Pwanyayi tsvinaiyo that's not heroes Acer that's total nonsense that's total disrespect for sure if you see till luv your parents or relatives take action for sure stand your ground
That's not fair what the Nzara family did coz if they wanted to have a spacious gravesight, they should do it kumusha kwavo and go all out coz a public cemetery ground should be shared equally and council should do something about that coz munhu ano bhadhara for one hole and clearly madzibaba Nzira is encroaching in other people's space.And didn't madzibaba Nzira have his krawa, kumayambara,where he could have been laid to rest and build that RGM styled mausoleum that they built for him on public grounds.
Kuna mwari akuna munhu ari special tese takafanana veduweee aaah ko kana todao kugadzira hama yedu toriwanep guva racho zvmwe zvinhu vanhu vatange vafunga
Zvinoda kumusha kwako chero 300square metres yekudecorate inenge iripo kwete mutown muno.That was inhuman, people must sue so that the graves of their loved ones are retained as they were
Ku eLo, asi Hatirare you reside in Chitown coz only someone who lives in Chitown refers unit L as elo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, inini born and bred in Chitown and had lots of family and friends in unit elo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Please don't forget to like share and subscribe
Like chii uchitora zvekudhara izvo hauna kukukwana ukuda kuita kunge kurikuitika ma accidents tsereki vanhu imi ndimi mofanirwa kublocker machannel enyu stupidddddd person
Endaiwo munopaza raNzira wacho mogadzirisa enyu zvaanga akaita tiwone anobvunza.Yangu hama hainzwarwo.Vanojaira.An eye for an eye .
Bamunini tokudai zvekuti musawanze nyaya.
Gava riri kutonga Zimbabwe ndodambudziko....
Sad story 😢
Munhu uyo ahana kumusha here panezvavakaita vakadiykuenda kumusha kwake
😭😭😭 so sad apa unenge uchiti wapinda muna 2025 shame my his soul rest in peace
Zvakaoma mufunge anokosheikoo nzira wachoooo haaa ngavasaone vamwe vanhu sevasina basa ........... Eishhhhhhh so sad 😭
Yooh zvakaoma sure
Yoowe haaa zvakaoma...mweyai ko wakadero
Ndiye nzira wekuuraisa Leonard dembo here kumasowe
Akamuuraisa sei nhaiwe
Mmmm Zim kana usina mari ka😭😭😭😭😭
Ngavaende kunanga vamutse Mweya yevafi vaitebasa
Hmm this is very bad I have never seen such a terrible thing those people who did this God will deal with them
😮
Asi maiviga pakatengwa kare here
Chakavapa simba rekupaza makuva evamwe
😢😢😢😢 vashinga havo
Ndezvekuma zvavakaita izvozvo anokoshei Nzira wacho inga honye tove nadzo wani.... nxaaaah
Kusakwana
Pple need to know and visit their relatives' graves so how are they going to do that.Mutemo urikutii.This is not fair😢
Ummmm ko iye akosheiko, kana tafa tese tafanana, ngazvibviswe kudherera kwakadii
Yooo so sad
Havana mari dayi nzira wacho aive nemari akatenga mapurazi akanovingwa kwake ege anoshamisira chii
ko vanhu vamadzibaba vanotodarowo chokwadi😢😢
Mmmm eyi
Munhu wese anenge afa anongokosha hazvina Kuti murombo kana mupfumi vakafushira makuva aya vakatadza zvikurusa
hei mavideo andirwadza aya
kumhanya hakusi kusvika😊
Zvakaoma 😢😢
Hatina kumboona zvakadayi zvinoita sezvinosanganisira hurombwa muchiitiko chisakaonekwa chakadayi
Tave mumazuwa ekuguma kwenyika. Hatina kumbozvinzwa kana kuona minana irikuitika pasi rino
Vanodheerera vanhu ava
Uuuuuuuuummm vanhu avo vanoda kurawa iwe hatirare
Pwanyayi tsvinaiyo that's not heroes Acer that's total nonsense that's total disrespect for sure if you see till luv your parents or relatives take action for sure stand your ground
Thus why zvinhu muzimbabwe muno zvisisina kumira mushe angova manyama amire nerongo
Ummmm ngawasadaro zvinorewei nhai
Ummmm sad 😭 news
🎉😮
Saka hama dzozoziva sei makuwa ehama dzavo
Madzibaba nzira here vandinoziva veku unit o vandinoziva vaishanda kuchibuku Ku F and I kwaari haanazororo i know him
Advise yei iyo Zim ichirarama ane mari chero arepa anongobuda mangwana kna aine cash...fokoro fokoro...
