This is a true legend nyika dei ichipa vanhu ava ruremekedzo vasati vatama panyika kwete kiti vatama voita sevaive nehanya nazvo thank you so much baba Manyeruke you are a true hero mhanzi yenyu inondikomborera too much
I am happy that you took my advice and leave the comic awards. Zvakangasingabude coz hazvisizvako but now wakugona...izvindozvako you are really good on these interviews..keep it up sir
Dj Sparks neZim Reality Tv Crew mave kumberi. Baba Manyeruke you are a true role model. Much love
So happy to see this he is an amazing man with an amazing story that needs to be made into a movie chaiyo
This is a true legend nyika dei ichipa vanhu ava ruremekedzo vasati vatama panyika kwete kiti vatama voita sevaive nehanya nazvo thank you so much baba Manyeruke you are a true hero mhanzi yenyu inondikomborera too much
Thank you DJ sparks, baba Manyeruke long life aiwa matiraira dai tiine nzeve dzekunzwa taiitirwa zvakanaka uye kugona kupfeka 👏👏👏👏
Thanx DJ nekutiunzira Baba Manyeruke
We love you father our God keep you for us 🤞👏🙌
I am happy that you took my advice and leave the comic awards. Zvakangasingabude coz hazvisizvako but now wakugona...izvindozvako you are really good on these interviews..keep it up sir
Best interview. He is very humble and fatherly
Nice interview with the humble man our rock of Gospel ,makanganwa kubvisa ngowani mdara sparks
Ndivo vakatanga gospel muzimba ...makorokoto ndiwo makorokoto
Awesome sparks happy to see baba vedu ava takakurira mu Salvation Army navo
Machengetwa naShe baba Manyeruke
Thanks Dj sparks kwasara baba charamba namai
Nhasi mashura. Saprks haana kutaura kuti patinongwavha-ngwavha. Truly that man deserves a lot of RESPECT
th-cam.com/video/atz7D54_wl0/w-d-xo.html
Mudhighinyira raramba kubuda word iroro in the presents of the elder
Hahahaha raramba wena kkk
Chokwadi zvakanakisisa kudarika kunaka kuteerera gospel music 🎶
Makorokoto is my best
Dj murikushanda yoweee
Thanks wangu
Ndaisa lyk ye chi 100
Dj Sparks mumba bvisai nguwani "hat*😂
Dj sparks iyi ndo best interview yako well try
th-cam.com/video/K9Wq2x1nF7Q/w-d-xo.html
Dj sparks apa mamboshingirira well try
The Salvation Army baba Manyeruke music yenyu inondikomborera
Amen
#zhou#mshavi
But Bro,tsikawozve nhai,muchitaura neVahombe mobvisa ngowani
Maybe haazivi from now on achagadzirisa . Mumba mevanhu munhu rume haupindi nehat
Atodzidza soo. Ndozvinoita ukatamba nevanhu vakuru. Knowledge inongotanga kukutevera yega so
Ndoona sevakanganwa kubvisa ini
Zvinodaro,kungoyeuchidzanawo pachirume
Next tym ndobvisa papotseka hama
dzidza kubvisa hat spark kana uripavakuru
Sparks urikugonesa asi cap kana urimumba inobviswa mumusoro ndochivanhu chedu
Ndanonoka sei nhy
Baba waGuspy
Kkkkkkk hanzi zorayiwo zvino mukazoti mbumbuuuu
th-cam.com/video/K9Wq2x1nF7Q/w-d-xo.html
Kkkkkkkk hanzi Itai bow mhani
Next tikuda baba Charamba
th-cam.com/video/K9Wq2x1nF7Q/w-d-xo.html
9 children? Makabata basa. God bless
th-cam.com/video/K9Wq2x1nF7Q/w-d-xo.html
Sparks arivara pahat apo kk plus madhara haadi majean enyu aya emabvaru bvaru kkk kutopfeka zvakati tsigei .but wagona hako sparks .nasaint tv muri kupisa henyu maoko mudenga.trikukuonai tiri mumatente hedu
Well observed kikkkk pakuzoti "daddy" 😂 😂 😂
@@chiyenyumba7135 daddy apo hii hapaite yoyoyo .baba yakanaka
Hahahaha musandidaro
Good
th-cam.com/video/atz7D54_wl0/w-d-xo.html
Makadiko kundiudzao kuti kunopiwa makomborero ndotoimba zvangu komborerwai nashe
th-cam.com/video/atz7D54_wl0/w-d-xo.html
Sekuru vangu anzou
th-cam.com/video/atz7D54_wl0/w-d-xo.html
Hanzi ndovanonzi baba vaGuspy vanava🤣🤣🤣
Wagonesa
th-cam.com/video/atz7D54_wl0/w-d-xo.html
I thought kuti Mudhara Tsoka ne Heralds ndovakatanga kurekodha vachiteverwa naJordan Chataika nasisi vake.
Which songs did they record and when tizodzitsvakawo
This is an interview. Not magweja aunozombotipa. Kkkk
th-cam.com/video/atz7D54_wl0/w-d-xo.html
Is he the first Gospel artist in Zimbabwe? How about the likes of Freedom Sengwayo?
Machengetwa naShe baba Manyeruke