Part 2: Ndaida Kutema Amwene Nebadza Nekuda Kwehuroyi: Sekuru Tasvu Vochenesa Muroyi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 28 ก.ย. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849 ‪@SekuruTasvuOfficials‬ ‪@sekurukanengotv‬ ‪@Karanganda‬ ‪@HeadmanChigodora‬

ความคิดเห็น • 110

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 6 หลายเดือนก่อน +10

    Mukoma Riboos vanoda vanhu vanoramba ava vanobvuma hwani nahwani vanobva vapera strong 😂😂😂😂moms ndi drama queen shuwa hautsamwi pakadai zvekuti muroyi zviye unokasira kuvaregerera nenyambo dzavo

    • @emilymushukuto781
      @emilymushukuto781 6 หลายเดือนก่อน

      Hanzi kana usati waroyiwa rinenge riri drama kwauri asi ukaroiwa hawu unobvuma kuti ichokwadi

  • @corbanmadzivanyika6859
    @corbanmadzivanyika6859 6 หลายเดือนก่อน +1

    Real stuff,keep it up Sekuru Tasvu and mkoma Robert

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so 6 หลายเดือนก่อน +6

    Chinondishamisa varoyi so zvamunoita kana mabatwa moti surrender asi kana musina kubatwa munenge muchingoroya chete

    • @abigailcharakupa8490
      @abigailcharakupa8490 6 หลายเดือนก่อน +1

      Can you imagine zvakaoma, vanorwadzisa vanhu ava

  • @albertnduru1846
    @albertnduru1846 6 หลายเดือนก่อน +3

    Mwari regererai mai avo mabvuma

  • @giftndawana
    @giftndawana 5 หลายเดือนก่อน +1

    Varoi vakaoma kupengesa handsome uyo umm ma1

  • @RumbidzaiGonoremvuu
    @RumbidzaiGonoremvuu 6 หลายเดือนก่อน +2

    Tanga takusuwai sekuru nenyaya

  • @MathiasSitholeTrojan
    @MathiasSitholeTrojan 6 หลายเดือนก่อน

    😢thanks sekuru tasvu

  • @Miriam-w6p
    @Miriam-w6p 6 หลายเดือนก่อน

    Zbakaoma shuwa kutema amai nenyaya yehuroyi hr Mwari pindirai nyika yakuenda kumawere

  • @rosemarymunyukwi2479
    @rosemarymunyukwi2479 6 หลายเดือนก่อน

    Gogo gogo chokwadi Mwari vakuregerereyi

  • @shakundrazhantel
    @shakundrazhantel 6 หลายเดือนก่อน +1

    Nhaimi varoyi sei muchigarisa zvikwambo muhembe ,

  • @criselchikore1995
    @criselchikore1995 6 หลายเดือนก่อน +5

    Mbuya Alice vakasununguka asi kushandiswa nemweya yetsvina. Unotoramba kuti vanoroya

  • @VimbisoZimuto
    @VimbisoZimuto 6 หลายเดือนก่อน +1

    Gagadurwa kwai chemanyawi

  • @darlingtonmusiyiwa4137
    @darlingtonmusiyiwa4137 5 หลายเดือนก่อน

    Kana Sekuru Tasvu vasisauye pano tizivisei tibve hedu pano

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 6 หลายเดือนก่อน

    Sekuru Tasvu tinotenda zvanyanya nekupisa vana Thulabhechulude

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @TrishyMutovoni
    @TrishyMutovoni 6 หลายเดือนก่อน

    Rega zvakanzi Zaka rinopisa kugagadurwa achirumwa😂

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 6 หลายเดือนก่อน

    Daf should keep quiet he’s boring the questioning

  • @cerinabadza6076
    @cerinabadza6076 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 kuseka nhamo serugare ruoko rwemwana hr angazorore hr pakadai hr mwana

