. watching from table Mountain here.....ini my history muchira ndayiwona baba wachitengeswa makare ayo and soon ndenge ndouzwa nazvo......ndimi hapana apa ...Mu prophet uyu ndewe nhema inshort ndapedza
Karanganda and drewmas are different media houses and baba taps Hava udziri vanhu zvekuiita his show is just to show u what's going on and the verdict is yours..
God stand by ever trini wini, 60-60 mari yangu ngaibude. ...underworld nation, stand for guide, under divine, Trevor world section. ...kkkkkk. Vanhu ngwaraiwo kani...kkkkkk
Ko baba vekutumira Gudo vakazodii Nhai baba Tapas vanhu vanonyepa veduwe apa vachidyiswa chibage nyama zvakawanda zvavakaitwa vanhu munhu osimuka oenda kana kudzoka
UkaSubscriber unoita shamwari yangu😂😂😂😂
@baba taps ndokumbirawo number dzenyu
@@milah9189 ehe iroro rinosvika na 11 sharp 😂😂😂😂😂😂
@@lovie2078 0773147603
Ndiri shamwari yenyu ndino liker ndisati ndaona and I share kuvamwe.
I took my baby's phone ndika subscriber
Hanzi hevha underworld tree ever sten,yes my Lord back sten light back stremin ever,hard work sten madzinzwawo here ndimi
Kk(kkkkkkk vanhu ndavasvinure chii ichochi. Kkkkkkk vanhu vari kutambudzika chokwadi.
@@gracechowe1612 pakaipa kani
Mazion akubhadharisa hre kkkkkk
@@spokaz-ki3eb zvakaoma
Kkkķkk tazvinzwa
Baba Taps nanhasi takandomirira gudo nemabhinya. Watching from Canada
😂😂
Chokwadi Sekuru iya yakuti nyepera ngaiuye nenhau yegudo
😂😂😂
Baba taps sekuru Sigauke ,ngawauyeka negudo riya ,aaah uyu muporofita haana bsa rabata uyu
Mbuya Havana chinhu varikunenerwa mhosva at the end.siyanai nambuya
. watching from table Mountain here.....ini my history muchira ndayiwona baba wachitengeswa makare ayo and soon ndenge ndouzwa nazvo......ndimi hapana apa ...Mu prophet uyu ndewe nhema inshort ndapedza
Sei muporofita achibvunza kuti murume wavo aripi mwendobasa rawo 😮 11:16
Mupofita avo havana zvavarikuona muzukuru uriryt urikutaura mapoints
Haaaa zvamanje manje ba taps top stories ini zim ndimi munadzo pano togarapo ngepedu😊
😮😮😮😮😮😮😮😮
Zvekupenga izvo, prophet kutenderedza vanhu misoro kkkk. Siyai gogas havana mhosva apo
Wachazvirega zvekupedza mari vanhu aaa😂😂
Chokwadi Gogo havana mhosva , zvinoreva here kuti munhu haachachemberi , wose wangochembera anobatiwa uroyi
Baba taps tinoona drewmas nasly vane n'anga dzavanoziva kana zvaoma seizvi imwi hamuna erre vamoziva bcz nyaya dzenyu dzimwe I dzino Sara dzakaremberera mumhepo please please Toda anhu anobatsira panhau dzamunenge maisa vavateveri venyu titevere tichi ziva kuti uku kune chinobuda iwe mprofita rega kubvundudzira anhu a uya kuzobatsirwa kana musingazvikoni rega anhu ahambe
Karanganda and drewmas are different media houses and baba taps Hava udziri vanhu zvekuiita his show is just to show u what's going on and the verdict is yours..
Ndimi manyama anhuwe svunurai hakuna zvakadai🤣😂🙌
I blame mambo vanoendesa vanhu ikoko🤦🏾♀️
Mapirofita enyu ayaaka,chembere dzoraramirepiko
Jesu ngaachidzoka
Mai Tapera too the fullest murapi mukuru sk vaiita sevanopokana nechiporofita icho
Pane anzwawo ndimi idzo here dzichinzi "Underworld denvirosha" what what 🤔🤔🤔🤔🤔🤔
Sunlight nation 😂😂😂😂
@@chiherachashe4332 Aahhh bodo nikisii 🤣🤣🤣
Kkkkkkk haaa iwewe unenge mupostori nateerero ako ndimi
@@thomaschawira1307 🤣🤣🤣🤣 kwaaa
@@chiherachashe4332 sunlight nation killed me 😭😭😭
We always like and share for Karanganda..kurisei kumakomoyo baTaps nemhuri yenyu .Gudo nemabhinya zvawapapi...takapedzisira murimutown muchitaura nemusikana achiti sekuru warikuuya nanhasi ..kunyepa n'anga iyi😂😂😂
Uyo muporofita ummmm ndabva ndasvora ndimi dzacho ndewenhema
Uyo musikana uyu anogona kuita tsvagurudzo and anogona kutonga nyaya mkadzi uyu
"Nation stand by underworld" zvina mwari mkati here ma tongues ayo
Endai kwasekuru tasvu havatendereri nenyaya kunge maporofita ayaaa hapana chavanogona avoo
Ipapa chimbuya chauya chakamedza nyimo kut asabatiwe 😂😂😂😂 ndosaka muporofita uyu achitenderera nenyaya hapaana chanoona atobvarwa kudhara nechembere iyi😂😂😂😂😂
Exactly, vavharwa ava nezvindimi zvino confuser vanhu zvisinganzwisisike, bttr kwasekuru Tasvu kwaunongoudzwa direct kuti uri mufiti hiweeeee
Taura hako Ava varikutenderera nyaya
Muporofita wenhema taura anechikwambo
Tasvu wacho anombonzwawo kunyepa hre
Yes baba under nation! Imwi ka! Chasara kuzonzwa kuti mbambaira station, Bond, standby under weathy kkkkk
Kkkkkkk yeeee
Muporofita wenhema uyu. Aazivi zvaanotaura. Mbuya avana mhosva.
