Prophet Miracle Paul vasiyei vaite basa vakasununguka kwete kungohukura apa muchishandiswa nemadimoni for me I was following the prayer & believe in God's power it's real zvinoitika
Kubata kwaLord Jesus Christ and the Holy Spirit hakufananidzwe nesimba remasvikiro Havana Heria kuntsvikinya bond chwachwa Kuri burner pa ed Mnangagwa... ..You will never compare darkness and lite ..Give Light time to reveal the true Gospel ....Sound doctrine ..Zimbabwe you are blessed.. Be careful don't be like the foolish Galatians who started in the Sprint and ended up in the flesh .Keep it Prophet as we pray for you ..
Jesu wakanzi chinja dombo riite chingwa akaramba i think that was something chaaiedza kutiudza kuti varikuuya vana bhiri vanodaidza shiri dzisinei nekuponeswa kwemweya yavanhu
Pamwe Moyo wako ndiwo Dombo Thomas..Jehovah pachezvake akakurakidza minana ska wako waunotenda asingakupi zviratidzo ndiye umwe chete Jehovah aivepo kare here John 9vs 6 Jesus spat on the ground and made clay and anointed the clay to open the blindman's eyes ... But to blind Bartimaeus Mark 10 vs 46-52 He said said your faith has made you well and he was healed.
Why using the back seat inotiza akaenda padhuze these are house birds If u springle some grains on the mirror dzinouya even pasina dzinongouya I don't see any miracle there ngauye paari on his shoulders that's power
You missed the essence, he is teaching people to ask and believe in the prayer they make Just like Jesus when he cursed the fig tree, he was demonstrating poor only but teaching disciples the power of prayer or words
During our primary school days there used to come magicians for shows in schools (haprikatapra) they performed similar stunts maybe someone from the 70's primary school days can relate
Yes ana nyenyenye and good things about them vaisa hwanda nezita ra Jesus vaingozviitira mapipi avo... ndiyo team inozoti Ishe taideedza shiri nezita renyu dzichitouya onzi handitombokuzive enda kwamaiitira mabasa enyu
@@willinetthebillionaire kunze ihwai ,mukati ibere High rise of false prophets,we need to know the history of prophets like this Kwete kungonyuka from nowhere pakuita zvishamiso
Musadhomoke zvamusingazivi.....dambudziko renyu maZimba makaremadzwa neReligion...muchiudzwa kuti zvemaMiracle zvakapfura...dambudziko renyu hamuverenge bible to understand but u read to argue ndosaka vamwe venyu muchiti heeee wese aita miracle is a fake
Do you know what are called frames in video editing. If shiri yakamhara b4 video respreech. Is not difficult to insert the frame. Did you see him stretching his hand at the beginning and end of the video.? What was he doing? Don't be gullible iwe
Moses akakanda tsvimbo pasi ikasanduka kuita nyoka, n'anga dza Pharaoh dzakaitawo the same. Nyaya yekusanduka kwetsvimbo kuita nyoka handizvo zvinoratidza kuti simba ririkushanda nderaMwari. Zvamusingaziva musapupura kana kutuka. Dzimwe nguva unotuka muporofita waMwari kana kupembedza n'anga. Ini ndinoziva kuti Miracle Paul ane power, kwarinobva handizivi!
Well said
😂😂😂Mmm apa pataurwa idi chairo
ilevel
simba rake rinobva kuna Mwari
True
Whatever you can say to our Prophet Paul Miracle it will never cause us to stop believing on him.
He's super hero prophet.
