Zvekuwacha zvemukati ndezvokuwirirana hayitofaniri kutoita nyaya hombe yakadayi this arrangement depends frm household to household so kana muchiwachirana its correct kanawo baba vachizviwachira its correct ❤
Imi is it true kuti mukadzi anonorara first achidziisira murume pekurara, then kana murume auya you scoot over to the other cold side😂😂😂😂😂😂. , ive discovered something new today
The message is clear from the skirt. Wn it comes to underwears, each man for himself and God for us all. Asi nyaya yema pants kungo zviwachira uchigeza paya hakuna kushata guys.
On a serious note mukadzi haafanirwe kuwacha nguo dzemurume dzemukati? My first time to hear this. I thought it was not even a problem...kungoti tiri venhamo...kungokanda muwashing machine nekuburitsa
@cdegoyavecabron2024 ikr zvivhara ngozi zvinongo Kandahar muwashing machine munhu ozongoyanika chete.I have a female bestie,that sometimes when she was busy at work I would help her out kuwacha zvivhangozi zvake and hang them for her but I didn't find an issue with that coz I would just put them in the washing machine and then take them outside to hang out and in a husband and wife situation I don't see a problem of washing your partner's undergarments coz u we wako till death do you part and everything in between saka hapana kana pressure unless pakati Paine Kenya Colour kana dovi,then it's understandable and another no no is giving the maid kuwacha zvivhara ngozi zvenyu nemaoko direct unless off course if yu have a washing machine then problem solved and full disclosure my female bestie I mentioned earlier would do the same for me and no it's not a a friends with benefits situation with us it's just pure platonic friendship.😊Nway. Love you guys ❤. Twuma issues twamunonetsana hezvo Nyarie wapotsa waita kuti tete vabudirwe nedhimoni😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤.😊
Regai kuroora varume kana zvadai chachirudziii ukawacha unobvei nhai toitira varume vedu zvese murudo plus pants are small things to lodge a complaint kuna tete Zvino mainini vakatsvakwa vakawacha zvozokufadza here coz iwe mukadzi unenge waramba This is wrong nyari Thats to be a wife to see kuti yor husy wears clean plants always ad even to buy him as much as yu can
if a woman can wash panties for her boss then why cant she wash for her husband. dont preach wrong things, common practice ipi yamunotaura. ana mai vedu vakakwanisa kuchengetedza mamarriage avo nekuita these small things. I know its a skit, this one mmmmmm, ngatisakangamwei culture hanzvadzi dzangu
Did l, heard nyaya yamandi mamisira😂😂😂
😂😂😂😂😂 hoo mudzimai ndiye anotanga kunorara achifanodziyisa panorara baba
Zvekuwacha zvemukati ndezvokuwirirana hayitofaniri kutoita nyaya hombe yakadayi this arrangement depends frm household to household so kana muchiwachirana its correct kanawo baba vachizviwachira its correct ❤
Haaah mbuya vaPiyasoni unondigonera shame❤
Nyarie, myaya yemapant iri CRUCIAL😂😂😂😂
😂😂😂😂asika hanzi nanhasi miromo ichakashama 😅😅😅😅
Kana asingade kuwacha hembe dzemukati ngaaregere dzese toita tega iye oenda hake😂😂
😂😂😂😂😂😂😂Vhura muromo nanhasi miromo ichakashama
😂😂😂😂😂 umm guys zvoreva here kuti varume tofanira kuwacha tega zvemukati
Dani Anita ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Tete manyama 😂😂😂😂
Kkkkk mbuya vapipi to the world
Ende Nyarie ritori jongwe unonetsa murume
😂😅😂mbuyaa hamunawo kwenyu Nyarie anobva abuda nyemwe rese
Ukundinzwa here Nyarie😂😂😂
Nyarie wachira Dan nguwo dzemukati iwe😂😂😂😂😂😂
Haaa ndanyara ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Haa mbuya vanogona veduwee kkkk
Eshie 😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Veduvee murume haavachirwi achirwara here,pane pendabata panzi unozodzokorora ndapafarira ,l think kuvachirwa hutori hutsvina hwemurume handizivi hngu
haaa mkadzi ngaawache hembe dzemurume wake
Murume ngaazviwachire mapanty ake veduwe.
