Sekuru Poto the most underrated rhythmist, he is a brilliant replacement of Lucky Mumiriki. More clinical than young Maikoro, but Mike gets more praise cos main rhythm naturally is more flamboyant.
@to whom it may concern~ mberikwazvo chero yozoridza zvayo the likes of original shedia kushungurudzwa nedzimwe vana sarah n kubvawo kuna simbaradzo... Haichapagone ipapo ndokuti music nowadays yave nyaya yezita chete plus baba shero vanozosimbisa mafans nezvidobi dobi zvavowo but music yandataura pekutanga mahwani. (Sorry not related to music ,,, Ronaldinho ainge anezvidobi zvekuti mahwani but akakundwa na CR pama awards maibata.) Music comprises of many factors including message kwete kungourutsa vanhu pasina zvisina meaning the list is endless
ndinowirirana newe...his first 3 albums are in their own league.. then come the following 5 albums ari ega...kozouyawo mirakwani yema album yaakazotanga kuburitsa 2012 to date haiwa...eapecially composition yacho mmmmmh yakapera kanonaka...asi magitare here hayewaaa anorohwazve ndati
I like Francis rhythmical touches...he actually makes music sweeten up✊👏👏👏😊😊😊...I wish u were in Kenya🇰🇪
He can always come.
Kkkkk😂😂
Aaaah sekuru poto ndimi makabata paSamasimba..... That's my all time favorite song kaiye👏♥️
This is the real Poto that cooks delicious 😋 sound
Kwakaipa sekuru pogo haaa poto yacho inobika toti sekuru bhodho ere😊
Poto njere inofamba ichibika 🔥🔥
thax for this mamonya awa ndiwo anoita zvinake ndaifunga apana chenge chichiitwa
Sekuru poto tofanirwa kumboonana mumalive timbonakirwa ndiFortune
Itirwai nyasha sekuru poto nekuti munotigonera pana gungwa ipapo
Rhythm yaSekuru Poto inonetsa kutevedzera
haaah paGungwa apo hapamihwe mihwe
Apa zviri ktongoreva kt sekuru poto ndivo vakabika maalbum ese from gungwa
Chipoto njere🔥🔥🔥
sekuru poto panamadzitete apo makarova wire mdara keep it up
Gungwa ndakatanga kuinzwa ichiridzwa mu Mercedes Benz C class ichipfuura ndakaudza muzukuru wangu kuti uyo ndimacheso apa yanga yaleaker iye yekutanga
Poto njere inofamba ichibika
hahaha haaande chipaz chipoto,,,,poto njere iyo,,big up mdara ukuseri
Ndaikuonai munebhanju ndichiri muchiridzira vanhu hataiiiziva ask Musiki bedzi
These channels hamutiudze kuti subscribe coz we naturally submit ourselves to the great things you're showing us and support you
Sekuru Poto!!❤❤❤❤
Chipoto chewire dzemitakunanzva❤
Uyu muface ishasha uyu, haapotse waya
kkkkkkk adzipotse shuwa
Poto njere iyi❤
Really Poto inopisa🔥🔥🔥
Munokwenya aPoto huru, mabva mandipfungisa Muchapedza Matsito.
munopedza🔥🔥🔥🔥
Aaah zvigunwe zvinotamba izvo ummmmm
Rithym yenyu Sekuru Poto is top notch
ummmm rhythm riripana sythia rinonetsa 👏👏👏
yakaipa iwe
urikuziva zvinhu zvacho
Sekuru Poto the most underrated rhythmist, he is a brilliant replacement of Lucky Mumiriki. More clinical than young Maikoro, but Mike gets more praise cos main rhythm naturally is more flamboyant.
Sekuru poto Sekuru poto Sekuru poto❤❤
sekuru basa murikubata vanhu varikupupura kuti baba basa munobata.....👍
Nice one sekuru Poto
Sekuru poto ndochairo manje bcs mobika😅😅😅
Pana Gungwa Sekuru poto makabata waya zvekurevesa.
This man is very talented 😂😂
Ummmm kule makaoma imi ndimi band racho ndazvibata
The guy know their stufff .....thumps up
Poto njere, inofamba ichi baker, ku baker ma scones
Famba. famba mhanduwe atenzi mamuka chere here mubuja
Thats great sekuru poto
Beast
This is great homie❤❤
Ndidzidzisevo waya mukoma
All along l thought sekuru Poto vanoridza sub rhythm ini
Vanoridza ma rhythm ese....even lead but kwaMacheso havasat
Marythms anochinjwana cde zvichibva nesong
ehee thats what i meant@@user-ki5dy9ye2r
Obrigado sekuru poto gostei
Sekuru Franci poto ayaaya waya
First song iyo ndaitsvaga kuti ndiani iyeye akabata wire
Samasimba yakabatwa
I will download those songs just to prove somthing
Yeah neh
Fabulous
Well done
Dzakaipa idzo
Excellent
❤
Makanyanya sekuru sando dzenyu
Pfuma yacho ma1 boiz
Poto njere kumberi mberi
Competition yaPoto na Mikekoro yanda yavakumberi but yavakuvhiringwa na Macheso. Kana munhu akambotiza basa anomudzosa. mberikwadzo yava overcrowd
Maikoro aripi these days? Achiriko here pane nguva ndisinga muone
vanogona baba avo
Haaa munorova hazvidi kubvunza.
Sekuru Poto vanopisa avo musadherere
Haaa muriko mudhara
Wezhira anouyawo riiniko
Pfuma yacho😢
Chibaba icho sekuru poto
Sekuru poto
Chibaba ichoo
From 04:20 yes yes...
@to whom it may concern~ mberikwazvo chero yozoridza zvayo the likes of original shedia kushungurudzwa nedzimwe vana sarah n kubvawo kuna simbaradzo... Haichapagone ipapo ndokuti music nowadays yave nyaya yezita chete plus baba shero vanozosimbisa mafans nezvidobi dobi zvavowo but music yandataura pekutanga mahwani. (Sorry not related to music ,,, Ronaldinho ainge anezvidobi zvekuti mahwani but akakundwa na CR pama awards maibata.) Music comprises of many factors including message kwete kungourutsa vanhu pasina zvisina meaning the list is endless
Saka ukuti Macheso apera here?
ndinowirirana newe...his first 3 albums are in their own league.. then come the following 5 albums ari ega...kozouyawo mirakwani yema album yaakazotanga kuburitsa 2012 to date haiwa...eapecially composition yacho mmmmmh yakapera kanonaka...asi magitare here hayewaaa anorohwazve ndati
Chibaba
De bryne ve orchestra mberikwazvo
haaa dn compare sekuru poto nezvinhu zvisina basa iwe...ava vanorova ava
Makapenga mdhara
Pashota mumirik
The Zimbabwe rhythms are pretty cool, just overly repetitive after a couple minutes. 😂
thats actually how a rhythm should be.
Ashley wakaisepi ma video ababa gari
0777792733 WhatsApp
sekuru poto vanonetsa kukopa avo umm wire dzvavo is too deep
Taakuda vari 2 na Maikoro ka1
Maikoro aripi haven’t seen him in a while
@@tinashegamanya979 ariko
Ummmmm waya waya muchenjere kustoker ummmmmm
Iri ndo team rakadhakisa mberikwazvo anongodhonza ma bars hakusi kuridza uko
Unongovengawoo hakoo munhu uyu ishasha iyii
😅😅😅😅
Nothing like what you have said mberikwazvo yakadhakwa pachiifuti unageza nzewe mumwewangu kkkkkkk jokes hama
Hauzive music?