  • @WellingtonMufute
    @WellingtonMufute 6 หลายเดือนก่อน

    😅

  • @EvelynKambezo-sr8rd
    @EvelynKambezo-sr8rd 6 หลายเดือนก่อน

    Ingovapai zvekuti vakamuka futi varume pasi

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 4 หลายเดือนก่อน

    Zaka rinopisa😂

  • @brianmusendami6110
    @brianmusendami6110 6 หลายเดือนก่อน

    hupfu hwakunetsa chibage hakuna

  • @ChristineBamhamire
    @ChristineBamhamire 6 หลายเดือนก่อน

    Ummmm zvinozwisa tsitsi

  • @elinahSibanda
    @elinahSibanda 6 หลายเดือนก่อน

    Ndinokumbira number dzaTafumaneyi anayo inbox me ndinokumbira vo

  • @EvelynKambezo-sr8rd
    @EvelynKambezo-sr8rd 6 หลายเดือนก่อน +3

    Uuuu Vana inzwai Mai avo kuroya Vana vavo .so kune vamwe vanotorambira Mai vavo Kuti varoi nokuti zvavo zvinenge zvichifamba

  • @SandraMnatswa
    @SandraMnatswa 5 หลายเดือนก่อน

    😂,ha alice ma1 uyu kkkk

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 6 หลายเดือนก่อน +2

    Ko chioko mukoma Robert ruoko rwasara

  • @chelseaganda3629
    @chelseaganda3629 6 หลายเดือนก่อน +2

    Zvinhu zvasekuru tasvu zvese zvinongobatwa muhembe 😂😂😂😂

  • @JoyceMafukidze-u1l
    @JoyceMafukidze-u1l 6 หลายเดือนก่อน +2

    Gogo avo njere dzavo handifungi kt dziri ryt. Vanoita kunge zvavaita kunge zvaive zvakanaka

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 6 หลายเดือนก่อน +2

    So ruvoko rwemwana wa moms avo why rwasiiwa handiti mukuona manje😢😢😢😢😢😢😢😢😢

    • @MavhimaMugova
      @MavhimaMugova 6 หลายเดือนก่อน +1

      Shuwa rwasiiwa but rwatova useless nokuti mishonga yavatemerwa mumusoro haichavabvumidzi kuti varoye . Kana vakangoda kudzokera kumabasa okuroya vanofa .

  • @tanakamhike2313
    @tanakamhike2313 5 หลายเดือนก่อน

    hamus kuona kuti ndezvekunyepa here izvi vabvunzwa kuti mabvepi time time vakut mukomana makamusiya kwe 5 days chii chakadaro 🚮

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 6 หลายเดือนก่อน +1

    Hanzi zvinozviita zvoga totomuka .(automatic system) zvakare hanzi godobori ndiro zita rechidhoma kkkkkkkkkkkkkk zita rokurasisa .

  • @cdeChirasa
    @cdeChirasa 5 หลายเดือนก่อน

    Mweya here wakaipa unovashandisa why vachichitya chinhu chacho

  • @freechipom
    @freechipom 6 หลายเดือนก่อน +1

    mbuya va Alice vanosekesa plus munhu akasungunuka first time yekuona muroi anobvuma mabasa ake akaipa achida kuchena

  • @AxcilliaChandipwisa
    @AxcilliaChandipwisa 5 หลายเดือนก่อน

    Chinonetsa kana muroyi asati afumurwa haatauri

  • @SarahMungana
    @SarahMungana 5 หลายเดือนก่อน

    Estimate mai ava ndevekumaraini kwedu haaa

  • @YvonneYvonne-ig6lm
    @YvonneYvonne-ig6lm 6 หลายเดือนก่อน

    Gagadu

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 5 หลายเดือนก่อน

    Dhudha anomhanyira mberi

  • @TafadzwaMaparanyanga
    @TafadzwaMaparanyanga 5 หลายเดือนก่อน

    Ummmm zvakaoma weduweee

  • @SylviaHove-v4g
    @SylviaHove-v4g 5 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😅😅😅zvogwadza

  • @Maisibongile
    @Maisibongile 6 หลายเดือนก่อน +1

    Fumurai vese gogo nyika ichene

  • @hazelmutemeri7646
    @hazelmutemeri7646 6 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkkk kutoseka nhamo serugare

  • @joedzepasi6778
    @joedzepasi6778 6 หลายเดือนก่อน +4

    Mkoma Robert please can you find out for us, why do these people bring bags with other stuff and not just the goblins or whatever they use for witchcraft when coming to surrender

    • @mugopower21
      @mugopower21 6 หลายเดือนก่อน +1

      Good question, I always wonder as well. Hope you will get answered.