I agree
Pafeya itori crucial and inondinetsa kuti sei murume achiwachirwa haaa no mhani mabata chaipo chaipo
good tete munhu ngawache 😊😊
Dzonowachwa kumwe hadzo. Tozoona mberi kwazvo. Kkkkk
Dan wacho wega dear . Kusvika Charissa miromo yana tezvara. 😂😂😂
Dziri kuvhundutsira dzakamira pa door 😂
mbuya vapiyasoni😂
😂😂😂mkwasha usandipima
Miromo yedu yakango shama kuti nyaradada😂
Rooranai mega nekachirungu kenyu ikako
Haisi nyaya yekuti wakapedza kuroora hr or hauna but ingotaurai kuti murume ngaawache ega mapant
Haaaaa panduwe munhu ngaangowacha paanogeza hakatore kana 2 mins kanhu kaya,,,pangatowachwa ma boxer short not nduwe😂
Dzimba dziya dzakuzoparara manje kkkkk
Vanhu ava varipakutoparadza misha
Munhu ngaazviwachire. Asati aroora aiwachirwa nani? Ngaaendese ikoko
Nyarie always creative 😂😂😂😂
Kkk nyarie afara
Gegegegeg ndonyay hurusa 😂😂😂😂😂
Haaaaaa tete havana nyanisi 😂😂😂😂😂
Mkadzi ngaawache nguwo dzadaddy please 🥺🥺
Very good tete
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 sorry Dan 😂😂😂 Nyarie usadaro shaa wachira murume
😂😂😂😂 hakuna zvakadaro
Sofa rakatsva neinasi😂😂😂
Penting goes by favour
Kkkkkkk
Haaa munhu ngazviwachire mapanties ake pliz
Ini ndotsvaka umwe anowacha ndichinotora zvangu.
Kana musikana wandinobhadhara ndichizonotora ndouya nawo kumba.
And Nyari dead,hanzi tete mamakuda kubuda madhimoni here😂😂😂😂.So munhu anofanira kuzviwachira nhai,aah tiri kubatirwa mudzimba umu🤸
Ndikango kuonai ndotomanya
Haaaa nguwo dzemukati mkadzi anofana kutowacha akasununguka
🙄🙄🙄
Munhu ngaangoti paanonogeza mwiri wake obva azvigezera mapaints ake
Nhai iye haagoni kuwacha ega😂
Imi is it true kuti mukadzi anonorara first achidziisira murume pekurara, then kana murume auya you scoot over to the other cold side😂😂😂😂😂😂. , ive discovered something new today
😂😂😂 hakuna zvakadaro apa akangovhura mromo
Munhu ngaawache brugwa rake .ndochii chakadaro chinenge ngozi. Hembe mukadzi anowacha asi yemukati umm ivai nemoyo murefu
I concur cz the mase in the pants zvongoda muridzi wazvo
The message is clear from the skirt. Wn it comes to underwears, each man for himself and God for us all. Asi nyaya yema pants kungo zviwachira uchigeza paya hakuna kushata guys.
