Getting better with age like wine. I enjoyed your music since I was a little boy, now I am an old man and you are still churning out sweet melodies. Genius. Very consistent. Powerful messages.
@@dibzmrasta9238 no mwana wamai. Listen very carefully. Literally..hapana chekutizira munyika ine madzimai anobhinywa. Apa paitaurwa boka nezvivi zvarinoita kwete zvarinoitirwa. Ndichakutsvakira zita realbum yacho negore rayakabuda. Ndakaitamba abt 4yrs ago at some place so haisi itsva kwandiri. Ndakainzwa kare iyi.
Uyu mudzidzisi chaiye nekut tsvimbo yanenge vakabata iyo ndeyehufudzi hweMweya yevanhu vaswedere pana Jehovah.
Keep on the light shinning Chipanga
Heya Muprofia,Mutumwa Chipanga rowayi ngoma pasi rinzve. Nekuti...'"ndimi mega'". Ndiri Mozambican
baba wangu message yenyu inondichemedza ini
Your ideology is a direct gift from the Almighty God
Getting better with age like wine. I enjoyed your music since I was a little boy, now I am an old man and you are still churning out sweet melodies. Genius. Very consistent. Powerful messages.
This is a powerful message!
Chokwadii chipanga munhu haufanirwe kuuraya
ndichatengawo yangu pfuti ,pavanoridza dzavo ndoridza yangu kkkk
Elder Chipanga vanokubatisa chokwadi mukuiimba kwavo
This is a powerful message
Powerful massage
tikurarama kuseri kwenyika not mukati mayo
kkkk mukuru vanosasa ava
mutumwa , makatumwa zvokwadi
amen
varova shoko mudhara kkkkkkk nice one
Mudhara havanzwe ava ndovane yese
Hariroyaaaaaaaaaa
Vaudzei vanzwe vaChipanga
Baba good nice song
wonderfully
Amen vaChipanga
Murimudzidzisi mudhara
Vakanyanya ngavarambe vachirarama
🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰
Vapange Chipanga
Mudara vanotaura idi havavanze. Moshoko amudara anobaya.
Chipanga zvekare
Tatenda hangu mashoko anoruwako
✅️💥💥💥
Masoja musadaro
tamuka futi navachipanga chiparure
Mutumwa chaiye. mashoko makukutu
Totenda nedzidziso
Baba makarongeka
chinyowani hre ichii
Tapiwa Mhaka
Hongu ndiyonyowani hama kkkk
@@taibuhassanali6620 no. Ndeye kare iyi gen'a. Cant remember the yr bt its that yr pakaita mbiri yemadzimai aibhinya varume payeee!!
@@shingiraimboto3755 Inyowani iyi. He's saying madzimai anobinywa not anobinya
@@dibzmrasta9238 no mwana wamai. Listen very carefully. Literally..hapana chekutizira munyika ine madzimai anobhinywa. Apa paitaurwa boka nezvivi zvarinoita kwete zvarinoitirwa. Ndichakutsvakira zita realbum yacho negore rayakabuda. Ndakaitamba abt 4yrs ago at some place so haisi itsva kwandiri. Ndakainzwa kare iyi.
Aewa
Chokwadi
Vapange chipanga
vapange Chipanga