Tezvara ava vanehutsinye plsssss maita basa mambo wangu mrikugona matongero amuri kuita nyaya iyi 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻mibvunzo yamurikupa tezvara ava inoratidza huchenjeri henuzodzo chairo 🙏🙏🙏🙏
Mambo havasi kuona Kuti munhu arikukonzeresa chimupurisa icho.That man is a big problem between these two families.Even munyaya iyi chief Va failure kuona Kuti he was interfering zvakanyanya sezvinonzi ndiye arikutongwa
These are community courts and reporters if they are true journalists and are aware of the ethics of journalism they would clipout personal details.Smells of unprofessionalism!!!
Umm i agree with you 💯.Nyaya yemunda iyi haisiriyo dambudziko.Nekuda kwekushaya ruzivo nehuchengeri Kuna mambo Havana chavaona.And hapana chavagadzirisa.Ndosaka sabhuku akatadza nyaya iyi coz vaitonga isiriyo.Mambo kumashure shure kwenyaya hake😂😂😂
Tezvara ava vanehutsinye plsssss maita basa mambo wangu mrikugona matongero amuri kuita nyaya iyi 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻mibvunzo yamurikupa tezvara ava inoratidza huchenjeri henuzodzo chairo 🙏🙏🙏🙏
Mupurisa wa mambo ndiye arikurwisanisa vanhu iye asingazive pane muganhu
Atezvara ibenzi chairo Mukwasha uyo ane hunhu hwakanaka.
Ngaparipwe position yakatemwa ndeyekuuraya iyo
Uyo middle man ane problem mambo ngwarirai munhu uyu ndiye arikurwisanisa vanhu nyatsoteererai nekutarisa mangwariro aarikuita arikuziva kt ijere iri naiye arimariari
Baba vakatemwa avo zvavanenge vatori neproblem ye health vakangorezuka rezuka
I think iwewe ndiwe murwere
Labish ndiwe murwere iwe unoziva chii nezve health
For data protection ma phone number ne ID numbers dai maipakata please.
Baba avo varipakati avo kuendesa vanhu kwamambo kuda kubuda pasocial media
Vatezvara vatori muurayi chaiye,honai meso avo atori ebhiya chairo
Mukwasha unofira yekuita mukwasha. Uchitadza kunoReporter
Mambo havasi kuona Kuti munhu arikukonzeresa chimupurisa icho.That man is a big problem between these two families.Even munyaya iyi chief Va failure kuona Kuti he was interfering zvakanyanya sezvinonzi ndiye arikutongwa
Mambo Makope am happy nemutongo wenyu munondigonera 👏
Mupurisa uyo ngaongorerwe mombo anokukanganisai murimsambo vanogona
Uyo mupurisa wamambo anobhowa zvisingaite. Ndiye arikurwisa vanhu vaviri avo.
Mambo dai vadzikisa chimupurisa icho vanhu vanopera kuurayana.
Abusive bigtime mupurisa wamambo!!!Get rid of him!
Haasi wemasvingo uyo kwa chief ndanga kune 83/
These are community courts and reporters if they are true journalists and are aware of the ethics of journalism they would clipout personal details.Smells of unprofessionalism!!!
Personal details dzipi?
They're not professional journalists, they just bought equipment and opened TH-cam channels so they don't have code of ethics.
Mapurisa uyo ummm, imhenganiso
You should hide the personal details apo editor mabhaiza,i can call this guy right now and its not safe
Vakatema nedemo coz vakashaya pfuti 😅😅
Ko mkwasha zvaarikutobatwa nehope mudare
Mkwasha akatorohwa hake nemangemba😂😂😂
Tezvara ndoovaigura maoko evanhu 2008. Ingozi yaainayo kamukuwasha ako karikutemwa futi kobva kanatsokufa kuti fiii
Pama details e munhu munofanira kuita mute 🔇 your mic 🎤 pliz
Nyaya dzekumusha soo ndosaka vachi supporter Zanu brain dzakagwamba
Ko mapurisa vakaregerei kusunga tezvara vakatema mukuwasha ne demo . Dzimwe nyaya hadzidi kutsikwa tsikwa .mutemo ngautevedzwe sezvazviri.
