Haa Kim usadaro😂. Mai EJ kuzvipeta pavabereki very humble. Meso ababa SJ 😂😂😂😂😂 kubira-bira kutarisa humbavha chaiho. Masisters in prayer your story is moving ndafarira kusimbisana❤. Tymond polished akuchengetwa nani 😂😂😂😂😂😂
Iwe wakanaka, hauna kushata, chigeza uonekere 🤣🤣🤣🤣🤣 The Legend mukuzama kuti mzukuru wenyu Berla ange achiwanza yekumwa here kkkkkkk hanzi ukageza you will attract vanhu chaivo kwete nhunzvatunzva dzinenge baba EJ 🤣🤣🤣🤣🤣
@@TendaiMaru Ummm baba kaaa Ini ndandakaidhibhaa zvee ini ndandsna phone pese apaa kwakuzoona final episode so I start from the start to have a clear direction of where the story is coming from...if this Content was on global language Baba even Mr beast vairohwa pamasubscribers
Magtom Magtom Magtom haaa this standard is unpresidented, munokwira malevels every episode. Zvema awards zvinombofambiswa sei chaizvo. Ndoupi abuda nhasi apa akasasiya adyara modzi for future interest acting levels. Iyo storyline yacho please ndati malikes are just not enough. You guys are the best maNama tobvumirwa here kuita popular vote?
Kkkkk😂😂😂Kim ka ,uikuda kuitei zviye lol😂ha ndakazviita hangu ndakusekawo vamwe iii after delivery ndakanzwa kuzvinyarira kutarisana nema nurse nema doctors ese apa ndaiva staff zvangu eisshhh mimba ma1 kani
Road to 200K🎉🎉🎉 to us who have been here since the beginning🎉🎉🎉
Ye go we go
From Season 1, Episode 1 to 100, to Season 2, Episode 1 to 91....tiri tese kubva mazuva ana Smoli nanaPamela kusvika mazuva ano anaDan nanaNyarie
Mukaona comment ine 1 like ndini , ndirikufamba ndichiisa ma like pa every comment
😂😂
😅😅
Kelly is a good friend, she believes in God and the power of prayer!! I need a friend like Kelly
Good friend? Asi makanganwa kuti akambotorera Nancy Heavy. Akadanana naye behind Nancy’s back.
@@MercyGwandepeople repent hama it's in the past
@@MercyGwande akazotendeuka kkkkkk
@@kumikidzaichirovi7927 yeah 👍🏾
@@MercyGwandeEhe kkkkkk
Ndoda kuita dhodho. Haaaa labour pain ma 1😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂 imagine
Kkkkkkkkkk😂
Unotonzwa richida kubuda bvunzai isu takazvara
Ndaseka nhasi
First today siyaio ma likes ndinii ndatangao
I like Kelly , she is a good friend anomira na Nancy ❤❤❤
Kelly is good kana achi actor se hure
Nhasy ndini ndatangawo,Good job guys, watching every episode from mutare
Congratulations Easy, The Tymond family is growing big and at the same time spreading Tymondism 😂😂✅️.
🤣🤣🤣🤣
Only one Fruit of tymond is fruiting
😂😂😂😂😂
😂😂😂
Kim urichibaba ndati you are too much ❤😂keep it up jus keep the fire burning 🔥
This is one of the best right in Zimbabwe magtom media fans lats sapot tham Siya ma likes kn uchisapota zviende mberi 🎉🎉🎉🎉🎉
Imi vanhu vemagtom imimi Ka...mugare muchizviziva kuti handidi nemi zvachose❤❤❤
I'm Zambian and I'm loving this movie we just say Khonangele mbida and madedido kumeneko Amen
Aikazvee 🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣 aaaaa
Zikomo, twalumba, thank you, tatenda, siyabonga
Cape town weeeee
Tiripo
🎉🎉🎉
Yeah
Tiripo zvedu ❤
Tiripo Bokaap ♥️
Slimie kaa😂😂 hanz kakablender kanq Ezzy neni mukati😅chirahwe ichi
Kkkkkk tikuda Nandos isu Easy😂😂😂😂😂
Haaa kim good actress 😂😂😂😂....am happy to see you the legend
SJ, EJ now TJ 😂😂😂 Slimmie achapedza alphabet yese
Slimmie junior, Eazy Junior,Tymond Junior 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Kwasara mhamhito jr kkkkk
MJ@TapiwaNyatito
S E na T yatova set ka iyi 😂
Kim haapinde denga amana kkkkkkkkkk izii akuto fara
Kim Kim Kim🤣🤣🙌
Varume vevanhu rakafanana nebere havafambiki navo masikati 😂😂😂
😂😂😂😂
Haa Kim usadaro😂. Mai EJ kuzvipeta pavabereki very humble. Meso ababa SJ 😂😂😂😂😂 kubira-bira kutarisa humbavha chaiho. Masisters in prayer your story is moving ndafarira kusimbisana❤. Tymond polished akuchengetwa nani 😂😂😂😂😂😂
Tavepo. Congrats Kim🎉🎉🎉🎉
I'm happy to see The Legend
Iwe wakanaka, hauna kushata, chigeza uonekere 🤣🤣🤣🤣🤣 The Legend mukuzama kuti mzukuru wenyu Berla ange achiwanza yekumwa here kkkkkkk hanzi ukageza you will attract vanhu chaivo kwete nhunzvatunzva dzinenge baba EJ 🤣🤣🤣🤣🤣
Haaaa guys na Kim tabho😂😂😂😂 ndatombofunga kuti anodori nenhumbu yema shuwa ka ini
Fake marriage hustlers I really watched it from episode 1 today upto final one ...its like ndaswera nemi team nhasi
Ikunakidza here?