Mucharasika manje manje soo pamuchange maakunamata iye
❤
❤
Because you are brainwashed
Phillipines 4 VS 13 says I can do all things through him he gives me strength
Zvimwe henyu mungashoropodze but this man haaah magetsi Uyo unoshandiswa naMwari
Muchavhurika meso nerimwe zuva
@@msaisave5376 plus akazviona kupi kuti anoshandiswa namwari hedeeee
Amen 🙏 prophet ndibatsirewo panezvose zvandinochemera mulife yangu
Thank you baba nekudzidzisa kwakadai ndadzidza kutenda zvandisati ndabata asi kuti ndizvibate
Murume uyu anoshandiswa namwari god bless you baba
Muchavhurika meso nerimwe zuva
You can say anything you want but this is the power of GOD
Thank you prophet we a miracle wonder working God. Oh God I need money for my son's lobola in Jesus mighty on the 24th of August
Prophet Miracle Paul vasiyei vaite basa vakasununguka kwete kungohukura apa muchishandiswa nemadimoni for me I was following the prayer & believe in God's power it's real zvinoitika
Amen prophet so powerful ❤
Mwari ndodawo mari ivepo muupenyu hwangu svondo rino. Pray for me. Prophet. I believe
Hanzi. Namata hapana kunzi ndinokunamatira
Enda unoshanda usamirira mashiripiti awo
Shanda shanda shanda
Vanhu ngatidzidzei kushanda chokwadi
Namata kuuye Nzou
😂😂😂Yes
😂😂😂
Haiuye pataimirwa shiri ikutsvaga chikafu😂😂😂
Amen 🙏 isayi happiness mulife mangu Mwari ndiwanewo mari yokuvaka kustand kwangu
Amen. We call those things that are not as though they are. We declare things and they are established unto us.
Amen prophet so powerful
Power ful man of god prophet miracle Paul
I am in Zambi watching
Bt sei prophet chiwenga vasatii vambobata prophet miracle paul
Kubata kwaLord Jesus Christ and the Holy Spirit hakufananidzwe nesimba remasvikiro Havana Heria kuntsvikinya bond chwachwa Kuri burner pa ed Mnangagwa... ..You will never compare darkness and lite ..Give Light time to reveal the true Gospel ....Sound doctrine ..Zimbabwe you are blessed.. Be careful don't be like the foolish Galatians who started in the Sprint and ended up in the flesh .Keep it Prophet as we pray for you ..
Amen 🙏
i like the sermon
Amen apostle
Jesu wakanzi chinja dombo riite chingwa akaramba i think that was something chaaiedza kutiudza kuti varikuuya vana bhiri vanodaidza shiri dzisinei nekuponeswa kwemweya yavanhu
Jesu apaomesa a fig tree akati kumadisciple mukava nekutenda muchakwanisa kuti gomo ibva apa enda apa. Its demostration of power.
That should have told you kuti we have that power to turn stones into bread but not by Satan's command, that is pure demonstration of Power
You are right but Jesus denied it because of the person who asked him.His mother asked him for wine he did it.
It depends kuti who is asking you to do it nhaika uchiri mwana iwewe wanzwaka
Pamwe Moyo wako ndiwo Dombo Thomas..Jehovah pachezvake akakurakidza minana ska wako waunotenda asingakupi zviratidzo ndiye umwe chete Jehovah aivepo kare here
John 9vs 6 Jesus spat on the ground and made clay and anointed the clay to open the blindman's eyes ... But to blind Bartimaeus Mark 10 vs 46-52 He said said your faith has made you well and he was healed.
Very powerful 🙏
Ndinamatireyi prophet miracle Paul zvisipo zviwepo
Mwari. Ndipeiwo Mari kunyanya bonus ndoda kudya ziya rangu Amen🙏
Dj motaurisa data please
Ameeeen ameeeeeen😊😊😊ndodzidawonyashaaa idzoooo God help me
Mwari itai mari ivepo mupenyu hwangu mota yangu inogara yakafa mwari driver wangu auyewo nemwari kana ashanda amén
Amen it's done in Jesus name
Ndatenda hangu
Amen.... in Jesus name
Shandai
Looking nice ❤
Thank you 😊
Thank you 🙏🏼
Since 1944 here kundai kkk
Hakusi kt aidaiidza shiri idzi dzagara dzinouya pamamira saka iiye akabva ashandisa mukana iwoyo usingazivikwane nevakawanda ini zvangu ndabvandatoona. Kt zvake zvese manyepo. Nkt ndoiona kakawanda shiriiyoyi pamamira
Fact yekuti paaidaidza yabva yauya ndozvinotibelievisa izvozvo. I believe it
Yes l believe God is in it
Kkk
Why using the back seat inotiza akaenda padhuze these are house birds If u springle some grains on the mirror dzinouya even pasina dzinongouya I don't see any miracle there ngauye paari on his shoulders that's power
@@kelvinzilole2097 nhai akadii kuti ndoda kuti iuye pa mashoulders kana kupinda mumota macho hant anesimba hr kkkk
The real prophet
The power of God
Seyi kungotenda 14:51 vzvese zvese Iwe ndakuona unovharika iwe Kungoti hauzive magwaro Mathew 24;11.
