ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tsitsi dzinondishamisaDzakandiponesa.Ndakange ndisingaoneZvino ndaoneswa.Tsitsi dzinondishamisaDzakandishingisa.Ngetsitsi dzake ndasukwaZvino ndaponeswa.Mudambudzo repanyikaNdine Mugondeki.Ndichazofamba kuendaKum’soro kudenga.Ishe wakanditsidziraRufaro kudenga.Jehova ndiye M’chingetiMuupenyu hwepasi.
Tsitsi dzinondishamisa
Dzakandiponesa.
Ndakange ndisingaone
Zvino ndaoneswa.
Tsitsi dzinondishamisa
Dzakandishingisa.
Ngetsitsi dzake ndasukwa
Zvino ndaponeswa.
Mudambudzo repanyika
Ndine Mugondeki.
Ndichazofamba kuenda
Kum’soro kudenga.
Ishe wakanditsidzira
Rufaro kudenga.
Jehova ndiye M’chingeti
Muupenyu hwepasi.