Amen 🙏 Chaplain Phiri I also said those words each time a plane flies above my house I will say "iwe ndichakukwira chete" and it happened shungu dzakatopera. Thank you Jesus Christ 🙏
Chaplin Phiri munondisimudzira Mweya wangu thank you ma'am. You have boosted my faith, my strength and my confidence. Even me myslf l cant believe that its me with all that confidence. Thank you keep on spreading the word ma'am . So that you fish more men. You are a fisher of men. Amen
I'm blessed with your teachings Chaplin it is well with my soul. Where do I get your book lm in joburg . If you open your office here in SA may l work for you Amen
Eph 4:11 And he gave some, apostles; and some, prophets; and some, evangelists; and some, pastors and teachers; Eph 4:12 For the perfecting of the saints, for the work of the ministry, for the edifying of the body of Christ:
imi mondiudza kuti vanhu vese anotenda mapositori here ,itai serous mai phiri ,in english zvinoreva an apostle ,so mondiudza kuti mose imi you are apostles kkkkkk 1Co 12:28 And God hath set some in the church, first apostles, secondarily prophets, thirdly teachers, after that miracles, then gifts of healings, helps, governments, diversities of tongues. 1Co 12:29 Are all apostles? are all prophets? are all teachers? are all workers of miracles? 1Co 12:30 Have all the gifts of healing? do all speak with tongues? do all interpret? 1Co 12:31 But covet earnestly the best gifts: and yet shew I unto you a more excellent way.
KKKK verengai bible vanaMAI nanaBABA musanyeperwa Rev 19:10 And I fell at his feet to worship him. And he said unto me, See thou do it not: I am thy fellowservant, and of thy brethren that have the testimony of Jesus: worship God: for the testimony of Jesus is the spirit of prophecy.munhu ahuporofiti zvehupenyu hwakeo hakuna zvakadero
moshonyorora magwaro amai ,verse 4 yacorinthians yamavhura iyo inoda kuverengwa ichidzira .matambudziko ese ataurwa naPAUL akauya nekuda kwekuparidza vhangeri kwete nekutvaka zvapanyika ino.kana uchitambidzika nekuda kwazvenyika ino hamisisrimi muri kurehwa henyu Col 3:2 Set your affection on things above, not on things on the earth
Amen 🙏 Chaplain Phiri I also said those words each time a plane flies above my house I will say "iwe ndichakukwira chete" and it happened shungu dzakatopera. Thank you Jesus Christ 🙏
Chaplin Phiri munondisimudzira Mweya wangu thank you ma'am. You have boosted my faith, my strength and my confidence. Even me myslf l cant believe that its me with all that confidence. Thank you keep on spreading the word ma'am . So that you fish more men. You are a fisher of men. Amen
Mwari ngavarambe vachikushandisai nenzira yepamuso munotigonera Mwari ngakuitirevo zvakanaka ❤❤
From a house girl to a star a legend kuita kwamwari great woman of God a very big powerful preacher
Munoimudza mwoyo wangu chapie 💞💞💯
Mwari kana ini handisi ndoga ndodawo mwari pindurai munamato wangu amen 🙏 🙌 👏 ❤ 😊
This is powerful mom God bless you
When l grow up l want to be like you Chaplain Phiri ....munondikomborera mother ur sermons always uplift me Kana ndakadumbirwa ...God bless you.
Indeed he is a man that he should lie ...when he says YES nobody can say NO.
I also
Phophecy to your Life thank u Chaplain God bless u 🙏🙏
Amen and Amen Chaplin mabasa ako akanaka anonditeera..ndatenda nechipo chokusimbiswa pabasa rangu...
Pakataurwa shoko rechokwadii thank you for teaching our kids
Amen you are the best
My Legend my star
Pazvinondiomera munondisimudzira Chaplin...
Chaplain you are God gifted,may you continue to spread the good news
Thank you that was a powerful message
mazviita chaplain👏👏
Maktendeka mwari
God bless you now and forever
Amen amai God continue to bless u
Amen n amen, thanks Chaplin for your sermons, I feel so much blessed
Mwari vanoona moyo chokwadi. UNCOMPROMISED FAITH. Thank you mommy. Ndinoshuvira kusangana nemi mama.
You inspire me Chaplin, rambai muchishandiswa naMwari
Chaplin Phiri evhangari ngariende mberi satan abhowekana
Pastor, you are a mighty warrior.We need more pastors like you.We are living in a very cruel world mavekutoda nyasha.
What a powerful woman
May the Lord bless this amazing woman, she uplifts me with her sermons.Be blessed Pastor Phiri.
God bless you mhamha Keep on preaching the true and undiluted gospel .KEEP UP the good work
Amen .your preachings have changed my life
Neniwo ufunge
Powerful woman of God always looking forward to your sermons
Glory be to God 🙏
amen mharidzo yenyu inondisimudzimura muupenyu hwangu
Amen shoko iri rinosimudzira. I am in love vhangeri ngariende mberi 🙏🙏🙏🙏🙏❤❤❤
Munondiitira zvakanaka munhu waMwari, May God bless
Amen ndakomborerwa
I love this Woman of God❤️❤️♥️Word🙏🙏thank you.
