ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
I liked your comments pertaining your departure from Jah P band,,, no fights, no bad talk n it shows maturity. Keep it up baba Harare, makanyanya. Ngachiuye chiNumber chemaCollabo icho
Thumps up 2 JP
Very entertaining guy!!!, he puts the stage on🔥🔥🔥🔥
Kungorumukawo kwaakaitazve. Moda ataure zvakaipa about jah here. Vana Macheso vakabuda from Madzibaba wan.
ndaiziva kuti hoyoo ooooh haangashaiwe
Come on! This is too short mhani. You got this..unochimhanya chinhu ichi. You are good!
Thengyu
Mwana wezhira 👏👏🌻
Baba harare ft blo
Poor journalismMunhu wauri kutaura naye arikupindura neuritis rwamai iwe takarasima nemutauro wevarungu!
aikaka
Next time ingoisai full interview zvigwishu no 👎 ndatenda
Ko chirungu chamainyorera shadaya chirikupi nhai baba harare
I wanted to ask the same 🤣🤣🤣🤣
Chine basa rei??
no PA to speak on behalf of him, chakauya nengarava ichi
Choosing to speak in Shona doesn't mean munhu haagone chirungu....love your own language
Does baba have any english interviews??
Ndakutorega teaching ndakuda kuimba
One chinhu chandaziva cz of this interview, Baba Harare is married and vane Mwana anonzi Nokutenda.
Apa all this time taifunga kuti he is single
matsika mumunda wemateacher
But kuzoshorawo maticha hamusi mazozvinyanya here. Chinonzi humble dzidziswai na ba Sharo.
Chimupfanha ichi chibaba
Iwe msoro bhangu u know most ma artists cant speak english urikutaurirei nechirungu? Chisoro
Ukunditukirei haunyare
@@goodchildgc1392 kunyarei. U couldn’t tell kuti baba harare cant speak english? Y did u continue asking questions in English? Tidzikamire
@@mamahazbaima6732 ita mushe,
Baba harare shaa sorry haugoni ma vocals akadhakwa but i lyk yr push
Kana uchiti baba Harare havagone mavocal ukutiiko uwe bharanzi ?
zvauri loss
He couldn't answer nechirungu
lol anogona chekunyora ku Twitter uko
Anonyorerwa pa Twitter
As Zimbos tinokoshesa chirungu kunge ndicho chinotenga murivo. Ngatiitei pride neVernac
iwe watadza kupedza sentence nechirungu
Haaa zvechirungu izvo tinenge tongotaurawo hedu asi kutaura chirungu hakudyiwi. Uyu Baba Harare nana macheso regai wamboite zvakakosha zvinoraramisa mhuri dzawo. Wechirungu, hazvina mhosva, taurai zvenyu chirungu chenyu,,, chero muchinzwananawo nechirungu ichocho
I liked your comments pertaining your departure from Jah P band,,, no fights, no bad talk n it shows maturity. Keep it up baba Harare, makanyanya. Ngachiuye chiNumber chemaCollabo icho
Thumps up 2 JP
Very entertaining guy!!!, he puts the stage on🔥🔥🔥🔥
Kungorumukawo kwaakaitazve. Moda ataure zvakaipa about jah here. Vana Macheso vakabuda from Madzibaba wan.
ndaiziva kuti hoyoo ooooh haangashaiwe
Come on! This is too short mhani. You got this..unochimhanya chinhu ichi. You are good!
Thengyu
Mwana wezhira 👏👏🌻
Baba harare ft blo
Poor journalism
Munhu wauri kutaura naye arikupindura neuritis rwamai iwe takarasima nemutauro wevarungu!
aikaka
Next time ingoisai full interview zvigwishu no 👎 ndatenda
Ko chirungu chamainyorera shadaya chirikupi nhai baba harare
I wanted to ask the same 🤣🤣🤣🤣
Chine basa rei??
no PA to speak on behalf of him, chakauya nengarava ichi
Choosing to speak in Shona doesn't mean munhu haagone chirungu....love your own language
Does baba have any english interviews??
Ndakutorega teaching ndakuda kuimba
One chinhu chandaziva cz of this interview,
Baba Harare is married and vane Mwana anonzi Nokutenda.