Please musanditukewo but l think you need kugona kunyatso pedza your movies and your story lines they are too similar but hope to see this channel growing and growing..
No need yekutuka munhu munhu anekodzero yekutaura maonero ake ...ok mukaona pasat panz end it means haisat yapera we working on it so do not worry,thanj u ne support
We need this Chanel to grow faster
Wonderful chokwadi powerful goood people ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
wonderful tindo n team
Lets go lets go❤❤❤❤ Creations visuals
❤❤❤ Thank you guys
Weneed more short movies from you guys please waiting for more❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Regina akapedza bhora Well done🙏
🎉 Makapedza masports
Kakabvepiko kanjapisi aka Aaah Gulez wanopedza bhora❤❤❤
Well done guys❤❤❤❤
Hahaha Hahaha tindo keep going guys
❤❤🎉🎉🎉 pat 2 please
Goood team tindo welcome back ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Can't wait
Tindo wangu ndokuziya kuti unodzifambira poto unoipakurirwa
😅😅😅😅😅😅😅😅😅ahhh
Blaz va Tindo musaite chirombe chakapusa kudaro 😅😅😅
Another one please
KudzidzA hakupere thank you guys 🥰🥰🥰
Good one!
Thank u SGP
Im lucky mai guru vangu havaiite izvo😅
T-DRU haubvire mumadhirezi😂😂😂
🔥
Nditorine mwana musango😅😅😅😅😅
Keep it up guyz❤❤❤❤❤❤🔥🔥🔥asi Tindo haunzwe mashoko amai mfundisi makanganwa...a good lesson to all unfaithful partners munofa
Hwfar infidelity tindo
Please waiting for next episode please faster faster please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Nxt episode plz
Ndoda something
Hre we go ❤❤
Tindo siyana nemapoto aya unoda kupakurirwa kangani 😂😂😂
Hoyo hoyo 🎉🎉
Chazezesa
@@creationsvsuals 💯
Haaaapo bharanzi kani chiiko😅😅😅😅😅
Tindo Tindo Tindo urikuda kupakura poto ngani
Imwe chete
Please musanditukewo but l think you need kugona kunyatso pedza your movies and your story lines they are too similar but hope to see this channel growing and growing..
No need yekutuka munhu munhu anekodzero yekutaura maonero ake ...ok mukaona pasat panz end it means haisat yapera we working on it so do not worry,thanj u ne support
Akaita similar papi paurikuona wega wega
❤🎉
Regina to the world
Kkkkkkk
Ndodanobvisa hembe here Haa Yemurai anolodha matonnes 😅😂
Matauriro a Tindo so 😂😂😂
Keep on burning 🔥🔥🔥
Tindo anopinda ne moyo chokwadi akanakamoyo❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Tindo is right here chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Can't wait for Tindo❤
Aah saka mayopedza 😅😅😅😅😅😅poto the virus 😂😂😂
Zvese bhoo zvkt asi edzaiwo kuita ending isingatisiye tiine mibvunzo
Pama buns apoo panoda Brazilian hair
Chogona icho
Ummmmmmmm tindo usadar zvak ko mweya utsvena auchamuziv hrek zvawakataur kt ndaon mjolo nw zvav kuend nepiko kkkkkkkkkkkkkkkkk i think kt mukatiisir nemakore tobatsirik vakawand cz vanhu atizoziv kt zvobud kwenguv yakait seiko ❤ u Tindo and ur team i appriciate a lot nedzidzis yak yelife
Thank you ne support
@@creationsvsualshwfar infidelity tindo
Ko infidelity makazoti yakapera here paye
Muri kurova asi pamurikusira hapaite tosara takubvunza kuti chifuti saka mogona kuisawo ma episode
Makagona
Gules ava vanongoita acting vachiita mujolo but boe hr Don muchada vaijola ft
Tindo wakanyanya saka ukurova poto Kuna maiguru , negirlfriend yablaz then mainini futy hre
Tindoe to the world
Tindo kuda poto😂
Kufa nenyota makumbo ari mumvura
Tindo akachimaster chigame ichi arikusota mainini avo vanonzi ani ndakaroora zvangu mupfanha wangu ndiye arikuda zita
Can’t wait