    • @haisonmuzungu753
      @haisonmuzungu753 6 หลายเดือนก่อน

      Im also puzzled, ndipo pandozogaira kuti pamwe iZheti iri

    • @mateboby-mq3kh
      @mateboby-mq3kh 5 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂zvotiza zvinhu izvi guys ,,or kutsamwa,,,besides zvoda kugara panodziya ,,,,i dont know how to explain esp kuvanhu vasina kumboshanda nemaspirits ,,ey are so many reasons

    • @mugopower21
      @mugopower21 5 หลายเดือนก่อน

      @@mateboby-mq3kh Okay thanks, but varikuzviita ngavazvidairire tidzidzewo zvatisingazivi.

    • @calistomunditi7960
      @calistomunditi7960 5 หลายเดือนก่อน

      Unouya uchibata iwewe

  • @lettiemashaba
    @lettiemashaba 6 หลายเดือนก่อน

    Halaala Sekuru You are the best my President ❤❤❤from SA.

  • @TauraiMutasa-pc4pd
    @TauraiMutasa-pc4pd 6 หลายเดือนก่อน +5

    Looks more like acting drama to seek fame.

    • @soko-b3l
      @soko-b3l 6 หลายเดือนก่อน +1

      How???

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 6 หลายเดือนก่อน +1

      Why do you say so

    • @papafatso1761
      @papafatso1761 6 หลายเดือนก่อน +8

      Hamusati masangana nedambudziko plus maenda pa wrong platform coz you don't believe African science. Witchcraft.

    • @soko-b3l
      @soko-b3l 6 หลายเดือนก่อน +7

      @@papafatso1761 kazhinji munhu akadaro anoti hakuna huroi ziva kuti ndiye muroi mukuru or akatoroiwa to the lastest

    • @SereneChronicles.
      @SereneChronicles. 6 หลายเดือนก่อน

      Wakatoroiwa especially kana Mutass uko kune varoi hobhooo

  • @raymondnyasango-oy6uv
    @raymondnyasango-oy6uv 6 หลายเดือนก่อน

    Ukaona usingatende zvirikuitwa hausati wambosangana nedambudziko

  • @VimbisoZimuto
    @VimbisoZimuto 6 หลายเดือนก่อน +1

    Drama kuna gogo

    • @talenttsuruseni862
      @talenttsuruseni862 6 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂 ndaoma nekuseka

  • @lazieharsh
    @lazieharsh 6 หลายเดือนก่อน

    Vanofarira zondo, panyama yemunhu. Dai vabvunza kuti rinoita seremombe here zvese nekunonoka kuibva plus kuita soup inotsvedza nekugwamba kkkkkkkk kuseka nhamo serugare

  • @MaryChigwende
    @MaryChigwende 5 หลายเดือนก่อน

    😂mazviona sei sekuru mashamisika hadzi chodzi Godobori😂

  • @MelodyNyuni
    @MelodyNyuni 6 หลายเดือนก่อน

    Mbuya Ava ishuwa kt vanoroya ndogara pedo navo vamwe vatotaurwa ndimbuya vangu

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 6 หลายเดือนก่อน

    Varoi veduwee apa munotoda kuchenhetwa nevana asi muchivashungurudza kudaro

  • @codzaherbert7872
    @codzaherbert7872 5 หลายเดือนก่อน

    Painful indeed...😢

  • @WillyNdhlovu-zf6nu
    @WillyNdhlovu-zf6nu 6 หลายเดือนก่อน

    Sekuru muri kugona zvisingaite chenesai nyika uroyi wakanyisa... Varoyi vakanetsa ngavatemewe chaiko

