prophet miracle paul

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 70

  • @EdgarChitiyo
    @EdgarChitiyo 16 วันที่ผ่านมา

    Thank you Lord for giving us prophet miracle Paul he teaches us life praise the Lord

  • @gadzikwapauline
    @gadzikwapauline 26 วันที่ผ่านมา +9

    Chibaba ichoo television things 1 munhu anoti kana achigadzira zvinhu zvako anotanga akudzidzisa first achipoterera nyaya yacho anoziva kuti akangoti bvuuu ka1 unokonana nehama nevehukama plus chandodira chibaba hachinadzungu pazvinhu zvacho chekutanga mu church matyo chero pakauya munhu arikuda kunyepera chibaba chikazvibata kuti uyu akudakundinyepera chinotsiura plus vanhu vemu church havaseki zvinoitwa kumwe kuma churches atinomboona unosekwa zvekuti next week haudzoke sando kunechibaba baba 😂👋👋👋👍👍bt shuviro yangu ndeye kuti ndimbokwanisawo kunoonawo chibaba bt oneday ndichasangana nemutumwa wamwari ndoshuviro yangu chete chibaba chimbondi vheneka nekundiita x-ray sametime ndiye one munhu achaitakuti nditendeuke nekuti kwandiri anotaura zvinobatika

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 22 วันที่ผ่านมา

    Thank you man of God 🙏 zvimwe zvinhu toita nekusaziva tichifunga kt tiri kunatsa 🙏

  • @tambudzaikadembo8086
    @tambudzaikadembo8086 26 วันที่ผ่านมา +3

    Thank you man of God...powerful teachings ndadzidzawo🙏🏻🙏🏻🙏🏻

  • @sipihakireni922
    @sipihakireni922 26 วันที่ผ่านมา +3

    Amen Rudzidziso urwo chokwadi ngatiubatisise mazviita mudzidzisi Wamwari

  • @manyamanya4178
    @manyamanya4178 25 วันที่ผ่านมา +2

    Amen...mufundisi...tinotenda nekudzidzisa kwakanaka..Mwari vakakutumai ..zvechokwadi...Mwari ngavarambe vachikupa ..Wisdom iyoyo muchiipa kuvanhu...Kumborerwai ..mufundisi ..nemazwi akanaka

  • @TendaiMandinyenya-o3j
    @TendaiMandinyenya-o3j 18 วันที่ผ่านมา +1

    Honesty l hv learnt a lot through your teachings

  • @J24725
    @J24725 21 วันที่ผ่านมา

    We will never stop learning from this man of God.He was uniquely gifted 👏by God.He is a healer, teacher and a minister at the same time

  • @WashingtonChaparira-i2r
    @WashingtonChaparira-i2r 20 วันที่ผ่านมา

    Thank you Prophet.powerful teaching

  • @PoliteNkomo-t9l
    @PoliteNkomo-t9l 25 วันที่ผ่านมา +1

    Prophet yu are a real teacher. Tadzidza ❤zvizhinji

  • @ministerszvobgo7232
    @ministerszvobgo7232 18 วันที่ผ่านมา

    Ndakakomborerwa kuraramawo munguva imwe naMiracle Paul

  • @MonicaKandikMartinMachirimba
    @MonicaKandikMartinMachirimba 25 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you man of God tadzidza maita basa neshoko

  • @ConstanceNjobo
    @ConstanceNjobo 25 วันที่ผ่านมา +3

    My powerful Prophet Chibaba !!!!!❤❤❤❤

  • @CharmaineLuus
    @CharmaineLuus 19 วันที่ผ่านมา

    Powerful teaching ♥️

  • @agnesdzingirai7812
    @agnesdzingirai7812 25 วันที่ผ่านมา

    Thank you Prophet for a powerful teaching...you a blessed TEACHER

  • @KuzivaMaunganidze
    @KuzivaMaunganidze 25 วันที่ผ่านมา +2

    Haaaa dairiroo yenyu amai munodada zveshuwa thoo Mwari akakukomborerai zvinorwadza..imi pachenyu munodada

  • @Wls-g2d
    @Wls-g2d 26 วันที่ผ่านมา +3

    Amen Munhu waMwari sharing is caring.

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 25 วันที่ผ่านมา +3

    Hazvidi kutaura kudaro pamberi pevanhu uye paMwari Job akanga akaropafadzwa asi akasvika kutorerwa zvose kusvika pakurwara ngaasiye chinonzi pride kuhama nekuvatirwa thanks munhu waMwari mamubatsira ngaatendeuke ade Hama dzake

    • @rosemasu9706
      @rosemasu9706 25 วันที่ผ่านมา

      Mwari ndibatsorewo

  • @LynnChips
    @LynnChips 24 วันที่ผ่านมา

    And modzidzisa zvekut munhu anosara achifeeler wo comfortable thanks baba

  • @mercychitewere7581
    @mercychitewere7581 11 วันที่ผ่านมา

    Very good teaching. Thank you Prophet!

