ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
All the photos of mai tt on this video they are beautiful. Zvimwe zvese zvemuri kutsvaga handizvenyu.dzenyu hondo mapedza
Inga muri kuzvi netsa ne nyaya dzisiri dzenyu.
Haa NYAYA dzevanhu handinei nadzo hanzi hanzi kudiiko
Kkkkk
Why zvabuda panetsanwa nenyaya yemafuta hahaha info yenhema yabuda nekumafuta uko machats tipei ane number 😅
Hauna nyaya hanzi hanzii hanzii
Mune kakurwadziwa namai TT cc
Asi zvinei neni chaizvo chaizvokugara muchingo tsvaga life ye munhu nhai imi
Can imagine
Zvine basa rei??
Haaa zvekuti munhu anotamba nemunhu wake Christmas rato drama shaa plus zvako zvekut heee murime i hwarahwa totonzwa nemi veduwe mune vechidiki
ah va UK papi yet yesterday pa live vaitaura na shup vachitaura nezve journey to kwekwe imi
Ko nhai iwe ko maitt ndovega here apa unoita kutsvagiridza sei ko kana vasina kut kuburitsa shumba vacho palive zvine basa rei asi nhaimi
Vanhu busy kuda kuona chii chirikuitika. Siyanai naShumba aahh mazimba kuda kuzivisisa hamunyari
Ndimimunopsradzanisa vanhu zidako iwe
Ko mwana achiriko wani
Hanzi hanzi hanzi
So if you don’t talk about Mai TT you don’t have content haaa washaya iwe
Uuuuummm it's not like that
Ko iye Shumba akatadza neiko kumirira manyaradzo
Vabvunzeika nhy 😂 dzimwe nyaya dzamunowana nguva nadzo dzenyu mapedza hr pidigu dhii
Zvinei newe mugodhoi
😊
Urikuti we need nani kwana iwe
Ask tt again iye nani nhaimi😂
Huye UK kiri kutonhora izvozvi
Hanzi unoda zvekuti
Ivo varokubasa murikudakuvaona kupi
Zvine basa rei ndiwo vatanga kurambana hr munyika ende imi mozvionepi makuhwa
Zvine basa nokuti I celebrity mu Zimbabwe saka I content
Lean to mind your business zvekurambwa kwa Mai tt zvinei nesu ndiye atanga kurambiwa here hakuna musha usina mvana vamwe makaroorwa ka 10 muchibva saka Mai tt vashamisira chii nekurambiwa angoriwo munhu saka hapana chishamisira
Iye arikutaura anaye hr murume wacho dai ari murume arikutaura zvirinani kana urimukadzi taurira muchitende weeeeee
Ko iwe zvineyi newe mind your own business gal
Kana ayenda zve marriage ngasiyane nazvo
True