These inmates are liars believe them at ur own risk.State case documents tinawo they change the narrative and claim innocence wen they are actually not…They take advantage bcz vanenge vakunzwisa tsitsi also apana the witnesses,investigation officer,prosecutor,judge,lawyers vese apana only him and his word.
But bro, you were given a grace period of time to bring your young bro to prove that you bought the vehicle from him, but you didn't. Its easly tells that you are the one who stole the car.
Mbavha iyi, totally different story from what he said @Kumakomoyo TV. Unless ane problem yepfungwa or something
Yuwiiiiii😂😂😂😂😂😂. Music will kill us one day.
Jizasi kiraisti dhindindi😂😂😂😂
This person was given 4 years grace period to bring his so called young brother as the seller but he failed to abide
Jah prayzah lite 😂😂
Uchigara nemu nngina wako waunoziva kuti haana mota obva akutengesera mota. iwe
Anogona kuimba muchinda uyu
Njanja express, mwana waamai Cecilia
😂😂😂😂zvakaoma dzokera hako unoita zvechigweja kana wabuda ndochii ichocho chaurikuita yoo
😂😂😂 aaaa music haibo
Presenter u are fired hako ukutadza basa
Ummm unogona mudhara uya paita hapo guitar
Gindindiiiiii
hapana chatirikunzwa zvamurikuimba
These inmates are liars believe them at ur own risk.State case documents tinawo they change the narrative and claim innocence wen they are actually not…They take advantage bcz vanenge vakunzwisa tsitsi also apana the witnesses,investigation officer,prosecutor,judge,lawyers vese apana only him and his word.
Dzikama iwe
Introduce the program ichitanga thus my 1st time here be professional
Ko hauskuona zvakanyorwa ere ipapo
An innocent face
Uummm hayiyaaa😂
Zvorema Veduwee
Zvekuimba hazvisi zvavo blaz avo dai vaedza zvimwe😂😂😂 hwani way dhindindii chii chako
Ndabatikana
Munhu anogona kuimba uyu. Akapihwa zvikwanisiro anoimba uyu kkkkkkkk
Vanogonesa yooo
Vanenge vachiziva kuti yakabiwa vanhu ivava kunyepa uku 😃😃
Poor sound quality
ukunyepa
The quality is good but the volume is very low😢
Tsvagai zvimwe kwete music
Saka munhu wese ari kujeri ave kungoita zvekuimba
Kkkkkkk wazhinji wacho
@@evelynmposha3901 zvakaoma
Kuimba hakudi mari
Ummmm this guy ane mhosva, 2 different interviews with 2 different stories
true kunyepa chaiko
Vasungwa vazhinji want to be musicians, why.
😂😂😂 mheno akavaudza kuti kuimba kunobhadhara
😂😂😂😂😂😂
But bro, you were given a grace period of time to bring your young bro to prove that you bought the vehicle from him, but you didn't. Its easly tells that you are the one who stole the car.