hwindi keep it up wasiyana nana jah signal vane mahit 2 apa achida kuita live show achiimba 15 minutes imbavha yemunhu ndozvakaita kuno kubulawayo akadzoka toendakushow kwakwe kunomurova
What’s the name of the song that he is dedicating to his mom? It’s at min 9:20. Anyone has a link to where I can find it? Any help is greatly appreciated
Mazuva aya Zim dancehall yainakidza
Thanks my brother for your musk
Munhu anonz hwind president hana kuchipa guys kana mazogara anopedzera pastage🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔨🔨🔨👊💯♨️
Well done president you are the best bullet
hwindi keep it up wasiyana nana jah signal vane mahit 2 apa achida kuita live show achiimba 15 minutes imbavha yemunhu ndozvakaita kuno kubulawayo akadzoka toendakushow kwakwe kunomurova
The return Of SlimDoggz ........ Thanks brooo tanga tanzwa nekuona mashows akarecordwa nemaphone ......
he needs to come back
warwadza sauro
Mahwindi representing chitown...
Donaldo ou Love soul jah
Anogona munhu uyu🤗🤗🤗🤗🔥🔥🔥🔥🔥
Kubva nhasi ndakunzi hwindi president
Kkkkkkkkk eka
Hwindi President ramba wakadzvanya mugo 💥💥💥2024 💥
Ndiri kunzwa kuda kuzvibereka my President
hwindi president ane voice rinovaraidza
Unonzwa wena
Pafair paZim hwindy hapana anomukunda pastage otherwise Abroad
Luv you mahwindu
Hwindi unopisa
Hwindi to the fullest
Hauite Hauite 🎉🎉
What’s the name of the song that he is dedicating to his mom? It’s at min 9:20. Anyone has a link to where I can find it? Any help is greatly appreciated
Dai Covid yatisiya timbofambira nyaya idzi
mahwindi mauya makakwana here 😂😂😂simudza mangomaaaaaa
Ma1
Hwindi to di fullest
Guys hwindi aenda ne ngoma plus stage show..takazvitaura muna 2015 izvi
Hwindi president vakandipengera
Hwindi president magetsi🔥🔥🔥
Vnhu ve zim dancehall mozonyanya kuzara pa stage mhani zvobhowa
Imagine panoda stage management yakasimba
Hwindi chibaba boyz musanyeperwe
Heavy Heavy fullest
Mface akanyanya uyo. Big up Hwindi
Hwindi killed it
hwindi u motivated someone lyk me eey
To ther fullest
batai hwindi ayenda nenyika uyoo puloooooo
President vauya vhurai nzira 👊💥
Soul jar ndoda mese ngoma dzenyu kumberi
batai hwindii uyoooo hi iii anopisaa munhu uyooo kaniiiiiiiiiiiiiiiiii
Munhu wese akungoita se whindi
Hwindi u r too much
13:30
Hwindi l like your energy
Hwindi anogona
Chibaba changaa. Chakachenaa ummm
That's true
zvatanga .....combi yazara hwindi ..you will go far ....fuk off vese ana winky ...u rule hwindi
Usatuka Mudzimu uchatanda Botso Kumhata kwako
Nice one
hwindi anopedzera madinga
hwindi ndizvo
President vauya ,,vhurai nzira,,,yeyaaiii
Hwindi anogona kudarika vakawanda
Mafaro chete anogona vmchibaba chamangoma
Guys pane anozivawo song ya hwindi inozomboimbwa zvekuti uri mukoma wangu iwe mukoma , kana aripo ndiudzewo inonzi chiyi
Uri Mukoma wangu Rega kudaro iweee Mukoma uri Mukoma wangu Rega kudaro iweee Mukoma
excellent
Nice mahwindi boss of the road
MaHwindi akanyanya
hwindi chibaba pa stage
MaBoss aya
song pa 9 mins inonzi chi zita.............
Aikaka was expecting to see Chibaba baba.
ko baba harare vanowanika pese pese 😂😂😂😂 vakarova pink..!
Mahwindi yoooo
uyu ngapihwe atonge zvake nyika yacho topera kuita mahwindi hedu
😂😂
Sauro we mis u 💔💔
big up to you
hwindi hachic chinhu but zvinhu
Mangoma simudza up up
ma hwindi zvinhu
Stage yakazara nevanhu vasina basa. Ngapasare security ano bakker na Artist chete
True that,kushaya order ikoko...stage mus be clean kaniii WTF!!!
2:47
13:30
14:19
Kumbere wakaipa
haaa stage kuita kunge akuimbira pakati pevanhu no mhani we need to improve ipapo
Talented
boss of de road🚎🚌🚎🚎
Wakaipa
Ma1ayo
u olweys my bsty muggo
Stage ikaita vanhu vashoma bhoo zvekuty gurusvusvu iro rodhomotsa maangomaa
Have u ever tried to find out the reason why the stage is lyk dat nxaaa pliz shut up my friend vari pabasa vanhu avo usataura zvausingazive
Chibaba kumberi
Ummmmmm makuseri kwezvinhu President
to the fullest
Zvatanga makuseri
name of song at 12:50 ???
Big up Boss of the road.
Pamangoma ndabve zera
Wero wero