manje masimba ekumisa mvura apa pakachena here?? zvekubata nyuchi common all over Zimbabwe I saw one video from karanganda few years ago a man playing with bees
Inini inga ndakayenda ikoko ndabirwa asi chakabuda hapana ndakuisa ma messages they wer only blueticking me... Apa munhu kuti uyende uchinobetserwa une warwadziwa asi iii sekuru ava ndakarwadziwa pasina kana chabuda dei vakapindura or kuti dzoka tiongororore ndatambudzika kuunganidza mari vanhu ityai Mwari shuwa
Uncle saint kungopfuurawo zvangu but iyi munozogona kuipedza here? Tikatanga me bhifi ezvikomana zvema small boys zvinopera mushe here? Vakomana vese ava veminana vane zvikwambo zvoita mashiripiti kuseri kwemeso. Zvichireva mweya we vakafa vakashaya zororo ndivo vanodanwa kuti vauye kuzogadzira zvatisingaone ne meso. Ichi chikomana chataura chokwadi chikati no ordinary person can just command s tiny rock & water ichizorapa marwadzo, unofanira uchinge wakabatanidzwa nomweya womufi kana vafi kuti paunocommander zvigobudirira
kkkkkkk uncle Saint munorwisanisa imi😂😂😂😂
Ko madii kunosimudza greatman
Kkkkkkkk ndimwi vafana mairwisanisa vanhu ku primary vana saint 😂😂😂
Kanonyepa kasamson aka haiwaa kubira vanhu hakana kana nenyuchi akaa
Saint vapera strong pavanzwa kuti vanhu vanozivikanwa varikufa this year
Hoo chitenderano..all about command haunyepi chiremba
Hunzai greatman tingatapirirwe
saint 😂😂😂 udakuona tsimbo inomisa mvura kunaya
Ndafarira pamati munhu anoporofita akaenda kuchivanhu anorapa ft
Uncle mandifungisa munhu aiumba mazamu evhu kurwisanisa vanhu kkk
Yaaa wagona ngavambosangana vachiita munana yavo pamberi pevanhu kwete kungoti inini ndine simba ngavaite makwikwi ekuporesa vanhu
😂😂😂😂Uncle saint mafambira makuhwa imi
Uyuwo apera wamunoti Uncle Saint kutsvaga content nedemo #bigup_chiremba
Inga varipo vani chimbosimudza chipo
manje masimba ekumisa mvura apa pakachena here??
zvekubata nyuchi common all over Zimbabwe I saw one video from karanganda few years ago a man playing with bees
Ko chiremba vabatsireio vana wenyu chose. Ganurai kudeuka kweropa rising mhaka
Seh calaz ahazi kunzwa mushe Saint help mabhanditi pliz
Haa hatina zvekuita sure kkkk
Urayayi mnangagwa atinetsa
Makaenda mese kwamakaromba uye iwee ndiwe vakavarombesa vanhu awo vavataura vaimbi awa uye imiii ndimi munekingdom yekudeura ropa munyika imi moita kunge makuporofita murimi vagadziri vazvo
Mazuva ekupedzisira ❤❤❤
Makapinda nawo muZim mushonga wenyu muchibvepi navo
Uyo akandibira 150 yangu uyo imbahva iyo
Zvekumisa mvura kunaya Vinoti batsireyi? Has pamati even nearing akakutyai ndapera strongo yese zvayo ipapa one time 😢
Zim manyanya kuzvikudza zvisingaiti guys each and everyone do what u do not zvekuti inini ndine simba
Inini inga ndakayenda ikoko ndabirwa asi chakabuda hapana ndakuisa ma messages they wer only blueticking me... Apa munhu kuti uyende uchinobetserwa une warwadziwa asi iii sekuru ava ndakarwadziwa pasina kana chabuda dei vakapindura or kuti dzoka tiongororore ndatambudzika kuunganidza mari vanhu ityai Mwari shuwa
Ummmm musarwisanise vanhu regai vaite zvavange vachiita ukukwakurwisanisa musadero
Uncle varwisanisa pafair
Bhanditi mhanya uko wangu
Zvakaoma musei uncle
Zvakaoma
Asi ndiani aka ROYA vanhu veDZIMBAHWE 😅
Tsika yenyu yekuita yekunyeber vanhu semune rudo stereki muchitaura pachirongwa kunge munobatsira nerudo imi muchibhadharisa vanhu vachoo vane nhamo guys musadaro musatambe na Mwari
Taneta