May their souls rest in peace 😢
Ummmm havatye vakaputsa makuva evamwe
Uuum akoshei zvekudaro plus zvavakuda hurumende ipindire
Aooh Lord, may their souls rest in peace
This is sad umuthetho mele uthathe indawo
Ichokwadi ndakaenda ndichida kuona guva rababa vangu takatoona zvakatishamisa zvinorwadza
Kana ari special stereki y asina kumusha kunoti iye kwekuti anovigirwa kumusha kwake. Inihangu zvekuvigirwa mudhorobha bodo 😢
Rest in peace
That's not fair what the Nzara family did coz if they wanted to have a spacious gravesight, they should do it kumusha kwavo and go all out coz a public cemetery ground should be shared equally and council should do something about that coz munhu ano bhadhara for one hole and clearly madzibaba Nzira is encroaching in other people's space.And didn't madzibaba Nzira have his krawa, kumayambara,where he could have been laid to rest and build that RGM styled mausoleum that they built for him on public grounds.
Ummm ma 1
Asi zvakangooma hazvo shuwa munhu munhu
Kuna mwari akuna munhu ari special tese takafanana veduweee aaah ko kana todao kugadzira hama yedu toriwanep guva racho zvmwe zvinhu vanhu vatange vafunga
Akadini kunovigirwa kumasowe kwake haiwawo akosheiko ,Inga vaWimbo vakavigirwa kummasowe kwavo wani
Hatirare zvinhu zva 2011 ndozvaunotiratidza 2024 hr
Ngava ripiswe kana kusungiswa
Shame ,rest in peace
Rest in peace kune vatisiya
Ngavaratidzire vaende kopwanya rake Nzira yeye
Zvakaoma wena cei vanhu vachiita zvakadai
Makanga muripi nguva yose iyi
Aiwa hakuna zvakadaro,vakazviita vanofanirwa kusungwa.Guva racho ra Nzira rinofanirwa kutimbwa ribiswe makuva odzorerwa panzvimbo pavo.Apa Nzira wacho akagara mujeri kwenguva refu nekuda kwekubata chibharo vakadzi vesangano vakawanda.Satan we munhu.
Bt why hazvina kun̈aka kuita vamwe vanhu imbwa kudaro
Zvinoda kumusha kwako chero 300square metres yekudecorate inenge iripo kwete mutown muno.That was inhuman, people must sue so that the graves of their loved ones are retained as they were
Mafumuka vamwe venyu chokwadi. How do they sleep at night those who did that and their relatives
Vanhu vakazviita vanopenga
Akadi kunovigwa kumusha
Chigumba and chivayo behind all this killings muchamama chete he throws money already for ritualistic
Moitawo machicheukirawo paGuhwa pano munzwe malatest
It's was wrong uye crime
Ngava endeswe ku çort
Ndiani munhu washata kudai everyday here tsaona
Hazvitoiti zvamuchose izvi
Ummm Mwari chengetaiwo mhuri yenyu
Accident almost everyday,mwari pindirai,,,,RIP
Ma licence mazichi muZim akatorwa nenzimwe nzira
Akakosha chii
Ku eLo, asi Hatirare you reside in Chitown coz only someone who lives in Chitown refers unit L as elo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, inini born and bred in Chitown and had lots of family and friends in unit elo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkk😊
Sorry havo shuwa mtrip
Jesus is coming, repent for the kingdom of God is near
Pfutseke wako iwe video yekudhara iyo uri mbenzi
Zvakaoma
Vanodheerera vanhu ava
Zvakaoma