Amen
That verse is not enough. 3 things that matter: the word that is consistent with the bible, demonstration of power and living the preached word.
Mashiripiti awo. An evil and adulteress generation seekers a sign but non shall be revealed to them ngava tsvake vega verse iyo irimo
You missed the essence, he is teaching people to ask and believe in the prayer they make Just like Jesus when he cursed the fig tree, he was demonstrating poor only but teaching disciples the power of prayer or words
MY PROPHET AAAAAH FROM TODAY IWILL START PRAYING LIKE THAT,
ITS NOT EASY BUT IT HAA TO HAPPEN AS YOU TEACH
God bless you❤
Amen mwari wariko wanoshamisa uyu munhu wamwari
True uyu murume anokuti namata siya zvakaipa
Mxxxm ndicho chinomupa ma powers chishiri ichooo nhema idzo kutamba nevanhu
Amazing power father
Thank u man of God
God....bless Miracle Paul handigone nemi❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Une noise wangu apa urikutaurira pa mic
Man of God makanyanya
During our primary school days there used to come magicians for shows in schools (haprikatapra) they performed similar stunts maybe someone from the 70's primary school days can relate
Yes ana nyenyenye and good things about them vaisa hwanda nezita ra Jesus vaingozviitira mapipi avo... ndiyo team inozoti Ishe taideedza shiri nezita renyu dzichitouya onzi handitombokuzive enda kwamaiitira mabasa enyu
Why do you wear a cap in the studio?
Amen let it be happiness in my life òh God
Was the mirror clean hapana here zvakaiswa pamirror which was attractive to the bird?
Wow
mashiripiri ana Bhahari🤗🤗🤗
i was playing kuchurch kwake this guy is too much yoh 😮
Mashiripiti emozambique aya imika kk
Iwe panamatiwa Mwari Jehovha chaiye so kana musina kutenda muchatambura kusvika mafa
@@dzingiraiyven1110 kkkki hama ka zvekuunza shiri mwari chaiye asingaunze shiri kkkk
Great, Great
Tazviona baba mwari munoshamisa🙏
Glory be to the most High
Kana vari kutaura nezita re kudenga zvese zvinotendwa
1 Corinthians 4:20 (NKJV) For the kingdom of God is not in word but in power.
Varoyi vanokwira rusero from Harare to Joburg wani
Unogona kushandiswa naSatan uye Satan ane simba, can prophesy, do miracle,heal the sick
You right but the devil doesn't encourage you to ask anything from God in the name of Jesus
@@willinetthebillionaire kunze ihwai ,mukati ibere
High rise of false prophets,we need to know the history of prophets like this
Kwete kungonyuka from nowhere pakuita zvishamiso
😂😂😂we don't need to offend you but don't offend us 💯
God has so much power 🙌
Musadhomoke zvamusingazivi.....dambudziko renyu maZimba makaremadzwa neReligion...muchiudzwa kuti zvemaMiracle zvakapfura...dambudziko renyu hamuverenge bible to understand but u read to argue ndosaka vamwe venyu muchiti heeee wese aita miracle is a fake
Is he in the same car
Saw this clip late but iwe dzikama zvobatsirei zvekuti shiri iuye
Prophet miracle paul munhu waMwari, varikushandiswa naMwari mupenyu
Its another level of faith
Powerful
Asi Jesu akati muchaita mabasa makuru
God is Great
Mwari ndikuda ma customer angu atumire mari mangwana l want to pay my bills God bring money muhupenyu hwangu mangwana in Jesus name Amen
Television🎺🎺🎺,Amen
Aaaaaa ini handina chekutaura
The is a real prophet of God
For me, its the tongues dzapresenter😂😂
Prophet miracle zvazvinhu chibaba icho
Amen 🙏 powerful words
It can happen in a certain prayers
Apostle Miracle Paul, havaite zvemaStage izvo, awo wanokunhonga nechiporifita,
Vakaipa!!😊
Kkkkkiiii
Power of glory
Kusaziva kufa.