Who else is doubting muporofita seni??
Mwawuya baba taps gudo rakauya yere watching from Capetown ❤
Paya vakadyira vanhu huku dzavo mahara enda unotsvaga yakazoendwa kumba kwasekuru vaye mukadzi wacho akati iii zvekuti vane gudo andizvizive
MuZion uyu aona, ataura kare kuti mbuya ava pane zvavanoziya and ndiko kuri kubva matambudziko ese ekufa kwevanhu
Kkkkkk ndanzwa kunyarira nyanga yes Baba my lord perk😅😅😅😅😅😅😅😅
Last number ba taps tikuda mkoma vegudo, iyi nyaya iyi muporofita uyu hahana chokwadii mukati.
Baba tap's ndofunga ndimi makuziwa zvadzinorewa nekuti munoswera nadzo mazuva ese 😂😂😂
Who else liked before watching like me 👯
🖐🖐
Tisu anhu acho
Tadongorera 100K 🎉🎉🎉 tatofanopembera🥳🥳🥳
😆😆😆 aaah ko kuzoti ndini ndine mweya 😂😂😂 zvinhu zvacho mafunnies chaiwo.
N'anga yedu yegudo takangomirira mabhinya
😂😂😂
Haha. Mabhinya achiri munzira kubve Masvingo😂😂
Taura hako tichiri takamirira gudo
Hanzi akapetuka wani pane munhu akashaisha kutaura kune vanhu vanga vakamirira kumba.
masports anopera ese gudo rikauya nemabhinya
My lord nation under world kkkkkkk ndimi dzemavote😂😂😂😂😂
Lkllllkkkk n'anga iyo yacha kunyatsobudisa kt mbuya vapedza vanhu
Ukangoona chipo cha Mwari chakubhadhariswa zvadhakwa
Aaaah iwee dai vasina kuyya ari kumunda chino bhadhariswa inguva yababa avo Yavapai gariswa pasi vachitadza kuita basa repamba pavooo😊
God stand by ever trini wini, 60-60 mari yangu ngaibude. ...underworld nation, stand for guide, under divine, Trevor world section. ...kkkkkk. Vanhu ngwaraiwo kani...kkkkkk
Never stand the underworld. Eish! God never stand underworld. Underworld ine nyaya apa 😂😂😂😂😂
.
😂
Muporofita muchadya mari yevanhu mahara imi.....
Bbamkuru Chenjerai maenda nenyika
Endesa vanhu paRufaro paNyanyadzi apo pana madzibaba jacob
Underworld ee
BabaTaps taapapi nemabhinya sekuru nanhasi awasati wadzoka ere but kulu ngawasadero
N'anga yegudo yakazodii baba taps
Aaaaah 😮 ndimi idzi
Munhu anoporofita haabvunze nyaya kumuridzi iwe tiudze kuti zvinhu zvikafamba cei kwete kubvunza mbuya ukuda nyaya yawo tiudze jwe
Ndimi dzacho 😂😂😂😂😂 sten by ,trimini for by under way.yes my Lord 😂😂😂😂 triman for ant siway hyi hyi hyi prophet mazvinyanya.
in Zim, wakangochembera wave automatic Muroyi
😂😂😂😂
Ko ndimi dzinongoramba dzichitaurwa here
Uuummm ndimi dzawandisa kudarik dudziroooo
Muporofita uyu akushota shamhu
Kupedza nguva apa endai kumwe kkkkkk .marara chaiwo
Bvunzai mbuya avo hamusiri kuvabvunzasei mbuya avo Vakashata
Baba taps baba vegudo vaye hamufi makriona itsotsi chairo ndinovaziva vaigara Chipinge kugaza location uuuuuuu ndezvekutsvaga mari zviye vaive manextdoor
Mupirofita arikunzvenga nyaya uyu 😅😅😅😅😅
Haana chaari kuona uyu ava vanhu ndeve nhema both sangoma and prophets 😂😂😂
Mbuyavo vanazvoo.murume wavo ainzi ane madzviti votenga machira votadza kuudzao kana hama kana muzukuru kutaura kuti vaisawirirana nevanhu vese mumhuri here
Watching from Zambia
Muzukuru ari kubvunza zvakanaka chiremba anofanira kutaura zvinhu zvinobatika asati abvunza vanhu
Nxa ndinonzwa hasha n,anga iyo haioni chinhu ndoiziva.ndiyo same n,anga Yaka hedhiwa namai vangu kumvura kutora Mari dzevanhu mahara nxi takazoenda kwasekuru Tasvu
Tasvu wacho hapana chaanoonawo wano uyu atori nani
Endai kwa sekuru kanengo havapoterere😅 munoendereiko kuma postoripa chokwad.mbuya havasikubvarura gumbeze vabatsirei
Praying gogo vacha sunungurwa kunzi uri muroi usiri zvorwadza.
