This man so called Pastor Matende anechipo zvimwe ndezvimwe, if you listen to his songs uripanguva yekuda zvedenga you'll surely start to feel the anointing,
Unoziva here kuti vanhu vakadaiii havasiivo vanopiwa chimuti vanenge vachitotarisirwa pasii ne nyaya yekuti vanenge vasinga Shauri zvemafaro or zvinoenderana nezvavanoda vanhu I love this guy❤❤❤
Inini Hangu ndatenda More Life Pastor i wish 1 day ndizombokuwonaiiii ne meso anguuu❤❤❤😢😢😢😢
This man so called Pastor Matende anechipo zvimwe ndezvimwe, if you listen to his songs uripanguva yekuda zvedenga you'll surely start to feel the anointing,
Unoziva here kuti vanhu vakadaiii havasiivo vanopiwa chimuti vanenge vachitotarisirwa pasii ne nyaya yekuti vanenge vasinga Shauri zvemafaro or zvinoenderana nezvavanoda vanhu I love this guy❤❤❤
Hossana ndiyamure 🙏thank you pastor matende
Keep up the good work mufundisi, nyasha dziwanzwe.
Kugona ndokuziwa ini ndiko uku ❤❤❤❤❤
Hossana ndiyamure, thank you man of God. Mwari ngavarambe vachikushandisai, tirikukomborerwa zvakanyanya isu.
Pastor, kuimba kune nduramo. Was very tonight to do my hustle... am into sewing ....my spirit is elevated now. Hossana help me
Kushai shoko vakawanda vamuzive mwari uyu Glory Amen
Amen 🙏 may God take you far man of God
Aewa munogona baba👏👏👏
Amen ❤🎉🎉🎉
Rambai makabata ipapo baba Amen
Amen papa
Amen ndiyamurei
Hossana ndotsitsi dzedenga❤
Glory
Tiyamurei henyu VaMatende!!
Glory to God
Matigonera pastor
❤❤❤ Amazing
Amen
Anointed
Tinotenda, Mwari varambe vachikufambisai mukubata uku baba Matende,nziyo dzamunoimba dzirikutendeutsa marudzi, simba raMwari rirambe richikusimbisai mazuva ose.
Hassan ndiyamureiwo
Hameni munhu waMwari, ndinokomborerwa, chose chamaimba ndotokomborerwa. Shungu dzangu kuti ndimbokuonai, Masvingo takatsigira
Hosanna hosana
Fambaaaaa postora, ndatenda hangu
Gloryyýyy
Nice
Ha mudhara munondipinza mumweya
chibaba ichii
Denga radaira
Amen
Amen
Amen