  • @amonmatuka6455
    @amonmatuka6455 25 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you for an undiluted word Man of God .Keep on teaching the undilluted word of Truth

  • @MercyZiendanenhowo-o9s
    @MercyZiendanenhowo-o9s 25 วันที่ผ่านมา

    Wow good teacher may God bless you

  • @Maxinegymnast-p4i
    @Maxinegymnast-p4i 26 วันที่ผ่านมา +2

    kudzidza hakuperi. thanks papa

  • @ConstanceNjobo
    @ConstanceNjobo 25 วันที่ผ่านมา +2

    My powerful Prophet ❤❤❤

  • @RutendoYvonneMadziwanzira
    @RutendoYvonneMadziwanzira 25 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you man of God powerful word

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai 25 วันที่ผ่านมา +1

    Aewa makanyanya baba ,dzidzisò chete ummmmm munodzidzisa ndatenda

  • @meriamphiri9473
    @meriamphiri9473 21 วันที่ผ่านมา

    Thanks man of God this woman is Mach with me about this acs

  • @godfreymukusa3438
    @godfreymukusa3438 10 วันที่ผ่านมา

    Thank you man of God nedzidziso

  • @MeikleMabhutsu
    @MeikleMabhutsu 26 วันที่ผ่านมา +2

    Dzidziso yakanaka hapana munhu anofarira kuguta kwemumwe

  • @rosemasu9706
    @rosemasu9706 25 วันที่ผ่านมา +1

    Zvokwadi vanhu vanokushuvira zvakaipa

  • @chamukatenah3283
    @chamukatenah3283 25 วันที่ผ่านมา

    It is a blessing in life to have you man of God. Stay blessed.

  • @kenitaseiko6947
    @kenitaseiko6947 19 วันที่ผ่านมา +1

    Amen

  • @TendaiMlambo
    @TendaiMlambo 25 วันที่ผ่านมา

    Amen that's what i do as well zvataura man of God where am working the people are so nosy so i just wear my slippers after am out of the gate i wear my nice shoes

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 25 วันที่ผ่านมา

    Yaaa unofira mahara and muwengi haadi kuti tisimukire

  • @MableMaigurira
    @MableMaigurira 25 วันที่ผ่านมา +1

    Amen thank you Prophet

  • @petronellamagaramombe
    @petronellamagaramombe 25 วันที่ผ่านมา +1

    Amen powerful prophet

  • @GladysNeshamba
    @GladysNeshamba 25 วันที่ผ่านมา +1

    Powerful massage

  • @MusakuroRomio
    @MusakuroRomio 25 วันที่ผ่านมา

    Tadzidza zvizhinji Amen

  • @fungaichigwedere820
    @fungaichigwedere820 25 วันที่ผ่านมา +1

    Amen thank you

  • @LeahTamangani
    @LeahTamangani 26 วันที่ผ่านมา +2

    Ndadzidza hangu

  • @MariaParija
    @MariaParija 15 วันที่ผ่านมา

    God bless you profeta

  • @fadzaibanda
    @fadzaibanda 25 วันที่ผ่านมา

    Thank you prophet nedzidziso ❤❤❤❤

  • @ShupikaiTsamara
    @ShupikaiTsamara 10 วันที่ผ่านมา

    Shuwiro yangu kusangana nemi munhu wamwari

  • @AgnesManyangadze
    @AgnesManyangadze 25 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you prophet

  • @maphiosnyamazana8131
    @maphiosnyamazana8131 25 วันที่ผ่านมา

    Powerful teaching Prophet

  • @fatnesstsoka-cy9od
    @fatnesstsoka-cy9od 25 วันที่ผ่านมา +1

    Thank yujesus

  • @faithmandizadza4252
    @faithmandizadza4252 26 วันที่ผ่านมา +2

    Amen 🙏

  • @abbiegwaze7917
    @abbiegwaze7917 25 วันที่ผ่านมา +1

    Powerful prophet

  • @teresamiti2903
    @teresamiti2903 25 วันที่ผ่านมา +1

    Powerful.man.of.god

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 26 วันที่ผ่านมา +2

    Amen 🙏🙏🙏

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 21 วันที่ผ่านมา

    Dzungu chairo❤

  • @clivechigaba663
    @clivechigaba663 25 วันที่ผ่านมา

    Think u Jesus ndadzidza

  • @tendaishegutu4260
    @tendaishegutu4260 25 วันที่ผ่านมา

    Powerful 🙏🙏🙏

  • @OptimisticWheelbarrow-he7ez
    @OptimisticWheelbarrow-he7ez 25 วันที่ผ่านมา +1

    Amen 🙏🙏

  • @anoldmaphosa-i6d
    @anoldmaphosa-i6d 23 วันที่ผ่านมา

    Amen❤

  • @InaciaManuelPaulo
    @InaciaManuelPaulo 25 วันที่ผ่านมา +1

    Dzidziso rakanaka.🙏

  • @oberttaruvinga2256
    @oberttaruvinga2256 25 วันที่ผ่านมา

    Maitabasa prophet

  • @askdrtalentonline3234
    @askdrtalentonline3234 25 วันที่ผ่านมา

    Ndabatsirika

  • @batsiraichikapa1443
    @batsiraichikapa1443 26 วันที่ผ่านมา +2

    Ameeen.

  • @mussabriansabao3876
    @mussabriansabao3876 25 วันที่ผ่านมา +1

    powerful

  • @GeorginaBhasera
    @GeorginaBhasera 25 วันที่ผ่านมา +1

    Word

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 26 วันที่ผ่านมา +1

    Big up baba p 🙏🙏🙏🎵

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 26 วันที่ผ่านมา +3

    Shoo off CC becafull

  • @sipihakireni922
    @sipihakireni922 26 วันที่ผ่านมา +2

    Amen Rudzidziso urwo chokwadi ngatiubatisise mazviita mudzidzisi Wamwari

  • @RutendoYvonneMadziwanzira
    @RutendoYvonneMadziwanzira 25 วันที่ผ่านมา

    Thank you man of God powerful word

  • @LiiroyNdlovu
    @LiiroyNdlovu 26 วันที่ผ่านมา +2

    Amen

  • @BrizeMagwaza
    @BrizeMagwaza 24 วันที่ผ่านมา

    Amen

  • @Gugu-k1e
    @Gugu-k1e 26 วันที่ผ่านมา +2

    Amen

  • @isabelgwara772
    @isabelgwara772 25 วันที่ผ่านมา +1

    Amen