Eeee mahuchi @@TendaiMaru
@@TendaiMaru Ummm baba kaaa Ini ndandakaidhibhaa zvee ini ndandsna phone pese apaa kwakuzoona final episode so I start from the start to have a clear direction of where the story is coming from...if this Content was on global language Baba even Mr beast vairohwa pamasubscribers
Kim the Best Actress 👌 😅
Hanzi handina kuburuka kaaaa ini 😂😂😂 easy kaaa
😂😂😂😂 hahana kuburuka❤❤
Kkkkk ndaseka😂😂😂
Havana kuburuka rori yemazhanje vachiuya tonaz
Watching from cape Town my favorite
Mwari kana ndiri nancy ndidzidzisei kunamata 😂😂😂😂😂
Am happy to see tymond 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Pana Tymond Junior...PGS Activated! Mirai muone
You are promise kipper MAGTOM MEDIA
Park dzoka uroore babe rako raakunamata. Slimmie tomuita seiko akunyanya kukusha mbeu pese pese. Tymond is looking fly😊
Welcome to the world TJ🎉🎉🎉❤
Kim Kim haaa sando dzako unogona wanguda. Slimmie azviita zvakare welcome TJ to the world
Am happy to see legend 🎉🎉🎉
😢😢😢Kim ndasurrender onzwa kuda kuzvipazhira kkkkkk makanyanya
Nice to see Mr Legend vanga varova.. Tanga tava suwa😃😅🤣
Pakuzoti mwana Tymond apa handna kufara🤣🤣🤣kachatinetsa aka
Eazy well done
😂😂😂😂 but kim anogona shame hnzi ndoda kuita dhodho haaya ma1. I'm happy to see mudhara Tymond
Masterpiece 🔥🔥🔥🔥🔥welcome TJ
Magtom media inonaka ❤❤❤❤❤❤❤
Kim haana kumbozvara here mu real life coz haaa she played the part so well zvekuti I it's beyond the script. 😂
Thank you for uploading early ❤ you make our Tuesday special ❤🎉🎉🎉🎉
Ezzie watonga nedemo chairo paissue yemaDNA ❤Slimmie ndaona wachohwa chohwa naLegendy kkkk ,special thanks to the whole crew ,makanyanya guys
Slim kwanzi kane Ezy neni mukati 😂😂😂😂😂😂 kutaura kwemunhu ane kaguity mukati 😂😂😂😂😂
Nhai Munyori, Nancy hamusi maakumunyanya here? Dzorai moyo 🤣
Kelly wakaipa, you are such a good friend
Magtom Magtom Magtom haaa this standard is unpresidented, munokwira malevels every episode. Zvema awards zvinombofambiswa sei chaizvo. Ndoupi abuda nhasi apa akasasiya adyara modzi for future interest acting levels. Iyo storyline yacho please ndati malikes are just not enough. You guys are the best maNama tobvumirwa here kuita popular vote?
Saka Easy ndiwe vekungopihwa mimba dza Slimmie, Slimmie dzora moyo
Was really waiting for this episode thanks director❤
Ihh amana ndikutoti ndini ndatanga number 16 oh my God kkk
Thanks Magtom Media ❤❤❤❤ Tapiwa Taimond Junior Congratulations Kim 🎉🎉🎉
I'm always ready 🎉🎉🎉🎉 thanx magtom media
❤❤❤❤❤ Magtom media shamhu ye stress
Hanzi ndrikuda kuita dhodho😂😂😂
Welcome the Legend Scorch Man ❤🎉
Kwava na baby TJ..
