Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaka Roya Umwe Mukadzi Weku A.F.M Zim Confession
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 11 เม.ย. 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this episode
“Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaka Roya Umwe Mukadzi Weku A.F.M Zim Confession”
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - บันเทิง
Endesa mwana iyeye for deliverance . Handiti simba raMwari wakariwona here.
Urimuroyi and trust me Mwari haadhakwe u'll get what's coming to you
Chihure chevarume chinourayisa vanhu vari innocent. I feel for that child.
Ini ndosaka ndisingapi umwe mkadz mwana wangu kut agare naye barika ma1.......
Exodus 22:18,suffer not a witch to live
1# Confession gadzirisai zvinhu zvemwana uyu, haana mhosva
Uri muroyi and God will punish you severely unless you repent now
Our own husbands are our worst enemy , then the small houses ! Fantastic combination 😢
Uzathola umvuzo wakho ekuncineni Jesu ukhangele
Prayer inobhadhara ❤❤❤
Vakadzi ngatidzidzei kuchengeta vana vedu nyangwe zvakaoma sei
Your day is coming
Roonorai mwana uyu mwana anozivei huroyi chaiwo
Zviuya zviri mberi....kunewe wakaroya mhiko pamwana wamaiguru 😢😢😢🙌🏼
Sekuru vafa ne prayer, kwasara iwe, uri mu road
Your day is coming🤞
Ah unoroya sha
Zvichangokudzokera hama, time will tell
Hauna mwoyo sisi
Your confession is meaningless until you confess to the relatives of that child.
Very true
Yoh wakaoma mwoyo
Ma1
Vanhu munoroya henyu ndatenda kunge vakadzi vatadzi chaivo
Apa panoda back to sender une hutsinye mukadzi iwe.
Yooo vakadzi musadero
Vanhu hatidzidze shuwa mishonga mishonga inokanganisa upenyu hwevamwe vanhu tlnomboidiiko nhai. Uchizviita waiziva kwazvinosvika uye hauna kumbobvunza vanhe nhasi waakuuya kuvanhu kuzoreurura. Mwari ndi Mwari we justice as long as using kugadzirisa zvawakaresva pamwana namaiguru vawakatorera murume nokuda kweutsinye hausati watanga. Shook ra Mwari rinongoti dzokera unoyanana newakatadzirana naye. Saka isu advice unoti dzokera. Bvisa zvawakaita zvese utange pa page itsva
Unofanira kusafa ikozvino kusvika wabuda honye kuzasi nxaa
Zvagara vakadzi ava vechi 2 vamuno roora vane humwe hutsinye husigaiti, mwana auri kurwisana naye akakutadzireyi?kungoona murume ane mari dzaka shanda ane mukadzi wake moto uraya denga uchaita reku googler.imi varume regai kunyanya kuzvi exposer kuma girlfriends.saka uno funga kuti hama dze mwana havasi kuzviona here?izuva 1 vacha famba,and 1thing u must keep in mind hama dzako dziri kumhanya ma business ako day raunonzi wafa zvichaparara vari kunyara kukukanya nemhaka yekuti uchiri mupenyu vana vacha dya muma bin.mwari hava fuki jira.
😂ummmmmmmm mw😅Ari tinzwreiwo tsitsi baba vekudenga.fungai kuti marriage Yako yaunenge watanga kubva pamudzi
Ummm I'm so heartbroken 😭😭
Komwana akatadzei
Zivai kuti munhu anoenda pamurume wemunhu ane paakatsika kana munhu ada mumwe mukadzi iwe tiza neupenyu hwako
Uri muroyi chaiye
Dai wakango dhumwa nemota uchicrosser road
Vakadzi ne huroyi. Ayaaaa!
Zvakaoma
Enda kuhama dzavo wakamama ifa mbwa
Vanhu munoroyereiko kudaro ummmmmm watora murume wemumwe wakuroya mwana wake gehena ririko chero ukareurura
Uuuuuuuuuuuu vanhu tisadaro asi
Yoo kunzima shemu
Tendeukai mainini,chisi hachieri musi wacharimwa,uye zvichabuda chete and it will also come to all your children
Kureurira pano yah tazvinzwa asi kureurira koda kumunhu wawakagadxirq
Iwe handiti wakarambisa Mai vake vakaenda saka mwana atadzei ,sunungura mwana handiti wakadzika midzi
Mwari rangariirai mwana uyu ende
Unehutsinye hidey😢
Saka zvebute nechivanhu zvinowirirana nekuraya vanhu nekuroya ka.