Ndiye mukuru wema stage managed
@@plasmaledlcdtvrepairs492kkkiì you guys kumbirai nesu remweya muone akaramba zvekuti mhuri yekwake haitomuda nekuda kwaehurombwa Hawke.....shame shame....tichafa nekusava nemeso emweya
Wow powerful
Point of correction,we saw only 1 bird but your topic says zvishiri
Pliz ndikumbirao number yaApostle Miracle Paul Pliz
Iwe wega ndiwe wazviona zoom kuti tionewo
Mwari itai kuti ndiwanewo mari muupenyu hwangu😢😢😢
Do you know what are called frames in video editing. If shiri yakamhara b4 video respreech. Is not difficult to insert the frame. Did you see him stretching his hand at the beginning and end of the video.? What was he doing? Don't be gullible iwe
Vanhu svinurai mhani kwete kuvharwa meso nevanopfeka nguvo chena ari mapere anoparadza
Mapere arikwese chero kumasutu
Amen prophet
Mari ngaivepo nhasi nezita ra Jesu. Amen
Makazoiwana here Mari?yakauya here?
Bhaibheri rakati nemazuva ekupedzisira kuchauya maporofita enhama achati gomo ibva apa uende apo vachatsausa vanhu vakawanda kwazvo , asi panguva yekupedzisira vachazoti ishe takushandirai panyika Jesu vachati handikuzivii endai kune vamaibatira mabasa
Ichokwadi prophet vanoshandiswa namwari
Faith ❤❤❤
Itai henyu 👋
Zvekut ndezvamwari her kana kt minna isu hatinei nazvo chero achigona kkuporesa
Mwari ndipeiwo meso ndione zvenyika ino zvandikona🙏
Mwari ngavandirongedzerewo imba .vana vangu vabudirirewo vawane mabasa
Haaa uyu muhombe hake Amen
Mowanza nhoroondo tsano toda video
Amen and Amen
Pliz when watching the video chirega kutaurisa kuti tinyase kunzwawo
Amen munhu wamwari
level of faith
I believe
Kutenda kunoda kunzwa kwete kuwona buyezve plus shoko ramwari rinoti tofanira kuvavapfumi pamweya kwete panyama.tinofanira kunamatira zvemweya kwete nyama
Miracle Paul vanondiitira zvakanaka chero ndisingapindi kuchch kwavo
Miracle Paul ndomuziva achiri madzibaba. Aiva nesowe rake kuMabvuku.
Ichokwadi here kuti ndiye ainzi Andby or Endby. Pane mumwe aimbova ku Hatcliffe back in the day
Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk ndobva anodizve
Inini ndaida shiri aishevedze ari mu Church make. Youya yomhara pandiri ini as a visitor. Ndatenda
Zvekumama izvo zvikuti shiri yauya zvinoshamisei yagara inongouya muchatikuvadzisa namwari mbudzi dzevanhu zvinei nekuponesa vanhu izvozvo ndosaka muchibirwa mari muchamama
Ziva zvaunotaura
@@lavicknguwo2781aresvei
Blasphemy!!!!!😮😮😮😮😮