Kkkkkkkkkk 😂😅 mbuya vapiyason
Mbuya Piyasoon kkkk
Murume anowacha achigeza but madam vanofanirawo kuitawo mazuva avanodzokorora zvoiswawo stasoft coz vamwe varume havazochenesi 100%
Correct
You are right
Very true
Done❤
Hazviiti kana miromo ichakashama😂😂😂😂
Mukadzi ndiye anofanira kuvacha
Tete manyanya kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk
Hezvoo KO nguvo yemukati mrume anofanirwa kuzvi wachira here ahii Mai piyasoni makaoma hemyu
Tete vapedza maSports 😂😂😂
Tete zvese nemukadzi wacho vakadhakwa
But nyaya dzema underwaer haifanire ikuita nyaya magumbeze here haiwa
Dani ndakambozvitsura kuti rude like my husband
😂😂,,😂😂😂😂 Dan yakudzokera😅😅😅
Nazvino miromo ichakangoshama killed me 😂😂😂
Nguwo dzomukati havawachi asi kuzasi vanoyamwa 😢
Murume haawachi chemukati ipapo musatonga nhema mkadzi ndiye anowacha panonogeza murume iye anoenda nenguwo yemukati yemurume murume achipedza kugeza iyeotora nguwo yababa owacha
On a serious note mukadzi haafanirwe kuwacha nguo dzemurume dzemukati? My first time to hear this. I thought it was not even a problem...kungoti tiri venhamo...kungokanda muwashing machine nekuburitsa
@cdegoyavecabron2024 ikr zvivhara ngozi zvinongo Kandahar muwashing machine munhu ozongoyanika chete.I have a female bestie,that sometimes when she was busy at work I would help her out kuwacha zvivhangozi zvake and hang them for her but I didn't find an issue with that coz I would just put them in the washing machine and then take them outside to hang out and in a husband and wife situation I don't see a problem of washing your partner's undergarments coz u we wako till death do you part and everything in between saka hapana kana pressure unless pakati Paine Kenya Colour kana dovi,then it's understandable and another no no is giving the maid kuwacha zvivhara ngozi zvenyu nemaoko direct unless off course if yu have a washing machine then problem solved and full disclosure my female bestie I mentioned earlier would do the same for me and no it's not a a friends with benefits situation with us it's just pure platonic friendship.😊Nway. Love you guys ❤. Twuma issues twamunonetsana hezvo Nyarie wapotsa waita kuti tete vabudirwe nedhimoni😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤.😊
Tete vanopara ngozi budai muno amhuna nyaya
Tete huyai mutore drink 😂😂😂😂
Tengai washing machine😐
Ini nyari acharamba achiwacha wait and see
🎉🎉🎉🎉🎉❤❤ yeeeee ngaawache Nyarie uyu....
Tete mukwasha haanzarwo anoenda
Iyaah murume haafanire kuwachirwa my underwear Ake nhai????,,shuwa imba kwakutopararirai mapants chaiwo Nyarie ita mushe iwe
Ndine munhu wandotoziva anowachisa musikana webasa nguo dzababa mandebele huyanga
What is this skit saying about wives washing underwear for their husbands?
Each man for himself
@@faithchocolate9290 Why? If you wash hie other clothes what is the problem with washing his underwear? Are you disgusted by your partner's underwear?
Kkkkkkk😂😂
😂😂😂😂😂
Hoyoo ndini first zvee
Regai kuroora varume kana zvadai chachirudziii ukawacha unobvei nhai toitira varume vedu zvese murudo plus pants are small things to lodge a complaint kuna tete Zvino mainini vakatsvakwa vakawacha zvozokufadza here coz iwe mukadzi unenge waramba This is wrong nyari Thats to be a wife to see kuti yor husy wears clean plants always ad even to buy him as much as yu can
You’re right apa i blame tete vashaya dzidziso kwayo kumwana wavo .
Nguwo dzomukati
Kkkk tete❤
❤❤❤
❤❤❤❤❤
Kuita mabhuru mairi mumba 😂😂😂
Nhau yema underwear iyi munhu ngazviwachire panopedza kugeza
😂😂😂😂😂😂😂
Situation yakadai ndobva ndatoenda kunaMainini strait ka1
Nekuda kuwachirwa panty chete? Iwe muridzi waro haudi iye ndiye angazvigonewo 🤷🏽♀️🤷🏽♀️🤷🏽♀️
@@faithchocolate9290but itiro yacho she isnt submissive
This is silly, that wife is so immature 😮
if a woman can wash panties for her boss then why cant she wash for her husband. dont preach wrong things, common practice ipi yamunotaura. ana mai vedu vakakwanisa kuchengetedza mamarriage avo nekuita these small things.
I know its a skit, this one mmmmmm, ngatisakangamwei culture hanzvadzi dzangu
Nyarie Wacha mapants emurume tete vako ibedzi kukudzidisa zvisina basa Enda kunowacha uko
Size 3 wacha mapants
Tete manyama 😂😂😂😂😂
Murume ngaazviwachire mapanty ake veduwe.
😂😂😂
😂😂