Mukuwasha sorry hako ugere Nemhandu Mhondi chaiyo Tsvagai kumwe kwekugara
Votsvaga kumwe kokugara kupi, iye akazvarirwa mudunhu imomo. Nyakutema ndiye angatodzokera kwake ku Masvingo kwa chief Ndanga .
mapurisa uyo dzungu rakawandisa dzikamai vamupurisa
Mupurisa wa mambo haana kudzikama.
Mukwasha bvuma kuripwa ingozi
Mukuwasha anenge ari right. Uyo wezvindebvu ari pakati paTezvara neMukuwasha munhu akatotengwavo zvake naTezvara avo - haasi right muchinda uyoo
Asi pakutaura mukuwasha nogona hake. I'm even tempted to think kuti mukusha ari right & chero aiva wrong hatizotemi zvedu mukusha; munhu watakadyira mombe dzake! Aiwa; wezhira (wangu uyu) indururani huru pakuvona kwangu.
❤❤❤
Mumwe wangu "MUVITORI" - wezhira chaiye kkkkkkk. Hatidi mukuwasha anodherera; kana tiri kwedu VHITORi uko - tinoti svimbo mugotsi (inokurudzigwa neZANU PF futi) kkkkkkk
Mupurisa uyo muroi chaiye aneside rake raarikutora
Imi isai Mute pama details emhunhu
Officer avo vkaremerws nemhesvamupesvi chaiyo
Chief ndanga ndikule vangu
Ngavaripe chero nhasi chaiyee coz pavairwira dhunduru hanti vaida kurima here vaite mari xaaaa ngavaripe benzi
BT achiri nepain mkwasha uyu
Ko zvavayida kuuraya mukuwasha tezvara imhondi
Mupurisa uri muroi
Masvingo iyoyo we don't give a fuck we fuck a fuck.. Well done home boi dai wakatsemura musoro napakati
Zvakaoma ngozi inongoenda kumba kwavo not kwenyu
@@tsungaimukarati9737
Hakuna dzinza risina ngozi pasi pezuva kunyepa ikko.. Saka hazvityisi izvo...
Tezvara benzi
Yezvara ndi Ekedi Parr 2
Hapana chipangamazano chakadai. Ropa rinodiridza chibahwe mushangure? (Makope 2024)
Katezvara kacho ngakafarire kugeza 🙄
Mambooo kumashure kwenyaya iyi tezvara ava ndovakasungisa futi mkwasha uyu akaenda kujeri 2 yrs xaaaa
Umm i agree with you 💯.Nyaya yemunda iyi haisiriyo dambudziko.Nekuda kwekushaya ruzivo nehuchengeri Kuna mambo Havana chavaona.And hapana chavagadzirisa.Ndosaka sabhuku akatadza nyaya iyi coz vaitonga isiriyo.Mambo kumashure shure kwenyaya hake😂😂😂
Aiwa kujeri akaendera yekuda kuroora underage. Zvewaakapomerwa natezvara haan kupika uyu
Ehe aimusingisirei ne nhema
Ko murikuitana sei nhaimi vanhu veZANU? Hadzisi ngozi here idzi dzamaiponda vamwe 2008 idzi
Flue yakarova kwese kwese
Ndoona matare edu echibhoyi aya zvatova zvema profit kuti wese apinda mudare anofana kutosiya something
Chimupurisa icho chinehudyire,haana kana basa, biased
Attempted murder ka iyi police hero basa
Tokumbirawo mudzime ID number ne phone number dzevanhu kuti vave safe maonero angu 🤷♂️🤷♂️🤷♂️