Mwana akapisa Imba yeChikomba chaAmai vake // Amai vairambidza mwana wavo ane 42 kuroora (10 Feb 25)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 10 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 17

  • @LuckylMagweba
    @LuckylMagweba 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ini ndingatozosungwa ndave ini anojaidzwa mwana uyo

  • @AnngelaSAMHUNGU
    @AnngelaSAMHUNGU 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +7

    13 yrs amunhu muhombe ngaasungwe mwana uyu

  • @judithshumba3541
    @judithshumba3541 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    13 years dzekudii munhu anoziva kuvhura bhurukwa nxaaaaaaaa.... ngavasungwe imbwa uyo. Imondi mwana iyeye

  • @lloydterayi6071
    @lloydterayi6071 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Dzviiiiiii pa Durban

  • @MamoMai-T3-Goko
    @MamoMai-T3-Goko 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Yhaaa pakaipa paGokwe pedu apo watching from SA ndobva kwaNembudzia kwaMsadzi

  • @CarolineChauraya
    @CarolineChauraya 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Takachibata chimuti pano pa Joburg

  • @kennedycanaanmanongwa
    @kennedycanaanmanongwa 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Kana avekunzwa kuda mukadzi akura ngaasungwe

    • @CarolineChauraya
      @CarolineChauraya 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Apa vavakusungwa ndimai vemwana akabatwa chibharo ,,haaa kana ndimiwo,,,

    • @patiencechimwanda1204
      @patiencechimwanda1204 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadi

  • @NyaraiSvova
    @NyaraiSvova 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Amai vekuita matare vaine chikomba hamhuna midzimu endayi munogezwa mbereka munoda kukonzeresa ngozi mumusha sveee hamhunyare endayi mudirwe magate emvura munetsvina Mwana haana chakatadza itomutendayi dai Ari mumwe amai nechikomba vakauraiwa vanhuwe mukanzwa munhu anoti ndiri mubatsiri aripfambi. Hapana mweya ingozi kana chikwambo

  • @JessicaMaritinue
    @JessicaMaritinue 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ndipoo numba yemubatsiro uyo bozho

  • @OppahChikwiti
    @OppahChikwiti 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Rikiti bvuuuu takachibata chimuti tiripo pa Capetown

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    13yrs ngaarohwe chaizvo

  • @NyaraiSvova
    @NyaraiSvova 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Hama dzababa vekutamba nechitunha changamukayi munopera fonerayi Bhozho akuoei number dzemubatsiri

  • @petermukwindza39
    @petermukwindza39 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Pfooo