza pakupotrayer human behavior. Zvinofadza zvichiitwa natalent yokwedu
Ko iye musarapavana Haana kumba kwake here aiwa
Ndaita mubvunzo. Mwana wemukwasha zvinoita here kugara nhaka iyo uye kuti anzi Baba nanaTapuwa? Peggy waari kurova uyo haasi Mai here pahukama?
nomore matara haana kugara nhaka. Tiri kuratidza zvinoitika muhupenyu panooma zvinhu. Mhuri yekwa Muyambo iri kuroja mu 1 room. Baba vari kurara mu 1 room nevanasikana vabva zera. Tsika dzedu dzinoti kwete asi hurombo hunofosera zvisingaite kuti zviitwe.
Okay Okay ndapabata Mr Mahaka
Thank you for this explanation
Inini ndirikunakirwa hangu. Rambai mwakadaro
😂😂😂 Peggy
Well done ben mahaka you have put the ndau people on the map
🤣🤣🤣nyaya yeRemmy yekwende sure kwe counter yanesa mai woyeee
Mwana usikapurutani unonesa 😂
Nice Drama . Waiting for more
Asi Peggy, ko kuzotopika nezvigunwe kani 🤣🤣🤣🤣
Remmy rakaite benzi😂😂
Mai muyambo mandinakidza hanzi mamisai munhu baba😂😂😂😂
Mzukuru he can’t act and kushusha nonono. Ngaende mzukuru uyu
Haa mzaya ndizvo zvee iwe
Kkkkkk idofo remundu
This is good guyz jls down
ndokugona ka uku chipinge up up
Muzukuru haadi maRosy here uyu ruchengera rwacho
Amazing talent indeed!!!! Well done!!!
Asi Peggy 😂😂😂😂😂😂 hahaha ndaseka hangu
Muzukur uyuu unotakaaaa Mai hre
Peggy kkkkkkkk kunyepera kuchenjera
Please bring back this series 🔥🔥🔥
Kkk.iwant to be photograph hangu remmy futh wakuda kunyaradza mudhara kkkkk murikugona bada handei mberi ndinodada nemi kuva mundau kunodadisa kani
Murume uyu aaaa wakanyanya💓💓💓
mai Tapuwa nehunyoro hwenyu kuzvara zvidzvorimbo ngei ?
Musarapavana akutogarapi senge nduye muridzi wemhuru kana baba vacho vaisadaro vaitombobudawo
Mai Rhemi musadaroba imimi bataiwo makoti zvakanaka zvakaitwa ngekutsonga
Mumamisei baba!!! haaa amai vandipedza ava
Guys munondigonera mhani yeeeee
zvakabanaka izvi, tapota bvisai calendar ra2018 iro muofice mwaTapuwa
Patrick haah ma1 nhumbu ndeyako shaa
Its peggs smile for me paapinda from fake trip
Iyazve mai Rosy na baba Remington pane zvekare zvakamboitika
Great job guys
Apoo
I am here for peggy🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Peggy wandiura ngekusheka aaa kuzoti mazimuti acho ataidzidza akareba haaa mwana sikana uchiziya hako kuti unonyepa
😄😄😄😄hanzi I think ndichatoita A chete
Kungwarisa kwepwere!
Manje azomamiswa
@@sarudzaimtisi7949 kupika kee Peggy
@@ndanisomlambo6415 Imagine 😄😄😄😄 apa achinyepa zvake
Thanks guys
Anya Muyambo neana awo eshe anobaakona. zvinobaadakadza kwemene
Ko ndivanaaniko vanoisa madislike avo maEnermies iwawo
Kwanziii mamisai munhu 😂😂😂..
Haaaa nice mr Tom mbambo
Tinobonga mkoma Ben neteam, inga takaemera
Remy is a good actor
Ko iye musara pavana haanawo dzimwe mbatya here bhachi haabvise sei
😂😂😂😂Peggy sooo😂😂😂😂
Enda nezvisikana zvinokusendera zvimwoyo pa fone
kkkkk but remmington doesnt look dull or even act dull like munhu akafoira
Remington anongwarire paduri kunge huku😄 Zvemabhuku zvinomuvhara
@@BenMahaka but u left us hanging pana wadiwa wepamoyo paye.You should continue sir,at least your drammas are more organised than others we watch everyday,akasiyana neatiooona ari repetitive and predicatable.
Manyepero apeggy apa vanhu vachiziva zvavo.
Grear stuff fam
Kunetsa kwemuzukuru hakuenderane ne position yake cos mwana wemukwasha. Ipapo pakaresvwa, Tete ndovane power rekushusha. It’s bout time he leaves anyway akubhowesa production
Keep it up guys
Remy kaaa usadaro mudharaaa wavapedzeraaaa
Hanzi mamisai munhi kkkk
🤣🤣🤣🤣ndachema nekuseka hngu kkkkk
😂😂😂Amwene akadai akaoma
Muzukuru anoshusha uyu
Medicine nemaF 4 here amana kkkkkkk
Haaa guys makuseri
Munodakadza woye
Great stuff👌
🤣mamisai mhunu
🤣🤣🤣l came Kuma comments kutsvaga someone azvitaura kkkk finally ndamuona kkkk ndamboita kunge ndiri kutadza kunzwa kah kkkk ndaseka hngu shem kkkk
Seemed a bit out of tune for her 😅