I've been saying this for the longest kuti masowe haaneyi naMwari. How can light have any agreement with darkness? Why do you think kuti vanorbidza vanhu kuverenga Bible? This has nothing to do with Jesus Christ/ God. This is satanism
@@menoverse your brains are not working well. Saka maMoslems haanamate here? Religions are different just believe in your religion and never look down upon others
Imagine kana midzimu yacho ichikwanisa kucontrolla zvinoreva kut its of no good. Ndosaka ndichiona kuti kuzvinamatira kurinani, unoenda kumachurch seeking spiritual help then wakurombeswa fut... Mwari varikuona zvavo kuchachemwa kana nguva yakwana
hanzi ndine chipo.. Aiwa chipo chacho ngachindipfuure.. These are just demons using humans to destroy each other. You have no gift, you have demonic spirits which must be crushed in Jesus' name
I've been saying this for the longest kuti masowe haaneyi naMwari. How can light have any agreement with darkness? Why do you think kuti vanorambidza vanhu kuverenga Bible? This has nothing to do with Jesus Christ/ God. This is satanism
Yoooo pakaipa kuuraya munhu nekudakwemari muchaidya nemuseredzero mari iyoyo😢😢😢
Kudenga kuchatsva mbiti 😅
Michazvirega zvema profitable enyul ayaaa heyaaa...ko ney musingachi n'anga nhaimi 😢
1. Most maporofita varoi cos muroi anowona future like a prophet. Newe uchinyanya
Tichazvirega zvekuenda kunobatsirwa né vamwe nkt unogona kusara woenda wakatorongerwa kare yhooo munhu haapererwe kna tikazogara.
❤Morning bro Nash n family
Zvinorwadza mhani KO imboudza hama dzako chokwadi mudzimu hautengwi
Morning vedare namukoma nashy
Ndosaka Jehovah vachitirambidza kuenda kunobatsirwa navanhu ava
1st confession azvipere mushe, chisi achieri musi wacharimwa. Zvichabuda chete amusi Mwari, and n’anga aizvirape
Very true n'nga hayizvi rapi ndiyo part yava kanganwa kuzo funga 😂
Akatorombeswawo.
Mamukasei mkoma Nashy hatisati taswera❤
Mamuka sei
Mamukasei mukoma Nashy
Vanu regayi zvema postori vanoroya tirikudziona nyaya dzavo
I've been saying this for the longest kuti masowe haaneyi naMwari. How can light have any agreement with darkness? Why do you think kuti vanorbidza vanhu kuverenga Bible? This has nothing to do with Jesus Christ/ God. This is satanism
@@menoverseimagine
@@menoverse your brains are not working well. Saka maMoslems haanamate here? Religions are different just believe in your religion and never look down upon others
@@menoversesatanism zvayakazara kune vanoverenga mabible wani
Yooo zvanyika yaoma toponerepi kumasowe takubirwa
Kkkkk, midzimu yacho inoControlwa nevanhu???? 😂😂😂
Imagine
Midzimu yacho haina dhiri
Inga zvakaoma shuwa
Imagine kana midzimu yacho ichikwanisa kucontrolla zvinoreva kut its of no good. Ndosaka ndichiona kuti kuzvinamatira kurinani, unoenda kumachurch seeking spiritual help then wakurombeswa fut... Mwari varikuona zvavo kuchachemwa kana nguva yakwana
Zvakaoma shuwa 🙌🙌🙌
Vanhu tongoitirana hutsinye shem mmmmm zvakaoma
Uuumm zvakaoma
Iyaaa nyika yaipa
I hope hama dzasisi dzirikuzvinzwawo
Yuwi
Ummm zvino kana zvazopanduka zvekuba mudzimu izvo muchaita sei😢
Mwari ndibatsirei ndigone kuzvinamatira ndega ini masowe ndakagara handivanzwisise
Kana mazogara muupenyu zivai kumasowe kune varoyi kunyanya vaprofita kupfeka magement Machena zvenhema
Zivai kuti n'anga dzakaendawo kumasowe uku. Kunr vanotonamata chaiko koitawo n'anga dzinopfekawo magemenzi
Team riri kuSouth Africa muchatipedza shuwa.
Pressure ndiyo inodaro location haina basa kana muno muZim muri kuitwa mashura mari dzatiri kuchiva idzi hatizivi kti dzirikubvepi
Yeah pakaipa
hmm hatichatruste maporofita mazhinji cz akaromba mazhinji achona
Zvichakupandukira one day unofunga kut mudzimu iwoyo wakapusa nai
hanzi ndine chipo.. Aiwa chipo chacho ngachindipfuure.. These are just demons using humans to destroy each other. You have no gift, you have demonic spirits which must be crushed in Jesus' name
Umm zvakaoma
1 conf : saka mayinamata kunani???
2 conf : uhm you evil wangu
Morning mukoma
Maporifita afanana nenganga dzacho, kurapa nekuuraya they can't be trusted at all
Morning
Not all masowe anoita izvozvo no plus people learn to pray alone
Zvino tichatizirepi🙅🙅
Kuna mwari chete
KunaJesu Ishe Tenzi
Your maker. The LORD Jesus Christ. Kana Peter akabvunza kuti "to whom shall we go? You give eternal life"
I've been saying this for the longest kuti masowe haaneyi naMwari. How can light have any agreement with darkness? Why do you think kuti vanorambidza vanhu kuverenga Bible? This has nothing to do with Jesus Christ/ God. This is satanism
Zvemadzibaba madzimai it's a big No for me tsime rinobuda mvura inovava ringa buda sei mvura yakanaka, mweya wa satan