Tymond Junior 🤣🤣🤣🤣
From Fake marriage hustlers to complicated affairs, 192 weeks, makore mangani zviya
5 years tirimo kkkkkkk
3 years plus
Mai SJ,Mai EJ and mai TJ haa makudzq mhuri mukuru
Apa ndipo pabuda kuti Easy ndi doctor wemubook kkkk. Dr vanga vakatorohwa ne confusion madam vachishanyarika.
Kkkkkkkk mwana wave kupiwa zita ra baba iiii misikanzwa yacho inenge iri ye mando ye pa musoro 😂😂😂😂.
Keep up the good work guys l'm proud of you 🎉🎉🎉🎉
🎉🎉🎉🎉for kim
Kelly wakakosha ndoshuva kuwa neshamwari yakadayi ndai zvikaita kani tindo adzoke kuna Nancy ❤❤❤❤
❤
Tymond junior mama TJ 😂😂😂😂😂ayisarenda
Kane Eazy neni mukati😂😂😂😂😂😂😂😂. Baba SJ shamhu ndiyo yamunoda chete Comrade
Nando's neNzungu Eazy mukaka unoda kusisa 😅😅😅
watching from Malaysia 🎉🎉🎉
Kim u are real
Mushonga we stress Magtom chaiwo
Waaaal I always like it❤❤
Team Gokwe in SA where are you we have a meeting here 🎉🎉
𝐓𝐨𝐬𝐚𝐧𝐠𝐚𝐧𝐚 𝐩𝐚𝐩𝐢 @𝐁𝐫𝐨𝐰𝐬𝐞𝐫𝐙𝐢𝐦
Gokwe papi pacho
Tise maoko muricy
@@wha-ajr92 Gokwe chireya hamaaa ko you
Haa.zita rapihwa mwana wakim kaaa ummm haa achanetsa kunge kule vake nababa vake😂
Kkkkk😂😂😂Kim ka ,uikuda kuitei zviye lol😂ha ndakazviita hangu ndakusekawo vamwe iii after delivery ndakanzwa kuzvinyarira kutarisana nema nurse nema doctors ese apa ndaiva staff zvangu eisshhh mimba ma1 kani
Kim nababa SJ muchaita sei Easy zvaari serious nema DNA Zvaaramba vanhu vamanga muchida kuti vaite ma DNA 😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Easy haana kuburuka manje muchaita sei pakaipa apa😂😂😂❤❤
Ndoda wo shamwari inenge Kelly. Pls guys prayy for me l am looking for a freind❤.
TJ welcome 💃❤️🥰🙏.
Team rogona mhani iri🙏🙏👏👏
But makorokoto Emwana mukomana kkkk slime anozvarisa vakomana chete
Kkkk haaa Kim wakamboenda kuLabour here iweee kkkkkkkk this, is from experience..cnt wait for next episode
He he Slimmie ibhuru 3 boys 😂😂😂😂😂
Ezi 😂 haana kuburuka😂😂😂😂😂
Captown hoyee❤
Kim 😂😂😂😂 u a the best
Slim mwana wetatu auya apa wechi4 ari munzira waipa slim
Like mahuchi sayed hanzi slim washata
I love Kelly thank you Magtom team
Ndini number 10
Munopisa magtom media🔥🔥🔥🔥
Kim is an ACTRESSSSSSS!!!!!!
Thanks hama dzedu munotipa zvinodakadza ngazviende mberi.Munogonesesa.Nancy terera advice ya Kelly zvinoita anodzoka Tindo.Sando dzenyu guys.ba SJ ngavawachiswe vose na Kim zvibude pachena kuti mwana ndewa Slimmie😅
Uuuuuuum kana. Mazogara Slim M1 kudyira Eazy Munda wake 🎉🎉🎉 DNA ichakugara bhamba 😅😅
Kim ndomuvenga 😾
Ndomufarira 😊
Ndomuda 😍
This lady is just good
🔥🔥🔥
😂😂😂😂 hanzi usazo wisa mwana
Kim arikunzwa kuitei😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaa nhumbu mahwani Slimi mhuri iri kukura
😂😂😂😂😂mai Taimondi
Berla anga achigadzikana kunge munhu kwaye; apusa pusa ahh😂😂😂chenjedzo from sekuru dai akaibatisisa. Shuwa Ba SJ ngavarohwe vanodheerera😂😂manje vacharohwa naLegend plus nemuzukuru wavo
Slimmie chejerera legendy akuuya kumbokubata mapatsi 😂😂