Roonora mwana uyo iwe,mubairo uchauwana,imbofarai hako
Ehhhhhhhhhj😮😮😮iwe may karma locate you sooner than later eish
😂😂😂 musanditsese
Urizimuroyi iwe hide saka moyo wako haurwadzi uchiona mwana uyu achidzungaira dei zvikauya kumwana wako wakaoma hako baba ava hauvadi wakada mari chete
Uuumm Une hutsinye hwakaoma veduwe Ka asi karma haadhakwe wangu
Zimbabwe kuroya hutsinye .kuromba .chihure zvakaoma hazvo veduwee
True its getting worse haaa huroi hwacho vana vasatan chaivo
WOTI KUTORERA MAIGURU MURUME AND THEN NOW VOTUMIRA MAMHEPO KUMWANA VAKE TRUE DEFINITION OF WICKEDNESS
Watorera munhu murume wake waakuriya mwana wake Mira uone zvichaitika kuvaona vako trust me
Yohwe nhaimi nhaimi😢
😂😂😂😂 ya vakadzi soo!
Imboko kani gender iyi.
Kunze kunevaroyi uku ini ndakazvisiya hangu mushure Matwo tuvanhu tunoda kukohwa Minda isiyi yatwo
Mwari ndiMwari wenguva......he is watching
Uriziroyi famba nemwana uyu abatsirwe otherwise zuva rako richasvika
Ummmm vakoma endai nemwana uyu ku church ..abatsirwe
Varume vachinyaya chihule
The arrow returned to the one who sent it BECAUSE of you
That alone was a CLEAR sign that GOD was completely against your acts, you HARDENED your heart and continued with your demonic acts
This means you are responsible for the death of your sangoma
You are the reason his family members buried him
The word of God is giving us
Proverbs 26:27
Proverbs 16:25
Proverbs 14:12
So ALL l can say to you is: Prepare for the LORD'S wrath
You have empowered satan to steal that child's destiny
For your information, you have GOD to contend with.
The only way out is to gather your family members and the family members of your husband and confess or rather visit a whose foundation is Jesus Christ and confess to them for restoration to take place in the child's life
Her destiny has to be restored
Hell fire is real
The kingdom of Jesus Christ is real, how we live here on earth determines where we will spend our eternity!
Wakatopfuura satan wacho devil mai wake wakauraya naiwo baba wacho kunamatakwacho ndekupi unofanira kubuda honye urimupenyu satan satan ndichaendako kuAFM kwacho ndiwaudze
Ko mwana unodii kumusunungura nhaiwe
Varime handiti mukuoma kuti chihure chokanganisa vana
Munhu kadxi dzidza kugara ne mwana wako mhaani
Uchafa uchitambira chete
Shuwa wotorera munhu murume wake wokuvadzisa mwana wavo futi une Hutsinye chaiwo but zvichauya hako kwauri hanzi revenge is Sower i 1day chete Karma haadhakwe
Kutorera munhu murume wake, womuroyera mwana futhi iiiiii 😭😭😭😭😭😭😭une moyo wakasindimara Mwari avadhwkwi... I say go back to sender 🙄
Reurura kumurume wako nxaaa unoreurura kwatiri azvibatsiri
Witch you dn dcv to live
uri muroyi wemunhu mudza musha ufe wakawana zororo kusvika wafa
Uri muroyi hidey
All in the name of wanting a husband? Haaa desperation yako yakanyanya.
You are very evil. God will judge you
Yoo kunzima shemu
Ehhhhhhhhhj😮😮😮iwe may karma locate you sooner than later eish
Yoo kunzima shemu
Kuroya, kuroya, kuroya pasi nako please
All this nekuda murume chete uri imbwa mugodhoyi satan