  • @KingUrban-vd6jb
    @KingUrban-vd6jb 6 หลายเดือนก่อน

    Sekuru munebasa kuita kufemeruka chokwadi vanhu musaite so

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 5 หลายเดือนก่อน

    Pari kuseka mbya awa ndri kunzwa hasha

  • @KingUrban-vd6jb
    @KingUrban-vd6jb 6 หลายเดือนก่อน

    Nyaya yekudya vanhu varoi soka Robert wafa nekuseka

  • @sashamoyo9779
    @sashamoyo9779 6 หลายเดือนก่อน

    roying tekinorogy ... godobori chaipedza ma sports

  • @AliceMambadzo
    @AliceMambadzo 5 หลายเดือนก่อน

    I Mariko yekupinda mudare sekuru

  • @MoilarDube-r4k
    @MoilarDube-r4k 6 หลายเดือนก่อน

    God Bless you uncle Tasvu mukugadzirisa Nyika

  • @tseletshuma8451
    @tseletshuma8451 6 หลายเดือนก่อน

    Mbuya varamba kwanz handichazvidi zvikwambo

  • @TapiwanasheMoyo-u2z
    @TapiwanasheMoyo-u2z 6 หลายเดือนก่อน

    Yaa,nditoripowo pasekuru .varoyi vakaoma

  • @mabasamushandi6536
    @mabasamushandi6536 6 หลายเดือนก่อน

    endai kune vemweya Mufana haana kuuraya

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 6 หลายเดือนก่อน

    Bag kunamwa

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 6 หลายเดือนก่อน

    Kkkkk

  • @EvelynKambezo-sr8rd
    @EvelynKambezo-sr8rd 6 หลายเดือนก่อน

    Yooo kuchema kunge gonzo kudaro

  • @elinahSibanda
    @elinahSibanda 6 หลายเดือนก่อน

    Murisei vadikani

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 6 หลายเดือนก่อน

    Vanhu ngavabatwe vese tatambura

  • @VimbisoZimuto
    @VimbisoZimuto 6 หลายเดือนก่อน

    O kuzotiza maigara nazvo cei

  • @Chinemukutu
    @Chinemukutu 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂 kugagadurwa nemazino

  • @AuxiliaMubayi
    @AuxiliaMubayi 6 หลายเดือนก่อน

    Ndevekumba kwedu maivava arikutotsvangwa nemasahwira avo kujerera izvozvi

  • @TapiwanasheMoyo-u2z
    @TapiwanasheMoyo-u2z 6 หลายเดือนก่อน

    Sekuru ruoko. Rwasara

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 6 หลายเดือนก่อน

    Ummm hatikurudziri kuurayana

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 6 หลายเดือนก่อน

    Makanganwa zvinhu

  • @talenttsuruseni862
    @talenttsuruseni862 6 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk zvakaoma

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 6 หลายเดือนก่อน +1

    Ukaona munhu asina dambudziko ndiye anokwanisa kutaura zvisina basa kutadza kuona basa hombe ririkuitwa nasekuru tasvu

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 6 หลายเดือนก่อน

    Mbuya iyo inoda kurohwa

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 6 หลายเดือนก่อน +2

    Dai vasina kutaura zveruvoko Tasvu ange asina kutozviona handiti mukuona kuti vanhu varikusiiwa nezvinhu zvavo😢😢😢😢

    • @albertnduru1846
      @albertnduru1846 6 หลายเดือนก่อน +1

      Saka murikuonerei kana iri fake

    • @brianmusendami6110
      @brianmusendami6110 6 หลายเดือนก่อน

      kkkkkkkkk

    • @Hamunyari-f9x
      @Hamunyari-f9x 6 หลายเดือนก่อน

      Taura hako ipapo ​@@albertnduru1846

    • @papafatso1761
      @papafatso1761 6 หลายเดือนก่อน

      Zvinenge zvakabatana pachinhu 1, engine Ine mapiston marings, same system. 😂😂😂

    • @blessingmashandureblessing9650
      @blessingmashandureblessing9650 6 หลายเดือนก่อน

      @@papafatso1761 kkkkk kkkkkk kkkkkk hazviko kkkkkkk