Hiwe muporofita uyu anongotaura ngano achitenderera atozviona kt mbuya ava muroyi
Ndimi dzacho dzirikuwandira underworld 😮😮😮 wani huh pakatoipa
Rakazouya here Gudo nemhondi baba Taps
bataps murisei takamirira gudo nemabhinya watching from Harare
Muporofita uyu kutambisira vanhu nguva ,kutamba nezita ramwari
Ndezvekunyeperana izvi, siyai gogo, munhu akangochembera akutonzi akuroya.
🤣🤣🤣
Uyu muporofita anoda kurohwa ane kahutsotsi nekakunyepa.... Kutenderedza vanhu musoro
Chirungu manyama hard for world 2 minutes 2 under stay the mini God
😂😂😂
Pane baba varikuseka kukwata. Ndezvemangamanga izvi
Sekuru vanga vakangwara vakanoromba havo mbuya vasingazive,vaitenga jira vongoturika sei risina kushandwa baaa.
Ko baba vekutumira Gudo vakazodii Nhai baba Tapas vanhu vanonyepa veduwe apa vachidyiswa chibage nyama zvakawanda zvavakaitwa vanhu munhu osimuka oenda kana kudzoka
Muporofita Uyo hapana arikuita femberafembera haasikuziva zvaarikuita ngavaende kwasekuru tasvu
Muroyi aambofi akatenda, never. Mbuya ngavarekete gwinyiso
Ndimi idzo boe hr haaaa Saka ndichiti andinamatirwi nemunhu nemweya wandisingazivi kwawabva🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
Hapana chozikanwa pa Muporofita uyo
Ndichiremba rudzii vanoda kutobatsirwa pihwaka nedenga kwete kubvunza Gogo vangu
Muprofia anofanira kutaura zvose zvaapiwa namweya vanhu votevera izvozvo
Muporofita ndewe nhema uyu mmmm hapana chiri kunzwisisika
Kana neni handizi kuzvinzwisisa muporofita ndewe nhema uyu ngaanotaura kt muroi ndiyani
Muprofita ari kunyepa uyo. Ndimi ndedzekunyepa idzi . Murikupedzerwa nguva endai kunana sekuru vapedze masports.
Baba Taps gudo nemabhinya how far ,,nyaya yako yekutisiya takarembera iyiika
Kkkkk ndoanonzi mahumbwe chaiyo
Chirungu manyama
Kuda mari maporofita edu aye ummm zvimwe zvacho Manuwere dare Guru
Uyu muzukuru uyu ari mberi mmmm.
Sekuru vegudo vakazodiniko kkkkk tonyarirepi😂😂😂😂
kudo rine magrazi....nebutsu 🤣
Muzukuru dzouyawo apo ucharoyiwa basi😂😂😂😂😂
Ini ndanzwa kt gogo avo vakanoromba nemurume vavo ndozvapedza rudzi , simple nd clear ???
Baba Taps pirai nhau idzi kunana Tasvu wanopedza bhora plus waye wekudyiswa Chibage wanoda Tasvu zvakare ndapota ,unoti munhu ans dambudziko remaziso onzi anoda kudya nyama ummmmmmm
Did he say "nation underworld , spirify by underworld"? Kungotenderera nenyaya muchipesanisa muri. Musingaone regai. Apana anozia zvese . Amwe masimba so....
Kuchembera vakutoroya here nhai baba Taps
This prophet 😮😮😅😅 , Tora mari united
Mai steven mukutauirisa inga imi muri muporofita wani
Yowe muroora ndiye anga achibvunza 😂😂😂😂
Murikunyepere vanhu imi sekuru
Haa ini Mari handibudisi mungatondiponda henyu
Bataps muri kuuya hr pa radio nhasi
Kkkkk ndimi idzo baba taps dzioneiiiiii😂😂😂😂😂
Mbuya havana mhosva avo
Karanganda TV unombouya nemadrama semaonero angu uyu Prophet anoda kumamiswa haataure chokwadii anotenderera
Nhaimi amai Tapera muri muroora mumusha mevanhu sei muchikambira nyaya vanatezvara vana tete varidzi vemusha vakanyarar uuuuu hunhu haunetse kuwana hunhu ndiwe muridzi wavo vechidiki vachadzidzeiko pamuri mai tapera gadzirisai hunhu
Koooo zvari. Ma nextdoor angu
Mrora akasvinukisa uyu puriz!!!!!!!shuwa kuuya kuzosimudza msoro kudai mumusha wewanhu iiiiii ndatya!!!!Dzikamai mainini