I'm very sua mbuya Mai Tanaka is smiling from up there. Muri chikomborero kune vazhinji as per her teaching. Makazazikisa chido chambuya vangu. How I wish Dai vachi vapenyu but Mwari vakaita kuda kwavo. Thanks to you Doc. Continue to rest in peace Mbuya Mai Tanaka Mudawariwo💔💔💔
Was singing this song in my dream nhasi...ndikamuka ndichiri kungoimba hymn iyoyi. Ngatirambe tichimunamata Mwari uyu🙏🏾🙏🏾
powerful. Ishe vakudzwe
This song is part of my playlist each day.
Great. Happy new year
Amen 🙏❤❤
Jehova Anotipa (38/39)
Jehova anotipa chisepe misi yese,Ngekutisunungura mutsembwe dzaSatani;Zvotanga takasungwa, ndizvozvo tonotendaChisepe chenyu, Baba, ndiJesu Kristo Tenzi
Jehova ndimufudzi wevanhu vakanaka;Mufudzi waDavidi, muimbi wakanaka;Davidi, mwoyou wake, waida Mwari wake,Sehwai inpofudzwa, ngemuchengeti wayo.
Chisepe chenyu, Baba, kuvanhu pasi pese,O Mwari, ngachiwande mumwoyo yaponeswaDakara vanhu vese vazive muri M'fudziWeavo vanodisa kogara nemi iyo.
Johova ngaakuudzwe ngevanhu vese kwese,Ngekuti wakanaka, ngekuti anotida;Jehova anotonga kufamba kwe nyeredzi,Nezvese zvekudenga, ngekuti ane simba
Jehova anodisa zvisikwa zvake zvese,Anoda kuti vanhu vamude zvirokwazvo;Johova anodisa vatendi kewe kwese,Nekuvakomborera muzviro zvakanaka
Jehova haafari kuwona vanhu vakeVagere mune dima, kupinda ruveneko;Johova ane mwoyou vetsitsi kune vese,Haadi kuti umwe araswe kune rufo.
Ndizvozvo wakatuma M'ponesi pasi pano,Kuzunungura avo vanoda kuoinduka;Ndizvizvi ngatimude, tikudze zita rake,Jehova Baba wedu, neMuchengeti wedu.
Thank you
Just discovered these guys and I'm hooked ,well done guys keep lifting the name of Jesus high 🙌
Amen. Thank you
I came across this song a month ago I now play it on my way to wrk...namata urinde
Praise God! Namata urinde
Good to hear you sing again Tatenda after so many years since l last heard you sing at Inner city God bless you
Dai zviri muMoyo zvaioneka.........
Hymns will never get old
True
Thank you for prayer lead , so powerful ! Spirit singing 🙏 prayed it over and over in prayer 🙏 thank you 🙌 keep on being used by the spirit✨️ ❤️
Thank you Susan. Be blessed
best version of this song on youtube!!!
Thank you. Be blessed
Amen 🙏👏
Am a big Fan, recently discovered you guys.
Lovely
Chisepe chenyu Mwari 😊😊😊
Thank you so much. Powerful musik. How i wish i could translate this version into 52 languages.
Wouldn't mind doing this one in other languages
🔥🔥🔥
Amen n Amen namata urinde
Amen
Mazvita
Amen 🙏
Amen
I'm very sua mbuya Mai Tanaka is smiling from up there. Muri chikomborero kune vazhinji as per her teaching. Makazazikisa chido chambuya vangu. How I wish Dai vachi vapenyu but Mwari vakaita kuda kwavo. Thanks to you Doc. Continue to rest in peace Mbuya Mai Tanaka Mudawariwo💔💔💔
Amen and amen. We thank God. You can say that again dear she (mom) would have been proud. God bless you...
Amen powerful
Amen and amen
Sing like Rachel botha
Thank YOU
Blessed thank you so much
Praise the Lord
Reminds me of chapel moments at Murewa High School. Well done 👏💯
Thank you
Same here from the first day in that chapel i fell in love with the song
Wowwww🙏😳😳 This is more than AMAZING
“…..MUKRISITU USANETE….” This took me WAY BACK 👌👌👌😍😍😍 & I didn’t know U pbefore
Thank you. Tokudza Ishe zvikuru.
Amen
🙏🙏
Amen and amen
This is golden ......
Thank you
Well done guys. May God bless you abundantly ❤ I really love this song .
@@TinotendaDzvene Thank you. Be blessed
@@TinotendaDzvene Thank you. Be blessed
@@TinotendaDzvene Thank you. Be blessed
Powerful song
Amen, Thank you.
Powerful
Amen
Beautiful🔥
Thank you
Jehovha anotipa chisepe misi yese. Wat a beautiful song
Amen and amen
Thank you for this
Amen. Amen Theo
Hi Willard what does chisepe mean by the way?
I believe it means Godly love. Should be from the Manyika dialect.
@@wmuzaeni Thanks a lot
Amen
Amen
Powerful song
Thank you