Vibe yenyu inondipedza muranda washe.i love you
powerful powerful....Mwqri vekudenga vakuitirei zvakanaka
Ndimwari vanosimudza asikana
Munondisimudzira moyo wangu amai. Amen Amen kushoko
Powerful.
Mighty Woman of God ,you bless my soul ...
Undiluted gospel God bless u
Amen pastor God bless you
Powerful sermon. Amen Chaplin!!!
Munondigonera Chaplain
siyabonga Jesu ngempilo kamamalo kuningi asekushintshile empilweni yam.ukwesaba ebengilakho ekwenzeni umsebenzi weNkosi.
Ndafara chokwadi pamataura zvendege apa ndini umwewacho ipapo Mwari anosimudzira pakashoreka
ndamerera after ndanzwa story and testimony ya Simba, He is surely not a mab he should lie.Mwari havakuusiiyei makadaro mama vangu.
munondikomborera pamunoimba he is not a man that he should lie God bless you
Munondisimudzira haaa bhora mberi amen amen
Yes Lord... vhangeri mberi Chaplain
A true testmon
Powerful word
amen mhamha munondikomborera
Ndadzidza kuti kutendeka kwakanaka panyanyaya yesimba apo
She can sing
I love you women of God.. Mwari varambe vachikushandisai
Vry smart chaplain
Amem we are live all evil things
Vanhu vanoisa maDislike vanombonyanyodei mulife yavo chaizvo?
You can say that again braa
Ndizvo zvinoita Satan zvinoda munhu haungazvitevedze hama
Varoyi
I hev no clue...
Vanin'ina vasatan.,ko munoti Satan angafara here vanhu vachiponeswa.
I really needed to hear this...nekut ndakastrokeswa asi vhangeri ndakuendesa mberi...the devil u r a liar
Powerfull
munondikomborera woman of God
He is not a man that he should lie . Munondigonera mama
Thank you God for this vessel!!!!!
Mighty Woman of God
Love u Chaplin piri u bless me
Pfuurirai mberi mufundisi nebasaraShe
God is not a man that He should lie
Thank you mum
Love you chaplain Phiri
Mhamha makazodzwa henyuu.
I'm blessed with your teachings Chaplin it is well with my soul. Where do I get your book lm in joburg . If you open your office here in SA may l work for you Amen
Eph 4:11 And he gave some, apostles; and some, prophets; and some, evangelists; and some, pastors and teachers;
Eph 4:12 For the perfecting of the saints, for the work of the ministry, for the edifying of the body of Christ:
Ndinoitirwa zvakanaka neshoko rachaplain phiri
mai vangu :)
Chaplin munondikomborera
First to be here remember me Lord
Let God grant you the wishes your heart
Lord bless me
Amen
Amen
Mazvita henyu,shoko renyu rinondisimudzira,mouya rinhi ku Victoria Falls
Mharidzo yenyu amai inondisimbisa muupenyu hwangu
Ndisumudzirei mwari.Satan abhowekane
imi mondiudza kuti vanhu vese anotenda mapositori here ,itai serous mai phiri ,in english zvinoreva an apostle ,so mondiudza kuti mose imi you are apostles kkkkkk 1Co 12:28 And God hath set some in the church, first apostles, secondarily prophets, thirdly teachers, after that miracles, then gifts of healings, helps, governments, diversities of tongues.
1Co 12:29 Are all apostles? are all prophets? are all teachers? are all workers of miracles?
1Co 12:30 Have all the gifts of healing? do all speak with tongues? do all interpret?
1Co 12:31 But covet earnestly the best gifts: and yet shew I unto you a more excellent way.
He is not a man that he should lie. Chokwadi
Powerful mama I love you!
AMEN 🔥🔥🙋🙋🙋🙋🙋🙋🙋💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
haaaa ndasimbiswa amai
Amen
KKKK verengai bible vanaMAI nanaBABA musanyeperwa Rev 19:10 And I fell at his feet to worship him. And he said unto me, See thou do it not: I am thy fellowservant, and of thy brethren that have the testimony of Jesus: worship God: for the testimony of Jesus is the spirit of prophecy.munhu ahuporofiti zvehupenyu hwakeo hakuna zvakadero
moshonyorora magwaro amai ,verse 4 yacorinthians yamavhura iyo inoda kuverengwa ichidzira .matambudziko ese ataurwa naPAUL akauya nekuda kwekuparidza vhangeri kwete nekutvaka zvapanyika ino.kana uchitambidzika nekuda kwazvenyika ino hamisisrimi muri kurehwa henyu Col 3:2 Set your affection on things above, not on things on the earth
Nokutenda Tokunda Chetr
May the Lord bless this amazing woman, she uplifts me with her sermons.Be blessed Pastor Phiri.
Amen
Amen