@@Dallaboyz224 😂😂 ehe. Ah. Nhai. Ngaarorwe nevane vana vavawo mese moita vana. Siya vasina vana vaitewo vavo vana nevasina vana. Handiti iye paakasanganikwa naye akanga asina mwana. Vari vaviri kudaro neumwewo akanga asina mwana kana vana bvavagadzira mwana. Saka siyawo vasina vasangane, voitawo panyowani ka1 kutanga muzero kuti zero
these are real issues that are happening.Most women just expect you to takeover with no questions answered.I respect women who won't allow their bitterness/fallout affect the relationship between father and child.The real father should be given opportunity yekuchengeta mwana or else voenda ku maintenance court.This issue of just burdening the stepfather must stop
Kana ukavatendera kuti vatonge mhuri yako. Your family is your kids and your wife. Ana mukoma sisi vabereki or any others are strangers to your relationship.
Mmm we love your new work zvekuti
Kkkkkk saka makutoenda musina bhutsu here 😂😂 munondinakidza comic pastor
Oooh mari😂
Kana mada munhu ane mwana idai nemwana vacho makaroorera family here
lol. You sound like une mwana ende ukutodawo kuroorwa nemunhu asinawo mwana
@@storeroom1503😂😂wazvinzwaoka..kastatement kari strong kane kakurwadziwa
@@Dallaboyz224 😂😂 ehe. Ah. Nhai. Ngaarorwe nevane vana vavawo mese moita vana. Siya vasina vana vaitewo vavo vana nevasina vana. Handiti iye paakasanganikwa naye akanga asina mwana. Vari vaviri kudaro neumwewo akanga asina mwana kana vana bvavagadzira mwana. Saka siyawo vasina vasangane, voitawo panyowani ka1 kutanga muzero kuti zero
Saka ingonotsvaka asina mwana anodiwa nefamily😂😂
manje zita rekuti jnr iro ndinobva ndafunga kuti im calling your EX...lol
😂😂😂😂😂😂
Ooo mari😂😂
these are real issues that are happening.Most women just expect you to takeover with no questions answered.I respect women who won't allow their bitterness/fallout affect the relationship between father and child.The real father should be given opportunity yekuchengeta mwana or else voenda ku maintenance court.This issue of just burdening the stepfather must stop
well issue iyi inotonetsa... inotoda newewe uchitonetsa kut kumhuri vakusiye .... bt ukazoita problem nemunhu wako waunenge warwira hatiuyeko !!!
Ndiwe here Mudiwa Janet😂😂😂
Oooh mari😂😂😂😂😂😂
Ooh mari watsamwa ko shangu dziripi 🤣🤣🤣
Keep it up Comic 3rd Apo Ka Apo
Panze apo ❤
Ko gamu wakamuramba here
Kkkkkk ayewa machinja mood yemunhu shuwa
Family inebasarei
Ko manoona bby musina boots
Watsamwa oo mari 😂😂
Comic imbodzekerai kuactr nana gonyeti pliz ndakusueai
mumafamily umo murikupireiko vnhu pressure kudaro😂
Aiwazve ungatoita pressure yekuchengeta mwana weumwe murume akutoEnjoyer achitoti ndine mwana kusango ndaroora iwe not Gora rako
Munhu wako wamira naye futi otanga kukuita rough
Mafamily ibasa
Kana ukavatendera kuti vatonge mhuri yako. Your family is your kids and your wife. Ana mukoma sisi vabereki or any others are strangers to your relationship.
OOO Mari😂😂😂
First kaa
😂😂😂😂😂😂 oo mari
Stale mate kkkkkkk
O'mari
ooo mari kkkkkk
😁😁😁
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